Ndima 16

2 "Ndakulevha zwinhu hezwi kamuli kuti musawa. Vhatshamuposera kuze ketembere. 1 Asi tshikati tshitshaswika apo unhuwose akavhulaya atshafunga kuti unobatira Mwali basa. 3 Zwinhu iyezwi vhatshayeta kamuli,,nokuti havhana kuzivha Bhabha kana imi. 4 Mara ndakumvhunja hezwi,kuti kana tshikhati tshahoswika,mukozwifunga kuti ndakamuvhunja. Handina kumuvhunja hezwi kubva pakutoma,nokuti ndanga ndinemwi. 5 Mara iyezwi ndoenda kaali iye wandituma,hakuna noumwe wenu wandibuzwa,'kuti unoendepi?' 6 Asi nokuti zwinhu hezwi ndazwilevha kamuli,kubatikana kazala mumoyo menu. 7 Asi shuwa ndinovhunja,i kwine kamuli kuti ndiyende.Nokuti ndisingayendi kule ukuvhatinji hangavhuyi kamuli,asi ndikaenda nditshautumira kamuli. 8 Iye kana aswika ukuvhatiji utshasumbija nyika kuti hayizivhi panezulu pezwivhi,kuluga ,kutongwa- 9 nezwe zwivhi,nokuti havhatendi kandiri; 10 nezwe kululama,nokuti ndoenda kuna Bhabha hamunga ndivhoni futi; 11 nezwe kutongwa,nokuti utongi wenyika yeyi watongwa. 12 Ndina zwakawanda zwekulevha,asi hamukwanisi kuzwisangamija iyezwi. 13 Asi iye,mweya yeshuwa,utshivhuya utshamulinda pashuwa yose,nokuti hangazuwi ali iye amene.Mara utshalevha tshero tshaanenge ahwa,utshamuvhunja zwinhu zwitshavhuya. 14 Utshandikunja,nokuti utshatola pane zwangu akamupalinjira izwo. 15 Zweso Bhabha zwavhanazwo ndezwangu.Zwakadalo,ndakati mweya utshatola kubva kune zwangu omuvhuja. 16 Netshikati tshituku hamungandivhoni sule ketshikati nyana mutshandivhona." 17 Vhamwe vhevhatevhereri vhakati kuvhamwe vhavho,"tshini tshaanolevha katiri kuti,'Tshikati nyana tshasala hamungandivhoni futi,nokuti tshikati nyana mutshandivhona,'nokuthi'Ndinoyenda kuna Bhabha'?" 18 Nayiezwo vhakati,"Tshini tshaanoti,'Tshasala tshikati nyana'? Hatizivhi tshaanolevha." 19 Jeso wakavhona kuti vhanoda kuubuzwa,ndokuti kavhali,"Ndizow zwamunobuzwana,zwandozama kulovha nditshiti,'Netshikhati nyana hamunga ndivhoni,netshikhati nyana futi mutsha ndivhona'? 20 Shuwa,shuwa,ndinoti kamuli,mutshihwa vhusungu mara sungu hwenu hutshasanduka ukavha ufalo. 21 Unhu kaji kana atshisununguka mwana,unohwa vhusungu,nokuti tshikhati tshitshe tshaswika,mara kana asununguka mwana,hatshafunga vhusungu,nokuda kokufala nokuti unhu wabehwa panyika. 22 Nomwi munesungu;mara nditshamuvhona futi,moyo yenu itshafala,hapana atshakwanisa kutola ufalo wenu. 23 Nezuvha iyero hamungandibuzwi tshinhu. Shuwa,shuwa ndinoti kamuli,zwose zwamunenge mutshikumbira kuna Bhabha muzina langu,utshamupa. 24 Kuswikira iye zwsino hamuna kukumbira tshinhu muzina langu.Kumbirira tshinhu muzina langu.Kumbirani mutshapiwa ufalo wenu utshazajisiwa. 25 "Hezwi ndakazwilevha kamuli nemifananijo,tshikati tshinoswika tshandiis hozuwa kamuli nemifananijo,mara nditshamupalijira patshena nezwa Bhabha. 26 Iyero zuvha mutshabuzwa muzina langu,handingamuvhunji,kuti nditshamura birira imi kuna Bhabha, 27 ivho Bhabha patshavho vhanomuba nokuti makatondida,mukatenda,kuti imi ndakabva kunaMwali. 28 Ndinobva kunaBhabha,zwino ndavhuya kunyika.Nditshasiya nyika futi ndinoenda kuna Bhabha." 29 Vhatevhereri vhavhe vhakati,"vhonani,zwino molevhereka patshena,hamutshalevha nemifananijo. 30 Iyezwo tozivha kuti mavha kuzivha zwinhu mose,nazwino hamutshada kubuzwiwa mibuzwo. Nokuda kahezwi,tinotenda kuti munobva kuna Mwali." 31 Jeso wakavhapindula,"Munotenda naa? 32 Vhonani,tshikati tshinoswika,ehe nazwino tshatoswika,pamutsha palajigwa,umwe noumwe kuusa uwe,mukandisiya ndirindoga. Mara handiri ndoga,nokuti Bhabha vhanemi. 33 Ndakalevha hezwi kamuli,kuti muvhe noluga le mandiri,panyika munotambijika mara tshungani moyo,imi ndakakunda nyika."