Chitsauko 8

1 Zwino, pamusoro pechikafu chakabayirwa kuzwifananidzo, tinoziwa kuti ''tose tinoruziwo''. Kuziya kunowisa, asi rudo renowaka. 2 Kana munhu achifuga kuti anoziwa chinhu, asi munhu uyu aziwe zwaifanira kuziya. 3 Asi kana munhu achida Mwari, munhu uyu anozikanwa Naye. 4 Naizwozwo, pamusoro pechikafu chakabayirwa kuzwifananidzo, tinoziwa kuti '' Chifananidzo panyika ino achisi chiro'', uye '' akuna Mwari asiri mwari umwe chete''. 5 Nekuti kune wanonzi wana mwari, kungawe kudenga kana panyika, kune wajinji ''wana mwari'' uye wajinji ''wana ishe''. 6 Asi isu tina ''Mwari umwe chete, uye Baba, zwinhu zwese zwakabva paari, uye tinoraramira ani, Uye umwe chete Ishe Jesu Kristu, zwinhu zwese zwakawepo nekubudikidza naye, uye isu tinorarama nekubudikidzira naye''. 7 Awasi ose wano wanoziwa izwi. Amwe anhu wachiriwakabatwa nezwifananidzo, wanoyha chikafu ichi wachibayiro chifananidzo. pfugwa dzawo dzakatapurirwa nekuti wakaneta. 8 Asi achisi chikafu chinotiswitsa pamberi paMwari. Atina kuipa kana tayha uye atinatse kana tayha. 9 Asi gwarirai kuti rusunuguko renyu rirege kuwa chiguboso kune waya wasina simba pakutenda. 10 Kana munhu akauya kwamuri, ane ruziwo achiyha chikafu mu kereke yemufananidzo, kuneta kwepfugwa kuswisimbisa kuyha zwinobayirwa kuzwimufananidzo? 11 Naizwozwo, nekuda kwepfugwa yenyu pachokwandi pakurarama zwimufananidzo, asina simba, hama Kristu dzaakafira, uye akaparadzwa. 12 Nokudaro wakatadzira hama yako, kumutonisa ne pfugwa dzakaneta, watadzira Kristu. 13 Naizwozwo kana chikafu chinoita kuti hama yangu itadze, ini andiye nyama zwekare, kuti ndiite kuti hama yangu itadze.