Chitsauko 3

1 Mashoko aya akatendeka: kana munhu achida kuwa bishopo, anoda basa rakanaka. 2 Zwinofanira kuita, naizwzwo kuti bishopo unofanira kuchenjera , murume wemukadzi umwe, anomiririra zwese, akarogeka, anofambira anhu, aakamirira mufundisa; 3 Asamwe waini, asarowe wanhu, asi akagatsikana kwete anoraradza, kwete anoda mare zwakanyanya; 4 Anotanga pamusha pake zwakanaka, kune wana wake wanoremekedza zwahari. 5 (Nokuti, asingakwanisi kutonga musha wake, achatonga sei kereke yaMwari? 6 asi munhu abva kutendeuka; kuti asizwiisi pamusoro, kuti asigwe mukugogwa na diaborosi. 7 Uye anofanira kuya nezwapupu zvakanaka kunze, kuti asagwe mukuchorwa newanhu kunyagwe kubatwa na diaborosi 8 Zwakafanana, madikono wanofanira wari wanhu wanoita zwakanaka, kwete zwisirizwo, wasamwe waini yakawada, kwete wanoda zwawasina kushanda, 9 Asi kuisa kereke mukutenda nekufunga kwakarurama. 10 Iye anofanira ahedzwa, utanga ake kuita basa, kana achiita. 11 sezwakafanana, wakadzi wanofanira waite mabasa akanaka, musataure zwakaiapa, nofanira kuita zvakatedeka pazwese. 12 Mudikoni pamwe murume wemumwe mukadzi, tonga zwakanaka wana wako ne umba yako. 13 Nekuti wanoshanda zwakanaka wanouswa pachitswimbo shipamusorosoro uye kuwimbika mukutenda kuna Jesu Kristu. 14 Ndinokunyorerai Izwi ndimirira kuzokuwonai manje manje; 15 asi, ndikanonoka, kuti muziwe kuita zwakanaka muumba yaMwari, kuti kereke yaMwari mupenyu, kuramba ndiriku muchokwandi. 16 Uye musina mubvudzo kana umwe chete, shikuru kudanwa kwakanaka kwamakaitwa: Iye akaratidzwa panyama, kururamiswa muMweya, kuwonekwa newatumwa, kuparidzira wahedeni, akatedwa ne nyika, uye akagamuchirwa kudenga nekubwenya.