Chitsauko 5

1 Usatsure chimbere, asi wambai sababa; jaya se hama; 2 chimbere dzewakadzi, sena mai; wasina, se hama, nekutchena kwese. 3 Simudzirai chirikadzi chirikadzi dzeshokwadi. 4 Asi, kana chirikadzi akawa ne hana kana kuti muzukuru, dzidzi kuita tsitsi ne hama dzako, muchipawo mubayiro kuna baba; nekuti izwi zwinofadza Mwari. 5 Ichokwandi kuti chirikadzi isina chinhu inomira muna Mwari, uye anochigaira usiku na masikati achinamata. 6 Asi anozwipa pazwinhu zwenyama kunyagwe achirarama anofa. 7 Tuma, nekuti, zwinhu izwi, akarogeka. 8 Naizwozwo, uye munhu asingachegetedze umba yake arambawo kutenda, zwakachatira kune asingatende. 9 Chirikadzi, kuti anyoreswe, afanire kuwa namakore aripasi pamakumi pasere, angari mukadzi wemumwe murume. 10 Anofanira kupupura mabasa akanaka: kana akaita wana ufanira kuenda kunowachanyira, kana wagedza mukumbo yewatswene, kana wakabatsira waitambura, wakatera basa rakanaka. 11 Asi, atindi chirikadzi dzidoko; nekuti, kana wachida kuzwipira kuna Kristu warikuda kurorwa; 12 uye wanotogwa, nekuti wakasiya kutenda kwekutanga. 13 Uye, kunze kweizwi, wanofamba wachida kuwona umba ne umba; kwete chete kuda kuziya asi makuwa nekuda kuziya zwakawadzika, wachitaura zwisina kururama. 14 nekuti, majaya rorwai, barai wana, tungamirirai umba yenyu, musape mukana kune wakaipa. 15 Nekuti watorasika wakatera Satanas. 16 Kana umwe watende arichirikadzi, wabatsirei, asi musiremerwe nekereke, kuti buwabatsire warichirikadzi dzechokwadi. 17 Wakuru wanobata zwekereke wanofanira kuita zwakapetwa kunyanya waya wanoita zwekuparidza. 18 Nekuti magwaro anoti: ''usasunga murumo wenzombe kana uchipura zwiyo''; uye: ''Mushandi anofanira kuwana mubayiro wake''. 19 Usagamuchire mhaka inopomerwa mukuru, pasi wapupuri wairi kana watatu. 20 Wapotadza, mutsure pamberi pewanhu, kuti umwe atye. 21 Ndinokuraira, pamberi paMwari, Jesu Kristu, newatumwa wakasarudzwa, chigetai zwinhu izwi, usingaitiuchitsaura wanhu. 22 Usakurumidza kuisa mowoko pamusoro pemunhu, uye usabatikana nezwiwi zwewamwe; ramba wakachena. 23 Usamwe chete bvura, asi imwa waini bichana, nekuda kwedubu rako, nekuda kwekurwara kwako. 24 Chiwi chewamwe wanhu wakatozwiratidza kutogwa kusati kwaswika, Asi wamwe wachazwiratidza newamwe. 25 Zwakafanana, mabasa akanaka anowoneka; amwe wasiri kudaro wanhu wanda.