Chitsauko 12

1 Nekuda kwezvipo , hama, hadidi kuti muwe musigaziwe. 2 Munoziwa kuti pakanga muri wahedeni, maitorwa nezvimufananidzo zvisingataure. 3 Naizvozvo ndinoda kuti muziwe kuti awasi wese wane Mweya waMwari wanogona kuti: ';Jesu ngaatukwe''. Uye apana anoti: ''Jesu ndiIshe'', kunze kweMweya mutswene. 4 Zvino, zvipo zvakasiyana, asi Mweya umwe. 5 kana kushumira kwakasiyana, asi Ishe ndemumwe. 6 Uye kune basa akanasiya, asi Mwari ndimumwe zvinoita kugoni wezvose. 7 Chimwe ne chimwe chene machandiro acho zvisinga oneke neMweya kuti ibatsire zvose. 8 Nekuti umwe anopuwa neMweya shoko rouchenjere, mumwe shoko rokuziwa noMweya umwe chete. 9 Umwe kutenda ne Mweya umwe chete, uye amwe zvipo zvekuponesa, uye amwe, 10 zvipo zvesimba, uye amwe, chiporofita, uye amwe, kuzvisisa Mweya, uye amwe, kutaura nedimi tsakasiyanasiyana, uye amwe kududzira ndimi. 11 Asi Mweya umwe chete unoshada kwese, wachipa zvipo kune umwe ne umwe,zvanoda. 12 Nekuti, mwiri chinhu chimwechete mitenzo mijinji uye yese mitenzo yemwiri umwe chete, ndzvo zvakaita Kristu. 13 Nekuti, Mweya umwe chete, tese takababatidzwa mumwiri imwe chete: kunyangwe uri mujuda, kana kuti magirike; kana kuti musugwa, kana kuti akasunuguka; uye wese wakaitwa kuti amwe Mweya umwe chete. 14 Nekuti mwiri hausi mitenzo umwe chete, asi zvakawanda. 15 Kana mukubo achiti: ''Sezvo inini andisi moko, ini adisi chikamu chimwiri'', Haruganrigi kuwa chikamu chimwiri nekuda kwe chikamu ichi. 16 Uye kana nzewe ikati: ''Nekuti ini adisi ziso, ini adisi chikamu chemwiri'', harurege kuya chikamu chemwiri. 17 Ndai mwiri ose uri dziso, nzewe ndai irikupi? Ndai mwiri wese urinzewe, kunuwidza kwawepiko? 18 Zvino Mwari akaisa mitenzo pamwiri Yake. umwe ne mumwe wayosezvaakada luti iwe. 19 Uye ndai arimutenzo, yose mwiri ndai urikupiko? 20 Naizvozvo kune mitenzo mijinji, kumwiri imwechete. 21 Ziso aifaniri kuti kune moko: ''ini hadindi iwe'', kana musoro kune makubo: ''ini adindi imi''. 22 Asi mitenzo yemwiri inenge isina simba ndizvo zvinodikanwa. 23 uye zvimwe zvikamu zvatinofunga kuti azvikudzwe, tinozvipa rukudzo rukuro, mitenzo yenokudzwa. 24 Zvino mitenzo yedu aindi kushogedzwa. asi Mwari akabatanidza mutenzo yomwiri uye yakakudzwa kukuru kumitenzo iyi isingakudzwe. 25 Iye akaita kudaro kuti kusawe nekupesana mumwiri, asi kuti mitenzo ichengetane zvaendzana. Uye kana umwe mutenzo ukatabudzika, mitenzo yose inotambudzoka pamwechete. 26 Kana kuti umwe mitenzo inokudzwa, mitenzo yose inofara uye inobatana. 27 Naizwozwo imi murichikamu chemwiri waKristu uye umwe na umwe inemitenzo yayo. 28 Uye Mwari mukereke akagadza wapostora, newaporofita, uye wechitatu mudzidzisi, uye terewere waita minana, newane zvipo zvekuporesa, newanobatsira umwe, waya wanezvipo zvekufamba basa, uye waya wanezvipo zvijinji zvendimi. 29 Tese tiri mawapostora? Tese tirimaporofita? Tese tiriwadzidzisi? Tese tinoita minana? 30 Wese wane zvipo zvekuporesa? Wese wanotaura nendimi? Wese wanodudzira here? 31 tsakai kwazo zvipo zvikuru. Uye ini ndichakuratidzai gwanzi rakanaka.