1 3 ndikokuvamba kwevhangeri rajesu kirisitu,mwanakomana ,waMwari.SezvakanyowamunaIsaya muporofita, 2 ''Tarirai,Ndirikutumira mutumwa pamberi pekumeso kwenyu,uyo achakugadzirirai nzira yenyu. 3 Inzvi reuyo anorira mugwenga,gadzirai nzira yaMwari,twasudzai nzira yake'' 4 Jonhi akauya,achiombeka mugwenga nekupaidzira ruombeko rwekutendeuka pakuregerehwa kwezvitadzo. 5 Nyika yose yeJudhiya nevanhu vose veJerusarema vaenda kwaari.Vakaombekwa naye mumuronga weJorodhani,vachipupura zvivi zvavo. 6 Johwani anga afeka bhachi remakushe engamera netambo yedehwe muchiuno make,asija mhashu nehuchi 7 Akanga asiparidza,asiti'Pane asauya mumasure mangu anesimbakudarika inini',Tambo dzeshangu dzake handikwanise kudzivhisa kana kudzisunungura. 8 Ini ndakakuombekai nemvura ,asi iye achakuombekei nemweya mutsvene. 9 Zvakaitika pamazuva iwayo Jeso paakauya asivha Nazereta muGararariya,Ipopo akaombekewa naJohani mumuronga weJorodhani . 10 Apo Jeso asifumhuka kuvha mumuvhura,akaona denga risivhurika Mweya mutsvene usidzika pamusosoro pake senjiva. 11 Dzinga rakabuda risivha kudenga,''Iwe ndiye Mwanakomana wangu wandine farira .Ndinendifadziwa newe zvakanyanya 12 Zvino Mweya wakamumanikidza kuenda mugwenga.Ainge arimungwenga kwemazuva gumi nemana,ndokuedzewa naSatani. 13 Akanga anemhuka dzesango uye ngirozi dzamupa chekuja 14 Apo kuvha Johani paakasungiwa Jeso akauya asivha Gareri asitaura shoko raMwari. 15 Akati ''Nguva yazadzikiwa,humambo hwekudenga wavapanduze.Tendeukei mutende shoko 16 Paaifamba mumbari mbari meGungwa reGareri,akaona Simiyoni naEnduru mukoma Simiyoni vasikandiria ndangara mugungwa,nekuti vainge vari vabati vehove . 17 Jesu akati kwavari,''Huya,unditevere,ndichakuita mubati wevanhu. 18 ''Ipapo vasiya ndangara dzavo vakamutevera. 19 Apo Jesu asifamba kachinhambo,akaona Jemhusi mwanakomana waZebhedhi naJoni mukoma wake; vainge vachigadzira ndangara muchikepe. 20 Akavadaidza ndokusiya baba vavo Zebhedhi nevamwe varanda vavakanga vadaidza,ndokumutevera. 21 Vakabva vauya kuKapenauni,apo raiva zuva resabata,Jeso akaenda mu sinagogu asidzidzisa. 22 Vakashamisika nekudzidzisa kwake,nekuti waidzidzisa semunhu anemasimba kwete sevanyori. 23 26 Apo paiva nemurume mumaSinagogu avo aiva nemweya wetsvina akazhamba , 24 achiti ,'' Chini chatingaite nemi, Jeso weNazareta?Mauya kuzotiparadza na!'' Jeso akatsiura mweya akati,''Nyarara uhve kwaari! 25 '' Mweya wakaipa wakamukandira pasi ukavha kwaari achizhamba nenzvi riri pamusoro. 27 Vanhu vese vakadzika ,vakavhunzana kune mumwe nemumwe,''Ndechiyiko chakarechi? 28 Dzidziso itsva inesimba!Anoraira kunyangwe nemweya yakaipa ichimutetekera!'' Nhau dzezvake dzakanzvikiwa kose kose Mugareriya. 29 Paakaburika kunze kweSinagogu,vakapinda mumba maSimiyoni naEnduru,pabodzi naJemusi naJoni. 30 Pakerepo amezvara vaSimoni vakanga vakaenzera nedenda rekupisa muviri, vakavha vataudza Jeso nezvazvo. 31 Pakerepo akauya akamutora nemanja ake, ndekumutsimutsa;denda rekupisa muviri rakavha kwaari,akatanga kuvabatsira. 32 Madeko akereyo zuva risangodoka,vakawiisa vose vaihwara nevanga vakazodzewa nemweya yetsvina. 33 Guta rose rakaungana pamusuwo. 34 Akaporesa vose vaihwara nehosha dzakasiyanasiyana nekutandaidza mamhepo ose,aiva akagara muvanhu,mamhepo ose haana kuvhumidziwa kuti ataire aimuziva. 35 Vakamukira mausukusuku,kwakasviba;ndokuenda mumasango ikoko akanamata. 36 Sayimoni nevakanga vainavo vakamutsvaga. 37 Vakamuwana vakavha vamuti ''Vanhu vose varikukutsvaga. 38 Akati ngatiendei kose,kunze kune mamwe madhorobha akapoteredza,kweakuti ndiparidzire kwaari,ndosaka ndabudikira kwarekuno'' 39 .Akapinda nemukati meGareriya asiparidza nemumasinagogu 'nekutandaidza mamhepo. 40 Anemapare mbudz akauya kwaari akakumukumbira; akamufugamira ndekumuti,''Kana usida, ndichese''. 41 Akachovhera kwaari nerudo,Jeso ndokumusvikira neruoko ndekumubata ndekuti kwaari,''Ndinoda. Chichena''. 42 Pakerepo ,maperembudz akavha kwaari,akavha achenesewa. 43 Jeso akamuyambira zvakanyanya pasisna kundikana ivha pano 44 enda. Akati kwaari ''Asawana chaunetaudza chero munhu, asi enda, unatondedza mupurisita ,unopa chipo chekuchenesewa chamakarairwa naMozesi,sechipupuriro kwaari'' 45 Asi iye akabuda pachena ndokutanga kushevedzera pachena ndokutanga kushambadzira shoko,zvakanyanyisa,zvekuti Jeso anga asakusapinda mudhorobha zvinoonekwa asi aigara kunze kwemadhorobha. Asi vanhu vakaramba vasiuya kaari kuvha kosekose.