Chitsauko 7
1
Mafalisi nebamwe banyoli abo bakauya kubva ku Jelusalema bakaunganila iye.
2
Bakawona bamwe ba dzdidzdi bake basidya chingwa basina kushamba kumaboko.
3
(Ku Mafalisi nebose maJuda abadye ba kana basina kushamba kumaboko, nekuti baneteyedza tsika dzebakulu.
4
Kana Mafalisi bauya kubva kumusika, abadye kana basina kushamba, baneteyedza tsikadzimwe dzikawanda, zwinenenga kusaka makapu, mapoto, midyiyo dze kopa, nezwimwe bane sebezesa pakudya.)
5
MaFalisi ne banyoli bakabvunza Jesu," Seyi ba dzidzi bako basinga yende kuyedzena ne tsika , dzebakulu, saka banedya chingwa basina kushamba kumaboko?
6
Asi akati kuneibo, "ISaya akapolofilta zwakanaka,zwamuli imi banyengedzi. Akalemba," Munendinamata pamulomo, asi muhana dzenyu dzilikulefu niyini.
7
Banenamata pasina panefunditsika dzebanhu?
8
Munesiya mutemo waMwali nekutangisa tsika dzebanhu?
9
Iye akabaudza kuti, " Mwalamba mitemo wa Mwali kuti muchengete mitemo yenyu!
10
Nekuti Moses akati," Lemekedza baba na mayi bako! Wakaleuyo anetaula zwakaipa kuna baba kana amai bake chokwadi anafa!
11
Asi muneti, kana mulume akati kuna baba bake kana kuna mayi bake, lililose batsilo langapasiwe kuva kune ini corban"' (uko ndiyekutawula, 'ichipo),
12
kuleba kuti musamubvumidze kuita chinhu chilichose kuna baba kana Amayi bake.
13
Mulikuita kuti mitemo ya mwali ilambidzwe ne mitemo yenyu iyo yamwaisa pasi. Nezwakawanda zwakafanana ne zwamuneita"
14
Akadaidza bazhinji zwakale akati, "Idzweyi kwandili, mose , imi munditetekele.
15
Apana chinhu kundze kwe munhu chingamuswibise kana chisipinda mwaali chinebulika munemunhu ndicho chinemuswibisa.
16
17
Zwino Jesu akabva mubanhu neku pinda mumba, badzidzisi bakemuwudza mufananidzo.
18
Jesu akati neimiwo amuzati mwayamba kuzwisisa? amuone kuti chili chose chinepinda kumunhu kubva kundze achingaswibise munhu.
19
Sekuti azwipinde muhana, asi zwinepinda munhumbu nekubulikila kuchimbuzu?" Pa akataulakudalo, Jesu wakapikisa kuti zwekudya zwose zwakachena.
20
Akati, "Zwakale zwinebva mumunhu nde zwisamubisa .
21
Kubvula munhu, kundze kwe moyo, kupindilidza fungwa dzakaipa, dzeupopo, kuba, kubaya,
22
upopo kukumbwila, chigabenga, kunyepa,lukumbwa, kuzwilegelela, mandundu.
23
Zwesezwideipa zwinebva mwakati, ndizwo zwineswibisa munhu."
24
Akasumuka, nekubvapo nekuyenda kudzwimbo yeku Tyre neku Sidon. Kuye akapinda mumba haida munhu aliyese kuziba kwaiba, asi ayiba asina kuhwanda.
25
Zwakale umwe mudzimai ayiba nemwana waka mudiki musikana ayiba nemweya wakaipa akandwa zwe iye, akauya kuwila patsoka dzake ,
26
zwino mudzimai uyu waiba mu giliki, weludzi silofini. Akamukumbila kuti abise mweya udeipa kubva mune mwana sikana wake.
27
Akataula kumudzimai, " Siyabana batange badyasekuti azwina kunaka kutolela bana chingwa nekukandila imbwa.
28
"Asi akati nekumudza iye, " Eye, Ishe, kana imbwa dzinedya zwinetaya bana muzasi mwe table."
29
Musakawekuti wataula izwi udesununguka kuyenda.Mweya udeyipa wabva munemwana wako.
30
Akayenda kuswikila kunyumba yake, akawanamwana wake alele pamubeda ne mweya wakaipa wayenda.
31
Akayenda zwakale kubva kudzwimbo iye Tyre , kupindila Sidon gungwa ye Galileya kuswika zwimbo ye Decapolis.
32
Bakamuletela umwe munhu aba asingandzwe kutambudzika neku taula, nekumukumbila nukumukumbila kuti ayise gwanja pa ali.
33
Akamutola pajo Kumubvisa panebanhu, asi apana muchihwandi, akaisa zwikumwe mukati mwe nzebe dzake, abva kuswiba mate, kubata lilimi lake.
34
Akanangala kudenda akatola chiya nekutaula, "Ephphath"zwinetaula kuti , "Kubvula."
35
Pakalepapo ndzebe dzikabvuluka, lilimi likalegelelewa akayamba kutaula mushe.
36
Jesu akabaudza kuti musaudze munhu aliyese.Kupindilidza kubadza, asi iwo bakayenda basitaula izwi.
37
Iwo bakashamisika zwose waita mushe. Anekwanisa kuti, "basingazwe banzwa neba singataule kutaula."