Chitsauko 6
1
Wakavapo akaswika kunyi yaake badzidzi bake bakamutera.
2
Zuba lemugobera rikati raswika, akatanga kudzidzisa musinagogo. banhu bazhinji bakamundzwa bakashamisika, abati.'' ndekupi kwakatora kudzidzisa uku?'' indzeru ipi munhu uyu yakapihwa?'' nemabasa yesimba yekadai yaneita memanja yake?''
3
Hasi uyu wekubeza, mwana munhurume wamaliya mukoma wa Jakobo na jose na Juda na Simon? Bakangumburiwa naye Jesu.
4
Jesu akataura kwabari, ""mupolofita ha ngashaihwe ulemu mumusha make nekuhama dzake nemumba make.''
5
Aana kukwanisa kubata basa likulu nesimba, asi akaisa manja pabanhu bashoma akabapo Lesa.
6
Akashamisika nekusatenda kwabo. pakarepopo akayenda mumisha asidzidzisa.
7
Akadana gumi nebabiri akayamba kubatuma kuyenda babirii. babiri, iye akabapasa simba pamusoro pemidzimu ideipa,
8
Akabauda kuti barenge kutakura zwinhu zwemundzira pahwendo wawo asi twimbo chete, barege kutora chingwa, kana choola, kana mari muchikwama.
9
Asi bafeke shangu, barege kufeka mbacha dzibiri.
10
Akati kwabarii.'' pose pamunepinda mumba, mugaremo, kuswikira mavapo.
11
Kana musha uliwose usina kukutamburenyi imi kana kukutetekerenyi, kana makuburika pa zwimbo, paye, sasamurenyi madaga pasi petsoka dzenyu waba umbo uwabari.''
12
Bakaburika bakaparidza kuti banhu basiye zwito zwakaipa.
13
Bakaburitsa mabanda bakadira banhu bazyinji mafuta nekubaporesa.
14
Mambo herod pakanndzwaizwi, kuti zita ra Jesu ranzwika. Bamwe baitaura kuti, Johani batizi wamura kubva kubakafa, ndesaka mabasa nesimba ari mari mari iye,''
15
Bamwe baitaura kuti, '' ngu Eriya, ''bamwe chika, '' baitaura kuti uyu muporofita, fanike mubodzi wemaporofita yekare.''
16
Asi nerod akati andzwa izwi akati, '' Johani, uye wakadimuriwa, musoro wamuka.''
17
Herod akatuma Johani asungiwe nekumuisa muchitorokosi pamusaka wa Herodias (mukadzi wemuningina wake filipo). Musaka wekuti akanga ademulora.
18
Johani akaudzi Herod, ausi mutemo kwauri kuti ugare nemukadzi wemuningina wako.
19
Asi Herod akamubenga akabirima nekuda kuti amuraye iye, asi hana kuzwita,
20
Nekuti Herod waitya JOhani; waiziba kuti akanga ari munhu kutswene ne akarurama, amamuchengeta zwakanaka. Akatetekera jwari iye akagumbuka. nekuti aka amudza ne mufaro.
21
Asi zuba rakafanira rikati raswika Herod nezuba rekuberekewa kwake akaitira banhu bake bakuru ba bati, ne Batungamiriri begaiireya.
22
Mwana sikana wa Herodias iye pachake akauya mukati kuzebatambira ibo iye akafadza Herod nebanhu bakepa chikafu chemanheru. Mamba akataura kune musikana, ''Kumbira kwandiri chilichose chauneda ndinekupasa iwe.''
23
Akamupikira iye asiti, ''chirichose chauneti ukumbira kwandiri ndineti ndikupase. kuswikira pakati peumambo hwangu.''
24
Akaburika pandze akataura namai bake.'' chinyi chandineti ndikumbire? Amai bake bakataura kuti, ''Musoro wa Johani mubatizi.''
25
Pakarepapo akasumuka akayenda kunamambo akakumbira, asiti neda iwe kuti undipase in, manje apa, musoero wajohani mubabatizi uri mundiro.''
26
Ichi chikatambudza mambo nekuti na ngarambe chakakumbira musaka wechipango chabakaita pameso pe bayendzi.
