Chitsauko 3

1 Neiko tisinga chigaire, kuti tigare tega kuAtena, 2 uye Tinotumira timotio, hama yedu mushumiri waMwarine vangeri raKristu, kuti tisimbisane nekushinga pakutenda kwenyu; 3 kuti munhu asabatwe nekutambudzika uko; Nekuti imi munoziwa kuti ndizwo zwatakasikirwa. 4 Nekuti patanga tiri tese takataura kuti tichatambudzwa, sezwaitika, imi maiziwa. 5 Sei makanga musinga chinge, ndini ndamutuma kuti ndiziwe kutenda kwenyu. Ini ndaitya kuti muedzi akauya kuzokuedzai, kuti basa redu resawe pasina. 6 Asi zwino, Timtio paakadzoka kubva pamberi penyu, atiiguira nauwo dzakanaka nekuda kwekutenda nerudo uye mazuwa ose murikutirangarira; 7 neizvi, hama, tinogara takamunekidzana nekuda kwenyu nekutambudzika kwedu, nekutenda kwenyu. 8 Nekuti iko zwino, makashinga paIshe. 9 Nekuti tinotenda Mwari nekunda kwenyu, mufaro wese kuda kwenyu, pamberi paMWari! 10 Uye mausiku nemasika tirikunamata kuti tiwone meso enyu, zwirikushaika mukutenda kwenyu. 11 Uye Mwari umwe, Baba wedu, ishe wedu Jesu, kugadzirira Gwanza rinozvika kwamuri. 12 Mwari gaite kuti mukure uye muwe nerudo umwe ne umwe, uye newese, kufanana kwedu nemi; 13 simbisai moyo dzenyu, usina chawapomerwa pamberi paMwari wedu Baba, pakuuya kwaIshe Jesu newatswene wake.