1
Asi kwakanga kune vaporofita vekunyepa pakati pevanhu, sezvavachavapo pakati penyu vo vadzidzisi vekunyepa. Vachapinza pakavanda dzidziso dzakapauka dzinoparadza, vachamuramba Tenzi akavatenga, vechizviunziira kuparadzwa.
2
Vajinji vachateera vutere wavo, nokuda kwavo nzira yechokwadi ichazvidzwa.
3
Pakukarira kwavo mari vachamunyengera nemashoko amano-mano. Kutongwa kwavo, akunonoki, nekuparadzwa kwavo hakunonoki.
4
Nokuti Mwari wainga asina kuregarera vatumwa vakatadza, asi wakavakandira muTartaro nekuvaisa kumakomba erima, kuti vachengeterwe kutongwa.
5
Nekuti vo aazi kuregerera nyika yekare, asi wakaponesa Nowa ainga ari muparidzi wakanaka pamwe nevamwe vanomwe, nguva yaakaunzwa mvura jinji panyika yevanhu vakanga vasingadi Mwari.
6
Mwari akashandura vo maguta eSodhoma neGomora akaaita madota, akaatongera kuti aparadzwe, akaaita chive chiratidzo kune avo vachagara vasingadi Mwari.
7
Asi, akasunungura Roti, wakanga akanaka, wakazvirha moyo nekuda kemufambiro akasvipa wevanhu vakashata vasina murairo.
8
Nokuti munhu uyu wakanaka, aigara pakati pavo echivona nekunzwa, wakarwadzisa mweya wake wakanaka zuva nezuva nemabasa avo akanga asina kunaka.
9
Nekudaro, Ishe unoziva kusunungura pamiedzo vanonamata Mwari, nokuchengeta vasakanaka vave pakurobwa kusvikira pazuva rekutongwa;
10
zvikuru ivo vanofamba nomutovo wenyama pakuchiva kunosvipisa nokuyeisa vakuru vanosunga. Vona vanoiita nokuda kwavo, vasingatyi kutuka avo vanekugwinya.
11
Vatumwa, kunyange zvavo vanesimba neukuru, havauyi pamberi paShe nemhosva yokuvapomera.
12
Asi ava zvavanotuka zvavasingazivi, vakaita semhuka dzisinamurangariro, dzakaberekwa kuti dzibatwe, dziparadzwe, navo vachaparadzwa pakuora kwavo,
13
vechiitirwa
zvisakanaka, uri mubairo wokusanaka kwavo; sevaya vanoti, mafaro kuita zvakachata masikati, avo makwapa nemavara, vanofara nokunyengera kwavo kana vechidya nemi.
wekusanaka.
maturo, vanonyengera pakuchiva kwenyama ne utere, avo vachangotiza vechibva kune vanogara pakutsauka.
kwavo.
yechokwadi ndizvo zvakaitwa kwavari, zvinoti: Imbwa yakadzokera kumarutso ayo, nenguruve yakanga yashambidzwa, yo petuka mumadaka.