1 Iwai watewedzer wangu, se zvandir muKristo. 2 zvino imi ndinokurumbidzai nekuda kwekundirangarira mune zvese, uye makabata nemwazvo tsika sedzandanga ndakupai. 3 Zvino ndinoda kuti muziwe kuti Kristo musoro wemurume, murume musoro wemukadzi, uye Mwari ndimusoro waKristo. 4 Kana chero munhu akanamata kana kuporofita nemusoro wakafukidzwa arikushora musoro wake. 5 Kana chero mukadzi akanamata kana kuporofita nemusoro wake usina kufukidzwa iye arikushora musoro wake; Nekuti zvinoita se musoro wake wakaparwa. 6 Kana mukadzi asikafukidzi musoro wake, iye anofanira kugurira bvudzi rake riwe ripfupi, asi kana zviri kumunyadza kuwa nebvudzi raka ripfupi ngaapare rese, kana kuti afukidze musoro wake. 7 Nekuti warume awafanir kuwa nemusoro wakagerwa, sezvo iye mufananidzo mukubwinya kwaMwari. Asi mukadzi kubwinya kwemurume. 8 Saka murume haana kuitwa pamukadzi, asi mukadzi akaitwa pamurume. 9 Zvimwezvo murume aana kusikirwa mukadzi asi mukadzi kumurume. 10 Naizvozvo mukadzi anofanira kuwa nechiratidzo chemutewo mumusoro make, nekuda kwengirozi. 11 12 Naizvozvo munaShe mukadzi aana rusununguko kumurume, uye murume aana rusunguko kumukadzi. Naizvozvo sezve mukadzi anobva kumurume, zvimwe chete murume anobvawo kumukadzi. Uye zvinhu zvese zvinobva kuna Mwari. 13 Zvibvundzei pachezvenyu: Zvakafanira kuti mukadzi anamate Mwari nemusoro wake usina kufukidzwa? 14 Masikirwe azvo amuna kufundiswa kuti kana murume ane bvudzi rakareba zvinonyadzisa iye? 15 Masikirwe azvo amuna kufundiswa kuti mukadzi anebvudzi rakareba, ndiko kubwinya kwake? Nekuti akapiwa bvudzi se chifukidzo. 16 Asi kana pane munhu anoda kupikisa nekuda kweizvozvo, isu atina tsika idzodzo, kana kereke yaMwari aina. 17 Nekuda kweizvovo, ini andinokukudzei, nekuti pamunosanga amuite kuti zvinake asi munozvinyanyisa. 18 Chekutanga chandazwa ngechekuti, pamuno sangana mukereke, muno patsanurarana pakati penyu, ndinoziwa kuti makaita zvidimbu ne zvidimbu. 19 Ninoziwa kuti munoita izvozvo kuti muonekwe naMwari, kuti munoziwa. 20 Nekuti pamuno sangana mukereke achisi chirairo chaShe chamunoyha, chirairo chenyu chamunoyha. 21 Pamunosoyha, umwe neumwe anoyha chikafu chake wamwe wasati wayhawo. Umwe anenzara, umwe akutodakwa. 22 amuna imba yekuyhira nekumwira here? Murikusiya nezve kereke yaMwari muchichora waya wanotambudzika? murikuda kuti nditaurei? Murikuda kutindimupei makorokoto here? Ini aandikupei makorokoto! 23 Nekuti zvandakapiwa nashe ndizvo zvandakupai, kuti Jeso usiku waakatengeswa, akabata chingwa; 24 Paakaropafadza, iye akagura akati: "uyu ndimwiri wangu, wamakapiwa imi. mozoita izvi muchindifunga. 25 Paakawapa chirairo, iye akabata mukombe akati: "Mukombe uyu isungano ritswa neropa rangu. Itai saizvozvo muchindirangarira pese pamunowa iwi". 26 Nekuti nguwa dzose pamunoyha chingwa ichi kana kumwa mukombe uyo, murikuparidza kufa kwaShe kuswika adzoka. 27 Naizvozvo, kana munhu achiyha chingwa kana kumwa mukombe waShe zvesina kufanira achawa nemhoswa yemwiri neropa raShe. 28 Unofanira kutanga waziwa, wozoyha chingwa kana kumwa mukombe. 29 Nekuti uyo anoyha nekumwa asikaziwi kuti zvinorewei mwiri, iye arikumwa kutongwa pamusoro pake. 30 Ndosaka aripo pakatipenyu wakaneta, anorhara, uye amwe akatofa. 31 Asi kudai takazvitswakisisa, tanga tisingatongwi. 32 Naizvozvo tino tongwa nashe, nekuti takafundiswa, kuti tisazotongwa pamwe chete nenyika. 33 Naizvozvo, Hama dzangu, pamunosangana miriranai paka tipemyu. 34 kana pane munhu anenzara, ngayhe kumba kwake kuti musaunganira kutongwa. Nezvandaka nyora, ndichakutaurirai zwekuita ndikaswika.