Chitsauko 5

1 Asi, hama, panyaya yanguwa atifanire kukunyorerai; 2 nekuti imi chaiko munoziwa kuti zuwa raIshe richauya sebhava maneru. 3 Pawanoti: ''Rugare uye nekugarika'' , kuchauya kwawari kuparadzwa, kunge marwadzo yekubereka, uye ipona amupotswe. 4 Asi imi, hama amusi murima, kuti zuwa iro rikumbatei sembavha. 5 Imi muse muri wana wechiedza ne wana wezuwa; atisi wemanheru kana kuti werima. 6 Naizwozwo, musawata sewamwe; rindirai uye nekuwonesesa. 7 Nekuti wanowata, wanovata mausiku; uye wanomwa wanomwa manheru. 8 Asi isu, tiriwezuwa, gantichejere, uye tinopfeka chidzitiro chikutenda ne rudo, nengovani yeroponeso. 9 Mwari haana kutisira kutsamwa, asi tiwe neruponeso, pakati paIshe wedu Jesu Kristu, 10 akafira isu, kuti waya wanorindira ne kuwata, tirarame naye. 11 Naizwozwo nyaradzanai umwe na umwe uye simbisanai umwe na umwe, kunge zvamunosoita. 12 Hama, tinokumbira kuti muziwe kuti tinokuchandirai, wanokutugamirirai munaIshe; 13 uye iwai nerudo, nebasa rawo. Iwai nerugare pakati penyu. 14 Hama tinokumbira kuti muraire wasinga terere murairo uye musimbise wanopera moyo batsirai wakaneta, tzwirai wese tsitsi. 15 Chenjerai waya vanoita zwakaipa odzorera zwakaipa, asi itai zwakanaka mazuwa ose. 16 Farai mazuwa ose. 17 Namatai musingamire. 18 Tendai mune zwese, nekuti uko ndiko kunda kwaMwari kuna Kristu Jesu kwamuri. 19 musadzime Mweya. 20 Musachore zviporofita. 21 Idzai zwese uye muchiita zwakanaka. 22 Pakati penyu gapasawe nezvakaipa. 23 Ndiye Mwari werugare uye anoruramisa zwose; uye kuti mweya wenyu, moyo ne nyama zvichegetwe zvisina zvipomerwa pakudzoka kwaKristu Jesu. 24 Akatenda ndiye uya anokudanai, iye achazvita. 25 Hama, ndinamatireiwo, 26 muresai hama dzose ne tsondi retswene. 27 Ini ndinokutumai muna Ishe kuti tsamba iri muwerenge kune hama dzose. 28 Nyasha dzaIshe wedu Jesu Kristu.