1 Kunyangwe ndichitaura mutauro wewanhu kana kuti wegirozi, ndai ndisina rudo, ndakaita sendere rinorira kana dzinongoti gweregwere. 2 Kunyangwe ndine chipo chechiporofita uye ndichiziwa chokwandi chese neziwo uye kana kuya nekutenda kunofambisa makomo, asi kana usina rudo, dai ndisiri chinhu. 3 Kana ndikagowera zvose zvandinazvo kuwarobouye ndikapa mwiri wangu kuti upiswe, ndisina rudo apana chinobasira. 4 Rudo rone moyo murifu. Rudo arina ruwengo, kana kuzwikudza; 5 arina manyawi, azviite zvokuwirimira amwe; harutsake zvaro; arukurumidze kutsamwa; aruna pfundi pfundi. 6 Rudo arufarire zvakaipa, asi inofara nechokwandi. 7 Rudo rinodziwirira nguwa dzose, runotenda nguwa dzose, rrinotsugirira nguwa dzose. 8 Rudo arupere. kunyangwe kune zviporofita, zvichapfura; kana ndimi, zvichagumiswa; kana ruri ruziwo, zvichapfura. 9 Nekuti mukuziwa kwedu tinoziwa zvisakakwana tinoporofita, asi, zvinoitwa zvisina kugwana tinoporofita zvisakakwana, 10 asi, kana zvakakwana zvasvika, zvisakakwana zvichabviswa.. 11 pandaiwa mwana, ndaitaura semwana, ndichifunga semwana, ndaitonga semwana. 12 pandakawa muruku, ndakasiya zvinhu zvese zvechiwana. Iko zvino, takamowona se chiwoneso, zvisiri pachena asi tichamowona ne meso. 13 Asi ini ndinoziwa dzibo imwe, asi ndichaziwa semaziwiswe andakaitwa. Zvino zvitatu izvi: kutenda, netariro ne rudo, asi chikuru chawo irudo.