Ndima 3

1 Vhadikamwa, iyi ndiyo tsamba yavhuvhiri yandinomumwalira iyezwino, panayeji jose ndinomusa fungwa jenu nditshimufungisa 2 kuti mokofunga mamhungo akalehwa kale navha porofita vhatswene noutemo wa She uponesi wamakapiwa navha positoro vhenu. 3 Pakutanga muzivhe tshinu hetshi, pamazuvha okupejisira vhaseki vhatshavhuya vhatshiseka vhatshiyenda nokutshivhakavho. 4 Vhanoti,"Tshipikigwa tshokuvhuya kuketshiripi? Nokuti kubva pakupalala kana bhabha, zwinhu zwose zwinongolamba zwakayeta sezwo zwanga zwakayeta, kubva pakutanga kokusikwa." 5 Vhano kangamwa nehole kuti kale makole ne nyika zwakabudisiwa muvula yakayehwa nevula neihwi la Mwali, 6 nayezwo nyika iripo tshikati yetsho, yakafukijiwa nevula. 7 Neyihwi yeri makole nenyika zwakavhigigwa moto, zwinovhigigwa zuvha lokutongwa neloku palijiwa kavhanhu. 8 Musakangamwa tshinhu hetshi, vhadikamwa, kuti kuna She zuva limwepeji lakayetase makole anemazana mashanu,namakole mazana ma shanu akayeta sezuva limwepeji. 9 Ishe hanonoki kuyeta sezwaakapikira, sezwino levha vhamwe kuti. kunonoka, asi unumoyo ulefu kamuli. Nokuti haadi kuti vhamwe vhalasike, asi kuti vhose vhatendevhuke. 10 Asi,zuvha la She litshavhuya sembava: Negole litshapinda nokutinhira kukugwane. Nezwegole zwitsha palajiwa zwitshipisiwa nemoto, nenyika namabasa alimayiri zwitshapisiwa. 11 Iyezwizwose zwazwitshapalajiwa sayezwo, imwi munofanira kuvha vhanhu vhakayeta seni? Mutshagala muli vhatswene nokurabhira Mwali. 12 Munofanira katalira nokutama vho kuvhuya kezuvha la Mwali. Pazuvha yero, makole atshapalajiwa nemoto, nezwamakole zwitsha nyunguluka nokupisa kukugwane. 13 Asi sezwaakapikira tinotalirira gole nyowani ne nyika nyowani, munogala kululama mazwiri. 14 Saka, vhadikamwa, zwamunotalira zwinhu izwi, kozereranokuti muwaniwe naye munolugale, musinaluvhala musinamhaka. 15 Mutshiti, moyo ulefu wa She wedu liponeso, sa pawulo hamayedu inodikamwa ukawumwalira vha, inokutanya kaakapiwa 16 Pawulo sezwaanolevha mutsamba jije jose, panyezulu pe zwinhuiyezwi mune zwimwe zwinokoza kuhwisis. Zwino yezanisiwa samamwe mabhuku kuswikira vhapalajiwa. 17 Nayezwo imwi, vhadikamwi, zwamunozivha zwnhu izwi zwisanhu zwayehwa, tanyani kuti mulege kulasiwa nokuphamuka kavhakayipa muvhe paku kwata keno. 18 Asi kulani mumakombolero nomuluzivho gwa Ishe wedu uponesi wedu Jeso kirisito. Ngaavhe nokupenya zwino kuswikira nokuzuvha lisingaperi. Ameni!