Chitsauko 9

1 Hadina kusununguka here? handisi muwapostora here? Ini adina kuwona Jesu Ishe wedu here? Imi amusi chibereko chebasa rangu here? 2 Kunyangwe ndiri muwapostora kune amwwe, zwirokwazwo ndiri kwamuri, nokuti imi muri simbiso rewapostora wangu munaIshe. 3 Uku ndiko kuzwidawirira kwangukuna awo wanondigarira matare. 4 Hatina kudzero kuyha kana kuwa here? 5 Hatina kudzrero yekutora mukadzi mutende, kunge zwinoita amwe wapostora, uye hama dzaIshe na Kefas? 6 Kana kuti ndini chete na Banabas tinofanira kuchada? 7 Ndianiko angarwa hondo achizwiripira mubairo? Ndianiko anosima munda wemuzambiringa uye asingayhi mazwambiringa acho? Kana kuti ndianiko anedaga asinganwi mukaka wacho? 8 Ndinotaura izwi nekuda kwesimba rewanhu? Murairo aurewe zwimwechete here? 9 Nekuti zwakanyorwa mumitemo yaMozisi: ''Usasunga muromo wemombe kana uchipura zwiyo''. Mwari ane anya nemombe here? 10 Zwirokwazwo anotaura izwi kwatiri azwisizwo Here? zwakanyorwa nesu, kana murimi achirima nemupuri achipura, anofanira kuita izwi netariro yekuti achagowerwawo gohwo. 11 Takasima zwinhu zwemweya matiri, tinogawa chinhu chikuru here kana tichakowa zwinhu zwenyu zwenyama? 12 Kana amwe anekudzero iyi yekuwana rubatsiro kubva kwamuri? Atifaniri kuwana zwikuru here, isu atishandisi kudzero iyi, asi tinotambudzika pane zwose kuti tirege kukanganisa vhangeri yaKristu. 13 Imi amuziwi here kuti uya anoshandira mutembere, anogamuchira chikafu mutembere? Uye uya anoshanda muaritar anopuwawo zwinobva paaritar? 14 Saizwozwo, Ishe wakaraira kuti uya anoparidza shoko anofanira kurarama mushoko 15 Ini adina kufisa kudzero izwi. Uye adina kunyora zwinhu izwi kuti zwiitwe neni. Zwiri nani kuti ndife pane kuti umwe munhu anditorera ichi chandinozwirumbidza nacho. 16 Nekuti kana ndichiparidza shoko, andizwikudze, nekuti ndinosugirwa kuti ndiparidze. ndine nhamo kana ndisigaparidze vhangeri! 17 Nekuti kana ndichiita izwi kuda kwangu, ndine mubairo; asi kana kuri nekusada kwangu, ndirikungupowa zwinhu izwi kuti ndiite. 18 Ndiwopiko mubairo wangu? Pandinoparidza, ndinogona kukupai vhangeri pasi mubadaro, uye adiite izwi nekodzero yangu. 19 Kunyangwe ndakasunuguka pazwese, ndiitei muranda wewese, kuti ndiwane wajinji kwazo. 20 Kune waJudas ndakazwiita muJuda, kuti ndiwane waJuda. Uya aripasi pemutemo, ndakazwiita semunhu aripasi pemutemo, kuti ndiwawane pamutemo. 21 Kune waya wasina mutemo, ndakazwiita kunge munhu asi mutemo, kunyangwe ndisina mutemo yaMwari, asi nemutemo waKristu. Ini ndakaiita izvi kuti ndiwane wanhu wasina mutemo. 22 Kune wakaneta nakazviita ndakaneta, kuti ndiwane uya akaneta. Ini ndakazvichadura kuita wanhu wese kuti ndiwane wajinji, kuti ndiponese wajinji. 23 Uye ini ndinoita zvose nekuda kwevhageri, kuti ndiwepowo paropafadzo. 24 Hamuziwe here kuti panhangemutange wanhu wese wanomanya, asi umwe chete ndiye anopowa mubairo? saka ndirikumanya kuti ndiwane mubairo. 25 Wanhu wese wanopida mumutambo wanozvirowedza zvakaoma. Iwo wanoita izvi kuti wasarunze korona inoparara, asi isu tinomanyira kuti tiwane korona insigapere. 27 Naizvozvo, hadimanye ndisina ramagwana, andirwe ndichirowa mhepo; 26 asi ndinoweredzera mmwiri wangu ndinouita murand, kuitirei kuti mushure mukunge ndapedza kuparidzira amwe, ini pachangu ndirige kushaya mubairo.