Chitsauko 4

1 Niazwozwo, hama, tinokukumbirai nekukurairai munaIshe Jesu, sezvamaka gamuchira munofanira kufamba muchifadza Mwari, mafambiro amuri kuita, moramba muchidaro. 2 Nekuti munoziwa mitemo yatakakupai muna Ishe Jesu. 3 Nekuti uko ndiko kunda kwaMwari: kururama kwenyu, kuti muregue kuita chiwi chiwupombwe; 4 kuti umwe na umwe agone kusvitsakira mudziyo yake rutswene nekukudzwa; 5 wasande kuchiwa sewahedeni wasingaziwe Mwari. 6 Munhu gasaitire hama yake zwakaipa kana komunyegera, nekuti Ishe ndiwo mutsiwi wezwinhu zwose, tisati tapa zvapupu. 7 Nekuti Mwari aana kundidanira kune zwakaipa, asi mukururama. 8 Naizwozwo izwo, unoramba kuwa munhu, Asi kuna Mwari, akatipawo Mweya, Mutswene. 9 Zwino kana riri rudo pakati, andinofanira kukunyorerai, nekuti imi mese murikudzidziswa na Mwari kuti indai wamwe wenyu. 10 Nekuti itai kudaro kune hama dziri kuMacedonia. tinokurairai kune muite zwakadaro. 11 uye tsagai kurarama muwokunyarara, muchibatisisa nyaya dzenyu, muchichanda nemawoko yenyu, zwatakakuudzai; 12 sei muchifamba mugwara rakanaka kune waripanze, musingachaiwe chinhu. 15 Asi hama, atinde kuti muziwe zvewakafa, sei musingatsamwe newamwe wasina tariro. Nekuti, kana tichitenda kuti Jesu akafa uye akamuka. 14 Kune waya wakafa muna Jesu, Mwari achawadzosa. 13 Nekuti tinotaura izvi nekuda kweshoko raMwari, wanenge wari waoenyu mukusvikira kudzoka kwaJesu, atiende wakafa wasati waenda. 16 1 Nekuti iwo Ishe wachadzika kubva kudenga nekudanidzira kukuro, ne inzwi remutumwa, newamada raMwari; kune waya wakafa kuna Krsitu wachatanga kumuka; 17 Kune waya wane wariwapenyu, wachatorwa pamwe chete nawo mumakore, kuti tiwone Ishe mudenga, tichawa na Ishe nekusingapere. 18 Naizwozwo nyaradzanai umwe na umwe nemashoko.