27
Pakarepapo mambo akatuma murwi akabudza kuti bauye ne musoro wa Johaani. Mutariri akayenda kumudimura iye mu chitorokosi.
28
Akareta nemusoro wake mundira nekumupasa musikana, musikana akapasa amai bake.
29
Badzidzi bake pabakandzwa izwi, baka uya bakatora mutumbi wake bakauisa muguba.
30
Ba postori bakadzoka kuna Jesu bakamudza zwose zwabakaita nekuudziwa.
31
Iye akati kwabari, ''Uyenyi imi mega kunzwimbo kudongo mupumhure padiki, nekuti bazyinji balikuya basi yenda abana kuwana nguba yekuti badye.
32
Ipapo bakayenda nehwato kudongo bali bega.
33
Pabakaona basiyenda banhu bakabaziba ibo, bakamhanya bose netsoka kwakarekoko, ku doroba, bakatang kuswika ibo basati,
34
Pakaswika paduze nemulonga, akaona banhu bazyinsi akabandzwira tsitsi ibo nekuti baiyita fanike mokwai yasina muyember. ipapo akatanga kubadzidzi zwinhu zwizyinji.
35
pakukadoka, badzidzi bake bakauya, kwari bakati, ''kuno kudongo ino nguba kwadoka.
36
Basiyenyi bayende mumisha iripaduze kuitira kuti batenge zwekudyz zwabo.''
37
Iye akadaira akati kwabari, munefanira kubapasa imi zwekudya. bakataura kwari, ''tingayende katenga chingwa ne mandinari mabiri kuti badye?''
38
Akataura kwabari mune chingwa chingani? endenyi mwaona, ''pabakaziba bakataura, kuti, chingwa chishanu nehove mbiri.''
39
Zwino akabaraira kuti bagare bose pasi pauswa ungororo mumaboka maboka.
40
Bakagara pasi mumabo maboka yanekwana kuita makumi nemashanu.
41
Akatora zwingwa zwishanu nehobe dzibiri, akanangara kudenga akarofadza nekugo mora chingwa nekubapasa badzidzi bake kuti ba pase banhu, Akagobanisa hobe dzibili pakati pao.
42
Bose bakadya kuswikira baguta.
43
Bakatora manyanyaukwa yakasara ye chingwa, matengu gumi nemabiri yakazara, zwakare nema nyanyaukwa yehobe.
44
Baiba barume banekwana kuita zwiulu zwishanu bakadya chingwa,
45
Pakarepapo akaudza badzidzi bake kuti bapinde mugwa nekuyenda kumhiri kumwe, ku Bethsaida, iye akaudza banhu bazyinji kuti bayende.
46
Ibo pabakayenda akasumuka akayenda mugomo akanamata.
47
Madeko payakaswika, igwa raiba pakati pemuronga, iye waiba ari yega kundze.
48
Iye akaona kuti barikushupika kuyamba hwato musaka wekuti kwaiba nedutu, nenguba yechina yeusiku akauya kwabari asiyenda padenga pemvura, aida kubapindirira.
49
Asai ibo pabakamuona iye asiyenda pamu sora pemvura, bakafungidzira kuti chaiba chibanda bakalidzi mhere, Pabakamuona bakatya.
50
pakarepapo akataura nabo nekubabaudza kuti, garenyi makashinga! ndini musatye.''
51
Akapinda muhwato pabodzi nabo, mhepo ikarega kuroba. bose bakashamisika.
52
Nekuti bakanga basina kunzwisisa kuti chingwa chaitaura chinyi. nekuti moyo yao yaiba ideoma.
53
Pabakayambuka kuyenda kumhiri, bakauya kunzwibo yegenesareti bakasungirira hwato.
54
Pabakaburika kundze muhwato, banhu bakamuziba iye pakalepapo;
55
Bakamhanya musha wose bakayamba kuleta banhu baihwara pa maponde kwabindzwa kuti ndekwali.
56
Kulikose kwaipinda kana mumusha, kana mudunhu, kana munyika, baisa bahu baihwara mundzwimbo dzekute ngesera. Bakamukumbira iye kuti banhu vabate mbacha yake, Bazyinji bakabata bakapora.