1 Munhu upi newupi ngarangarire, saizwozwo kuti tiri waranda waKristu, wachemgeti wezwakawadzika zwaMwari. 2 Zwino pazwinu izwi, watarir pawanoswaka kuti munhu awonekwe akatendeka. 3 Chinhu chidokodoko kwandiri kuti nditokwe nemwi kana kutongwa kwemunhu, andizwitongi ndirinemwi. 4 Nekuti andiziwi nyaya yandirikupomerwa; asi andiruramiswi neizwozwo. Asi Ishe ndiye unonditonga. 5 Saka musatonga chinhu kana nguwa isati yakwana, kuswikira Ishe wauya. Iye uchabudisa pachena zwakawandzika zwerima, nekuratidza mifungo yemumoyo. Zwino mumwe nemumwe achagamuchira uchatambira rumbidzo yaMwari. 6 Zwino hama, dzangu, zwinhu izwi ndakazwinyora ndichizwifananidzira Ini neAporo, nekuda kwenyu, kuti mudzidze nesu: ''Kusapfura izwo zwakanyorwa''; kuti mumwe asazwikudze muchifurira umwe. 7 Uye, kune anowona musiyano, pakati penyu? Chiko chauinacho chausina kutambira mahara? Kana wakapiwa unozwikudzireiko semusina kutambira? 8 Imi matonezwese zwamaida matonepfuma! mabata wushe kunze kwedu ndai maibata wuche wenyu, kuti isu tibatewo pamwechete nemi. 9 Nekuti Mwari wakatigadza, isu wapostora, apkupedzisira sewanhu wakatongerwa, rufu. Nekuti takaitwa chinhu chinoshamisa, nyika newatumwa wewanhu. 10 Isu tiri mapedzi nekuda kwaKristu, asi imi makangwara muna Kristu. Isu takananeta, asi imi munesimba imimunokudzwa asi isu tinozwiszwa. 11 Kuswikira nguwa ino isu tinenzara, nenyota. hatina chatinofunga tinorobwa, netsiwa hatinanzwimbo kwayo yekugara. 12 Tinotambudzika,tichibata nemaoko kana tichitukwa tinoropafadzwa, kana tichitambudzwa tinosunga moyo. 13 Kana tichipomerwa tinowaraidza; takaitwa setswina yenyika,marara ewose kuswikira nanasi. 14 Ini andinyori zwinhu izwi kuti ndikunyadzisei, asi kuti ndikurairei sewana wangu. 15 Zwino, kana maiwa wane zwiuru zwinegumi, munaKristu, hamuna madzibaba wakawanda. Nekuti muna Jesu Kristu wakakuberekai, neIvangeri. 16 Naizwozwo ndinokumbira zwikuru kwamuri kuti muwe watewereri watedzeri wangu. 17 Sakei ndirikukutumirai, Timotio Kwamuri, mwanawangu wandinoda wakatendeka muna Ishe. Iye uchakucherechedzai, mitowo wangu iri muna Kristu, sekudzidzisa kwandinoita kuswimbo yese muchechi imwe neimwe. 18 Zwino wamwe wanozwikudza sefanike andiuyi kwamuri. 19 Ndichakasika kuwuya, kwamuri, Kana ishe achida. Andiziwi shoko reiwo wanozwikudza, asi simba rawo. 20 Zwino wuMambo waMwari, hausi pamashoko, asi pasimba. 21 Munotswakeiko? Ndiuye kwamuri nemushapu kana kuti nerudo, nemweya wewunyoro here?