Chitsauko 2

1 Nekuti imi, hama, ziwai kuti mapfuriro andakaita kwamuri akuna kuwa pasina. 2 Naizwozwo, kunyagwe tisati, kuFiripo, takatambudzika uye tikasugurudza, asi munoziwa, takawa na Mwari wedu takamunzuwa kuti tikuudzei vangeri raMwari pakati pewakasiana. 3 Nekuti kudzidzi kwedu akuna kuya manyipo, kana pakuita zwakaipa, kana kunyegera; 4 Asi, takabvimidzwa naMwari kuti vangeri iwimbike, kudaro tinotaura; usamire kufadza wanhu, asi Mwari, anobvimidza moyo dzedu. 5 Nekuti, munoziya, antisati tashandisa shoko rekubata kumeso, kana kukarira pfuma; Mwari mupupuri. 6 Atitsvake kubwenya kwemunhu, kana dzenyu, kana wamwe, kunyagwe tinesimba, semaApostora waKristu, kuti wakutungamirirei. 7 Naizwozwo takawa wanyoro kwamuri, kunge mai wanobata mwana wavo nerudo. 8 Saizwozwo isu, tinerudo kwamuri, nekuda taida kune tigowerani nemi kwete chete evangeri raMwari, Asi upenyu weduwo, nekuti muchadiwa nesu. 9 Nekuti rangarirai, hama, nebasa renyu ramunoramba muchiita; patinokuparidzirai evangeri raMwari, tinochanda usiku nemasikati kuti tisawe mutoro kwamuri. 10 Imi na Mwari ndimi zvapupu rakawa sei rutswene, akarurama, chisina chatinopomerwa kunemi wanotenda. 11 Saizwozwo munoziwa, kunge baba kuwana wawo takakudzidzisai, takakunyaradzai, uye taipupura umwe na umwe, 12 Kuti ufambe mugwara rakarurama pamberi paMwari, anokudanai mu umambo nekubwinya. 13 Nekuti izvi tinotenda nazwo Mwari, kuti makagamuchira shoko raMwari ratinochumira, amuna kugamuchira seshoko remunhu asi (rechokwadi) se shoko raMwari, uye anochanda matiri, wanotenda 14 Nekuti hama, imi makawa watedzire wekereke yaMwari iri kuJudea kna Kristu Jesu; nekuti makatambudzika sezwakanakana newakuru wenyu, kunge iwo wejudea; 15 waya wakaurya Ishe Jesu, uye wakawatera uye awana kufadza Mwari, wakasiana newese: 16 Iwo wanotirambidza kuti titaure newahedeni, kuti waponeswe. ikozwino warikuzwadza nechiwi, asi, kumagumo, kutsamwa kuchauya pamusoro pawo. 17 Naizwozwo, hama, patakasyana panguwa, pameso asi kwete mumoyo, tinotsakazwe, kuda kuwona meso wenyu; 18 Nekuti tinoda, ini zwangu, Pauro, kuya kuzokuchanyirai; asi Satani akatimisa. 19 Nekuti, tariro redu riripiko, nemufaro, kana kuti korona rekurumbidzwa, pamberi pa Ishe wedu Jesu pakudzoka kwake? 20 Adisi imi? nekuti imi murirukudzo redu nemufaro.