1 Hama, ini ndakanga ndisingagoni kukutaurirai sewanhu wemweya, asi sewanhu wenyama, newana muna Kristo. 2 ini ndakakuchengetai nemukaka, kwete nechekuyha, nekuti makanga musati masimba, uye amusati masimba zvakakwana. 3 Nekuti imi muchiri wenyama. Nekuti kana muchirarama nechange nekusazwisisana pakati penyu, amusi kurarama munyama, uye nekufamba mundzira yewanhu wenyama ere? 4 Asi kana munhu akati: "Ini ndino tewera Paulo," Mumwe zvakare akati: "Ini ndinotewera Apolo", amusikurarama nekuda kwemunhu ere? 5 Saka ndiani ko Apolo? uye ndiani ko Paulo? Pakati pawaranda wakatenda, nekuda kwemugowo waakapiwa naShe mumwe nemumwe. 6 Ini ndakasima, Apolo ndokudiridza, asi Mwari ndokukudza. 7 Naizvozvo, wanosima, neanodirira, apanachaakaita. Asi ndimwari anokudza . 8 Naizvozvo, anosima neanodiridza apana musiano, umwe nwume anotambira mubairo nekuda kwebasa rake. 9 Nekuti tiri wabati Wamwari. Murimunda waMwari uye muri imba yaMwari. 10 Nekuda kwenyasha dzaMwari dzandakapiwa semutungamiriri akachengera, ini ndakakhanda dombo rekutanga ndobva ndawaka pamusoro paro. 11 Nekuti atingakhandiri dombo parimwe dombo rakhandirwa kare, uye ndiJeso Kristo. 12 Zvino kana munhu achiwaka pamusoro pedombo rekutanga negoridhi, sirivheri mapuwe anopenha, nematanda, neuswa, 13 basa raka richaratidzwa, uye kupenya kwezuwa kucharatidza. Nekuti zvicharatidzwa nemoto; Uye moto ucharatidza basa reumwe neumwe zvaakaita. 14 asi kana basa remumwe rikakunda moto, iye achawa nemubairo. 15 Asi, kana basa remumwe rikaswa, acharuza. Iye achaponeswa, asi zvichawa nemadariko emumuto. 16 Amuziwi kuti murithemberi yaMwari uye Mweya waMwari unogara mamuri here? 17 Asi kana munhu akaparadza themnber yaMwari, Mwari achamuparadza wo. Nekuti themberi yaMwari ndimi, uye muri watswene. 18 Munhu ngaasazvinyepera. Kana munhu pakati penyu achizviti akachengera muguwa yatiri ino. gaazviite munhu "akapusa", kuti iye awe munhu akachenjera. 19 Nekuti uchenjeri wenyika ini kupusa pamberi paMwari. nekuti zvakanyorwa kuti: "Iye ngaazviise mukuchenjera pamazano ake". 20 Zvakare: "Ishe wanoziwa kuti pfungwa dzwewakachenjera adzibatsiri". 21 zwino musazvikudza zvakare pamberi pewanhu! Nekuti zvinhu zvose ngezvenyu, 22 angawe Paulo, kana Apolo, kana Cefas, kana nyika, kana upenyu, kana rufu, kana zviro zvatirikuona, kana zvatichaona. zvese ngezvenyu 23 uye imi ndimi kristo uye Kristo ndiMawari.