1 Ndinokuyeuchidzai hama, muvhangere yandakakuparidzirai, yamakagamuchira, uye ramakamirira mairi. 2 Uye ndivhangeri iyi tinoponeswa, kana makabatirira kwazvo vhangere yandakaparidza, kana kuti makatenda pasina. 3 Nekuti zvadakagamuchira zvinokosha pekutanga ndizvo zwandakupai: kuti Kristu akafira zviwi zvedu, sezvanyorwa mubhuku; 4 uye Iye akawigwa uye akamuka nezuwa retatu, zvakanyorwa mubhuku. 5 Uye akauya kuna Kefas, chechipiri kuwagumi newairi. 6 Chechipiri kwakauya hama dzinosvika mazana mashanu kamwe chete, amwe achirikurarama, asi amwe awata. 7 Uyezve akauyawo kuna Jakobho, kwechipiri kuwapostore wese. 8 Uye patakapedzisira, Iye akauya kwandiri, semwana akabarwa nguwa isati yasvika. 9 Nekuti ini ndirimuduku kwaapostora, hadikudzere kunzi muwapostora nekuti ndaitera kereke yaMwari. 10 Asi, nenyasha dzaMwari, ndizvo dizvo zvandiri asi nyasha dzenyu adzina kuwa dzemahara. kunze kwe izvi, asi ndakashada zvikuru kupfura iwo, kunyangwe ndisiri ini, asi nyasha dzaMwari dzirimandiri. 11 Naizwozwo, kana ndiri ini kana imi, nekudaro tinoparadza, uye wakatendeka. 12 Kana Kristu achiparidzwa akamuswa kubva kuwakafa, seiko imi muchiti akuna kumuswa? 13 Asi, kana kusina kumuka kwewakafa, Nekudaro Kristu aana kumuka. 14 Saka kana Kristu asina kumuka, saka kushumira kwedu tirikushumira pasina, uye murikutenda pasina. 15 Uye pamberi paMwari tichaoneka kunge tirizvapupu zvenheme, nekuti takapupura kuti Mwari akamutsa Kristu kuwakafa, asi haana kumutswa. 16 Nekuti kana wakafa wasinga mutswi, saizvozvo Kristu haana kumutswa kuwakafa. 17 Uye kana Kristu asina kumustwa, kutenda kwenyu kutenda pasina, uye muchiri muzviwi zvenyu. 18 Nokudaro waya wakafa muna Kristu wachapfura. 19 Kana tine tariro muna Kristu nekuda kweupenyu uchauya, tinozwa urombo wanhu wese. 20 Asi zvino, Kristu akamutswa kubva kuwakafa, ndiye chibereko chekutanga kune waya wakafa. 21 Tinowona kuti rufu rakauya neumwe murume, nekudawo kweumwe murume kwakauya kumutswa kwewakafa. 22 Nekuti, muna Adhamu tese takafa, uye muna Kristu takamutswa. 23 Asi, umwe chete, munguwa yake: Kristu, Chimbereko chekutanga, waya warikwa Kristu, nokuya kwake. 24 Nokudaro achawa magumo, kana Kristu akapa umambo kuna Mwari, Baba, achaparadza ushe ose ukuru nesimba rose. 25 Nekuti Iye anofanira kutonga kusvikira wawenge wake waswa mutsoka dzake. 26 Muwenge wekupedzisira kuparadzwa irufu. 27 Nekuti ''Iye akaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake''. Asi, kana pachindzi: ''Iye akaisa zvinhu zvose'', zviri pachena kuti azvisanganisiri Mwari pachake, iye akaisa zvinhu zvose pasi paKristu. 28 Kana zvino zvese zviripasi Pake, Nokudaro Mwana anozvisa pasi peuya anoisa zvinhu zvose pasi pake, kuti Mwari, Baba, kuti awe zvese pawose. 29 Wachaita sei waya wanozvbabatidza ne rufu? Kana wakafa wasinga muki, sei wachibabatidzwa nenyaya yawo? 30 Uye tinozviisireiko panjodzi nguwa dzose? 