Chitsauko 16

1 Zvino musengo sengo we watswene, wandakataura iitwe kukereke yeku Gareriya, nemi wo itaiwo. 2 Pasondo rekutanga munofanira ku gadzirisa zvimwe muchengete, kuti kusazowe nemusengo pandinoenda. 3 Ndikazo swika, uya wandichatsara, ndiye wandichatumidzira tsamba kuti muende kosiya misengo dzwenyu kuJerusarema. 4 Kana zvechita kuti ndiende nemi, ndichaenda nemi. 5 Asi Kana ndikaenda kozosangana nemi ikoko ndichatadarika neku makadhonia, asi ndichadarika neko kumakadonia. 6 Ndinofunga kuti ndichawa nemi kutswika nguwa yechando yadarika, kuti mugondibatsira kwese kwandino enda parwendo randiri naro. 7 Nekuti andidi kuwa nemi kwenguwa idiki, Ishe akada, ndinoda kuwa nemi kunguwa yakareba. 8 Asi ndichagara kuwayefeso kuswika pa zuwa rependakosti, 9 nekuti pavurwa musuwo kwandiri wakakura uye wakanaka, uyezwe kunewawengi akawandisa. 10 Uye kana Timotio aswika, mubatei zvakanaka kuti iye awe nemi asingatwe, nekuti iye arikuiota masa raShe, se ini. 11 Naizvozvo musamushore. Asi fambai naye muruga kuti auye kwandiri, nekuti ndakakumirirai pamwe chete naye. 12 Asi kuhama yedu Apolo, ndakamusimbisa mukuchinga kuti ayende kunochanya nehama, asi aramba kwenda nekukasika. asihazvo, akaona guwa achaenda. 13 Rindai, iwai makasimba pakutenda, iwai makachinga. 14 Zvese zvamunoita itai nerudo. 15 Imi munoziwa kuti wekwa Stefana ndiwo wakatanga kutendeuka ku Akaya uye akawimbika pamabasa ewatswene. Zvino ndinokukurudzirai, hama dzangu, 16 kuti muswiise pasi pawanhu awa uye zvamuno chanda zvinotibatsira. 17 ini ndinofara nekuuya kwaStefana, naFortunato naAkaiako. Nekuti Iwo wandiitira zwamanga musingagoni kundiitira pamaka buda. 18 Nekuti wakazorodza mweya wangu newenyu. Naizvozvo kudzai anhu akadai. 19 Makereke ekuAsia anokukwadzisai munaShe, se kherekhe iri kuguta kwawo. 20 Hama dzose dzinokukwadzisai. Kwadzisanai pakati penyu nekutsoda kweutswene. 21 Ini, Pauro, ndinonyora ne mokodzangu: 22 Kana munhu asingadi Ishe, ngaatukwe. Ishe Jesu anouya! 23 Nyasha dzaShe Jesu dziwe nemi. 24 Rudo rwangu ngariwe nemwi mese nuna Jesu Kristo.