Chitsauko 28

1 uye tarara, saka takaziwa kuti chitsuwa ichi chainzi malta. 2 Wanhu wechitsuwa ichi wakazwira tsitsi; nekuti, tabatsa moto, wakatitora tese, nekuda kwese mvura yainaya, nechando. 3 Pauro akauganidza svinga, achiisa pamoto, nyoka yakanzwa kupisa kwemoto, yakaruma nemazino pamawoko aPauro. 4 Uye wagari wemo pawakaona nyoka kuti yakabatira pamowoko pake, wakaudzana: Zvirokwazvo murume uye imhondi, iye akarara mugugwa, kururamisira akuna kumubvumidza kurarama. 5 Nokudaro, iye, akazunzira nyoka pamoto uye haana kukuwara. 6 Iwo wakanga wakamirira kuti iye azvimbe, kuti adone afe ipapo ipapo. Wakati wamirira nguwa refu, iwo wakaona kuti apana marwadzo arikumubata, wakachijdza mafukiro, uye waiti iye ndiye mwari. 7 Paduze petsvimbo iwowo pakange pane umwe murume akakosha wechitsuwa icho, ainzi Pabhuriosi, akanga anepfuma yake; akatigamuchira kumba kwake kwemazuwa matatu. 8 Uye zvakaitika kuti baba waPabhuriosi wakanga waripamubeda, wachirwara nefivha aibudisa manyoka; akati anamata akamuisa mawoko akamuporesa. 9 Izvi zvaitika, wakauya wazhinji wakanga wachirwara, uye waporeswa; 10 Wakatikudza nerukudzo rukuru; pataida kuida kuimwe tsvimbo, wakatipa zvakafanira. 11 Mwedzi mitatu dzapfura, isu takaenda nechikepe chaArekizandiria, takarara nguwa yekutonora kuchitsuwa; chakanga chine misoro miwiri mapatya, Kasitori na Purokisi. 12 Wakati wasvika kuSirakusa, takagara ipapo mazuwa matatu. 13 Takabvapo, takaenda tikakwira chikepe, tikasvika kuRegiamu; zuwa rapfura, mhepo kumavazuwa, takauya zuwa rechipiri raPuteori. 14 Akawona dzimwe hama, wakatikumbira kuti tigare vhiki nawo; nekudaro takauya kuRoma. 15 Uye hama, pawakanzwa nezvedu, kubva uku wakabva kunosagananesu pamusika weApio, napamahotera matatu; uye Pauro, paakamuwona, akatenda Mwari, akawa newochiji. 16 Pamakasvika kuroma, Pauro akabumirwa kuti agare pake ega, nemusoja aimuchegeta. 17 Zvakaitika, pafura mazuwa matatu, Pauro akadana wakuru wewajuda; Pauro akadana pamberi pawo wakuru wewajuda; wakaugana, wakati: Warume hama, apana chadakaita kune wanhu, kana tsika dzanababa, kunyangwe kudaro ndakauya semusungwa kubva kuJerusarema, ipai mumawoko awaroma. 18 Waida kundisunugura, nekuti ini takanga ndisina mosva kuti ndife. 19 Asi wajuda, wakataura zvisizvo, ndakamanikidzwa kuwodza Kesar; zvakanga zvisigaite kuti ndipomere nyika yangu. 20 Saka nenyaya iyi ndakudaidza kuno kwandiri, kuti ndikuwonei nekukubvudzai; nekuda kwetariro reIsraeri zvino ini ndakasugwa. 21 Asi iwo wakamuti: Isu atina kugamuchira tsamba kubva kuJudea inotaura pamusoro pako, kunyagwe dzimwe hama, wauya kuno, wakatiudza kana kutaura zvakaipa pamusoro pako. 22 Asi isu taida kunzwawo nemi kuti unofugei; nekuti, nekuda kwepoka iri, tinoziwa kuti tsvimbo dzese ndiani anotaura pamusoro pake. 23 wakaranga kuti wazomuwone rimwe zuwa, wazhinji wakauya paigara; iye aitaura nekupa zvapupu nekuda kweUmambo waMwari; aitsaga kuti watende kuna Jesu, nekuda kwemutemo waMozisi, nekuda kwewaporofita, kubva makuseni kusvira manheru. 24 Uye amwe wakatendeswa nezvawaitaura; asi amwe wakanga wasigatende. 25 Awana kutenderana pachawo, wakawonekwa Pauro ataura mashoko awo: Mweya Mutswene wataura zvakanaka nawaporofita Isaia, 26 Achiti: Inda kune wanhu awa, uti: Muramba muchinzwa, asi nekudaro awasvizwisise; muchaona, asi musingawonesesi. 27 Nekuti moyo yewanhu awa ikukutu, awazwisisi nendzewe dzawo, uye maziso awo akavharwa; kuti wasaone nemaziso, kutiwasanzwe nendzewe, kana kusazwa nemoyo yawo, asi wakatendeuka ini ndichawarapa. 28 Naizwozwo ziwai kuti ruponeso raMwari yakauya kuwahedeni; iwo wachadzwa. 29 ---- 30 Uye Pauro akagara makore mawiri muimba yake rairpodja; iye aigamuchira wese waiwoya kwaari; 31 Achiparidza Umambo waMwari, aidzidzisi nemweya dzidziso raIshe Jesu Kristu, apana chaimutadzisa.