1 Kana mumwe wenyu aine Nyaya neumwe , ungsasunga kumukwirira kune wasina kururama akasamukwirira kune waswene here? 2 Imi hamuziwi ere kuti watswene wachatonga nyika? Zwino, kana nyika ichitonga nemwi, imi amufaniri kutonga nyaya dzidoko here? 3 Amuziwi here kuti tichatonga watumwa zwikuru? sei izwo zweupenyu wuno! 4 Zwino kana mune nyaya dzeupenyu, wuno dzinofanira kutongwa, munogadza seiko awo wanozwidzwa pachechi kuti iwo watonge? 5 Ini ndinotaura zwino izwi kuti munyadziswe. hakuna wakangwara pakati penyu ungakwanisa kutonga pakati pehama nehama yake here? 6 Asi hama inokwirira hama, achizwiita pamberi pewasingatendi here! 7 Zwino matowa nemhoswa kwazwo pakati penyu, zwamunosimukirana. Munorambirei kutenda kuitirwa zwisina kururama? Munorambireiko kutenda kubirwa? 8 Asi imi munoita zwisina kururama, munonyengetera, muchizwiitira hama! 9 Hamuziwi here kuti wasina kururama hawapindi muwuMambo waMwari here? Musarasike; nekuti mhombwe,kana wanonamata zwifananidzo, kana wanoita ufewe, kana wakabata, kana wanoita zwakashata 10 newarume, hakuna wanopinda muwuMambo waMwari. 11 Wamwe wenyu wanga wakadaro. Asi makangendzwa, asi makaitwa watswene. Makaruramiswa nezita raShe Jesu Kristu nemweya waMwari wedu. 12 Ndakatenderwa zwinu zwesen asi zwinhu zwese azwindibatsiri. '' Ndakatenderwa kuita zwinhu zwese asi, handinhi kukundwa nechinhu 13 chimwe. Zwekuriya ndezwedumbu, uye dumbu ndeyezwekuya'', asi Mwari iro nairo zwese. Mwiri ausi weupombwe, asi ndewa Ishe ndewe mwiri. 14 Mwari wakamutsa iche uye wakatimutsa nenyasha dzaMwari. 15 Imi amuziwi here kuti Mwiri yenyu ichechi yaKristu? ndichatora wechechi yaKristu ndikaita machechi ezwifewe here? 16 Hamuziwi kuti wakasangaswa nemhombwe wawe mwiri mumwe naye here? Sezwinotaura mutemo: Wairi wachawa nya,ma imwechete.'' 17 Asi wakasanganiswa naIshe wawa Mweya mumwechete naye. 18 Tizai muwufewe, Zwinhu zwese zwinoitwa nemmunhu zwirikudze kwemwiri, asi unoita wufewe unotadzira mwiri wake. 19 Amuziwi kuti mwiri wentu ichechi yeMweya muswene urimukati mwenyu, wamakapiwa na Mwari? hawusi wenyu. 20 Nekuti, makatengwa nemutengo. Saka kudzai, Mwari mumwiri wenyu iri yaMwari