Tchitsauko 7

1 Zvino pamusoro pezwamakanyora: "Zvakanaka kuti murume asabate mukadzi". 2 Asi nekuda kwe ufewe, murume umwe neumwe anofanira kuwa nemukadzi wake, uye mukadzi umwe neumwe anofanira kuwa nemurume wake. 3 Murume akafanira kupa mukadzi wake kodzero dzakafanira; uye mukadzi akafanira wo kupa murume wake kodzero 4 dzakafanira. Mukadzi aana simba pamusoro pemwiri wake, asi simba rine murume wake. saizwozwo murume aana simba pamusoro pemwiri wake, asi simba rine mukadzi wake. 5 Musa dzwinyirirana pakati penyu, kunze kwekuti matenderana kunguwa diki, kuti muwe nenguwa yekunyengetera. Mukapedza, muwezwe pamwe chete. Kuti Satani arege kukuedzai nekuda kwekuchaya kuzwidzora kwenyu. 6 Masoko awa andirikukutaurirai awasi mutemo asi kurudziro kwamuri. 7 Ini ndaida kuti mose muwe seni; asi umwe neumwe anechipo chaakapiwa na mwari, chimwe nechimwe chakasiana. 8 Ndinokurudzira kuwanhu asati arora nechirikadzi kuti zwakanaka kugara kudaro asina kurora seni. 9 Asi kana munhu asingadoni kuzwidzora mwiri wake, zwirinane arore hake nekuti azwibatsiri kuchegeta zwinoda moyo wako. 10 Zwino kune akarora ini ndinoisa mutemo uyu, asi andisini ndi mwari: "Mukadzi azwiti kuti arambane ne murume wake". 11 Nekuti kana aramba nemurume wake, afaniri kurorwazwe nemumwe murume, kunze kwekudzokererana nemurume wake. Naizwozwo murume afaniri kurambana ne mukadzi wake. 12 Asi mese ndinokutaurirai izwi, aasi Mwari ataura, ndini ndirikutaura, kana pane hama ine mukadzi asiri mutendi uye mukadzi arikufara nekurarama kwearikuita nemurume wake, ngasarambane nemukadzi wake. 13 Kana pane mukadzi anemurume asiri mutendi uye murume arikufara nekurarama kwearikuita ne mukadzi wake, ngasarambe nemurume wake. 14 Nekuti murume asingatendi achacheneswa nekuda kwemukadzi wake, kunze kweizwozwo, wana wawo aiwa akaswipa pamberi paMwari, asi chokwadi ariwatswene. 15 Asi kana uyo asingatendi akaramba umwe wake obva aenda, musiye aende. Nekuti hama kana munuguna aumanikidzwe kurarama mararamire iwawo. Asi Mwari akakudana kuti urarame murugare. 16 Uye munoziwa sei, iwe mukadzi, kuti uchaponesa murume wako? Ko iwe murume unoziwa sei ukti uchaponesa mukadziwako? 17 Naizwozwo umwe neumwe ngararame upenyu weakapiwa naIshe nekuti ndiwo weaka daidzirwa. Iwu ndiwo murairo wekumakereke wose. 18 Anga urimunhu wakachecheudzwa pawakadaidzwa namwari kuti uwemutendi? Ngasa ngasaedze kufisa cuchecheudzwa kwake. Wanga uri munhu aka checheudzwa Mwari pawaka kudaidzwa mukutenda? Naizwozwo usazwichecheudze. 19 Naizwozwo kana checheudzwa akuna basa. Chinodiwana kutewera mirairo yaMwari. 20 Umwe neumwe ngarambe akamira maringe kudaidzwa kweakaitwa naMwari mukutende. 21 Wanga uri muranda pawakadaidzwa na Mwari? usanetseka nazwo. asi sununguka, zwinoita zwakanaka. 22 Kune uya anodaidzwa naMwari se muranda wake, ndimunhu wakasununguka pamberi paIshe. Naizwozwo, uya akasununguka paakadaidzwa mukutende, iye ndimuranda waKristo. 23 Imi makatengwa nemutengo, musawa waranda wewanhu. 24 Hama zwatanga tiri patakadaidzwa mukutenda, ngatirambe takadaro. 25 Zwino kune waya wasinakumborora, ini andina murairo waIshe. Asi ndinomupai zano rangu semunhu, nengoni dza Ishe, ndino wimbika. 26 Naizwozwo ndinofunga kuti nekuda kwechuchikana kurikuwanikwa, zwakanaka kuti munhu agare se zwaari. 27 Iwe une sungano rawakaita mukadzi? usazwiedza kusiana naye. Wakamborambana nemwe mukadzi? usatswake mumwe. 28 Asi kana uka rora, auna kuita chitadzo. Uye mukadzi asina kurorwa, akarorwa hana kuita chitadzo. Asi uyo anorora anowa nematabudziko mazinji pakati pekurarama kwawo, ndinokukurudzirai. 29 Asi ndinokutaurirai hama dzangu: Tasara negwa choma, kubva pano kwenda mberi, siyai wane wakadzi nararme se wasina. 30 Waya wano chema warame se se wasiri kuchema; Waya wano fara se wasior kufara; Waya waya wanotennga, se wasina kana chinhu; 31 Wano ita nezwekutengesa panyika, se wasiri kutengesa; Nekuti nyika yamuri kuwona yakuswika kumagumo. 32 Ini ndaida kuti musazowe nekufunganya. nekuti uwo asina kurora akabatikana nezwa Ishei, nekutswaka kumufadza. 33 Asi murume akarora akabatikana nezwenyika, nekutswaka kufadza mukadzi wake. 34 uye akapatsanurwa. Zwakare mukadzi asina kurorwa kana mhandara akabatikana nezwa Ishe, kuti anowa sei mutswene panyama nepamweya. Asi mukadzi akarorwa akabatika nezwe nyika, nekutswaka kufadza murume wake. 35 Ndirikukutaura izwozwo kuti zwimunakirei, akusi kukumanikidza, Asi zwakanaka kuti munhu awe akabatikana ne zwaIshe usina kuwarairwa. 36 Asi kana munhu achiona kuti asikuitira zvakanaka mhandara yaakaita nayo sungano, kana achiziwa kuti rudo raanaro kvaari rakakura, anofanira kuita zvaanoda. nekuti haasi kutadza; ngarore hake. 37 Asi kana iye agutsika ne moyo waken kuti hadi kurora, ngaazvichengetedze pawido zve moyo wake uye wagutsikana unofanira kuita sa izvozvo, anoita zvakanaka. 38 Uyo anorora mhandara anoita zvakanaka, asi anotsara kusarora, arikuita zvakanakisisa. 39 Mukadzi akabatanidzwa nemurume wake achiri mupenyu. kana murume wake afa, iye akasununguka kurorwa ne umwe murume waanoda, ndi Ishe anotaura izvozvo. 40 Asi ini nekuona kwangu, anosununguka zvikuru aka akararama ariega. Ndino funga kuti neni wo ndine mweya waMwari.