Chitsauko 2

1 Nenyaya iyi ndinokukumbirai, musati maita zwese, itai shikumbiro, muchinamata, muchinamatira mabasa yekutenda kune wanhu wese; 2 kune mambo, kune wese wanechigaro kumosorosoro, kuti wane upenyu wakanyarara uye wakarokeka, kune wadaidzwa kwese kwakarogeka. 3 Izwi zwakanaka pamberi paMwari muponesi wedu; 4 kune waya wanoda kunti munhu wese aponeswe ngauye kuzoziya chokwandi. 5 Nekuti kuna Mwari ega, umwe chete anotzwisisa Mwari ne wanhu: munhu ndiJesu Kristu. 6 Iye akazwipa semusunuguri kwatiri tose, sezwapupu zwenguwa yake. 7 Naizwozwo kwakaitwa waparidzi uye wapostora, wanodzidzisa wahedeni mukutenda ne muchokwandi (Izwi ndikutaura chokwandi, adisi kunyepa). 8 Naizwozwo, ndinoda kuti warume wanamate pese pawanenge wari, muchisimudza mawoko matswene, kusina kutsamwa kana kunetsana. 9 Sekudaro wakadzi ngawapfeke nguwo dzinechiremerero, kwete zwekurokwa , gorde,mafuta, kana nguwo dzinodura; 10 Asi, nemabasa akanakana, kuti wakadzi kuzwiratidzira kuna Mwari 11 Mukadzi ngadzidzi kunyarara, nekuzwisa pasi. 12 Anditetere kuti mukadzi afundise, kana kuzwiisa pamusoro pemurume wake, asi, nganyarare. 13 Nekuti wekutanga akawa Adhamu, kuchitera Evha. 14 Uye Adhamu aina kunyegerwa; Asi mugadzi akanyegerwa, uye akatadza. 15 Uye iye anozwiponesa pakumbereka, Akaramba arimuutenda, nerudo, nekururama neruzio mukufunga kwako.