31 Ndinorwa nerufu zuwa ne zuwa. izvi ndinotaura ndichizvikudza kwamuri, zvandirinazvo muna Kristu Jesun Ishe wedu. 32 Ndinowanei, kana kurikuda kwenyama, ndakarwa nemuka kwaEfeso, Kana wakafa wasinga mutswe? ''ngatiye nekumwa, nekuti magwana tichafa''. 33 Musanyegerwe: ''Uchamwari wakaipa unoudza dzika dzakanaka''. 34 Dzokai pandagariro yenyu! Raramai muwotswene! Musatadze. Nekuti amwe wenyu awana ziwo raMwari. Ndinotaura izvi mukunyara kwenyu. 35 Asi umwe achati: ''Wakafa wachamutswa seiko? Uye wachauya nemwiri upiko?'' 36 Murimapenzi! zvamunosima azvikure munege mafa. 37 Wanosima ausi mwiri unonuda, Asi tsaga, inoita ngorosi kana chimwe chinhu chimwe chisimwa. 38 Asi Mwari wachapa mwiri wawanoda, iye chisimwa chimwe ne chimwe chichapa mwiri yawo. 39 aisi mwiri yese imwiri yakafanana, asi imwe mwiri yewanhu, imwe imwri yemuka, imwe ndeyechiri, uye imwe ndeyehowe. 40 Uye mwiri dzekudenga nedzepanyika. Asi kubwenya kwemwiri yekudenga, asi kubwinya kwemwiri yepanyika yakasiyana. 41 Kune kubwenya kwezuwa, imwe kubwenya kwemwedzi uye kumwe kubwenya kwenyeredzi nekuti imwe nyeredzi yakasiya pakubwenya. 42 Nokudaro kumutsaw kwewakafa: asi chinosimwa chinoparara, uye chimutswa achiparare. 43 Chinosimwa mukuchorwa chinomutswa mukubwinya. Chinosimwa mukuneta chimutswa mukusimba. Chinosimwa mumwiri yemunhu 44 chimutswa mumwiri yemweya. nekuti kune mwiri yemunhu ne mwiri yemweya. 45 Zvakanyorwa kuti: ''Munhu wokutanga, Adhamu, Akaitwa munhu anorarama''; Adhamu wekupedzisira akauye nemweya wakaruramiswa. 46 Nekuti mweya auna kutanga wauya; asi wenyama, uye chechipire yemweya. 47 Munhu wekutanga ndewepanyika, akaitwa nemavu; munhu wechipiri ndewekudenga. 48 Kufanana kwemunhu akaitwa nemavhu, ndokuitwa kwemavhu; kufanana kwemunhu wekudenga,uyezve ndizvo zvinoita waya wekudenga. 49 Sezvo tinotakura mufananidzo wemunhu wemumavu, uyezve tinotakurawo mufananidzo wemunhu wekudenga. 50 Ndinokuraira izvi, hama, kuti nyama ne mweya azviye nhaka weumambo waMwari, nekuti zvinoparara azvigayi nhaka nezvisingaparare. 51 Tererai ndinokutaurirai zvakawadzika: atisi tose tichafa, asi tese tichashadurwa. 52 Isu tichachadurwa pakarepo, sokubwaira kweziso, pahamanda yekupedzisera. Nekuti wamanda icharira, wakafa wachamuswa mukusaparara, uye tese tichachadurwa. 53 Nekuti mwiri uyo unoparara unofanora kupfeka kusaparara, uye mwiri uyo unofa unofanira kupfeka mwiri usingafe. 54 Asi, kana mwiri uyo unoparara ukapfeka usinga parare, mwiri uyo unofa unofanira kupfeka mwiri usingafe, uye zvichauya zvakanyorwa: ''Rufu rakamedzwa nekukunda''. 55 ''Rufu, kukunda kwako kuripiko?''. ''Rufu , kukwadza kwako kuripiko?''. 56 Kukwadza kwerufu Chiwi, uye simba rechiwi mitemo. 57 Asi nyasha dzaMwari, inotipa kukunda nekuda kwaJesu Kristu Ishe wedu! 58 Naizvozvo, hama dzinodiwa, mira makashinga uye musingabatike. Muchichandira Ishe nguwa dzose, nekuti muziya kuti kubata basa rake hakungawi pasina.