Ndima 7

1 Zwino kana zwiri zwamandimwalira, " Zwakanaka kuti unhu alege kubata ukaji." 2 Asi nokuda kovhupombwe , ulume mumwe nomumwe ngaavhe noukaji uwe, noukaji umwe noumwe ngaavhe noulume uwe. 3 Ulume ngaape ukaji zwakafanira noukaji ngaadlalo vho kuulume. 4 ukaji haana simba paumbiri uwe asi ulume . sayiyezwo vho ulume haana simba paumbiri uwo asi ukaji. 5 MUsongonyimana asi mutshiyeta tshikathi tshituku mumbotenderana kuti muvhe netshikati tshokuzwinyima zwokudla nokurabhira. Nokusangana futhi kuti Satani alege kumuyeja paakusangana kenu kuzwijosa. 6 Asi ndinolevha hezwi nditshimutendera ndisingalejisi. 7 Nokuti ndinoda kuti vhose vhavhe semi. Asi unhu umwe noumwe unetshipiwa tshitshe tshinobva kuna Mwali. Umwe tsholuji ugu umwe tsholumwe luji. 8 Asi ndinoti kunevhasina kuwana nokushirikaji, zwakanaka kuti vhagale semi. 9 Asi kana vhasingakoni kuzwijosa, ngavhawane nokuti zwirikhwine kuti vhawane pakutswa. 10 Zwino vhakawana ndinovhalayijira - asi hamindisho - kuti ukaji alege kubva kuulume uwe. 11 (Kana atshibva ngagale asingawaniki kana adanane neulume umwe, ) Ule hafaniri hafaniri kulamba ukaji. 12 Zwino kuna vhamwe ndinoti- haasi ishe kana hama inoukaji usingatendi kana iye atshida izwo kugala naye ngaalege kuulasa. 13 Kana ukaji anoulume usingatendi, kana asinga kwanisi kugala naye hafaniri kuulamba. 14 Nokuti ulume usingatendi unoyetiwa utswene noukaji uwe noukaji usingatendi unoyetiwa utswene kana asi kudlalo vhana vhenu vhanga vhaneswina asi zwino vhatswene. 15 Zwino kana usingatendi atshiyenda ngaayende izwe. Hama kana ali ulume kana ukaji hasungwi ne zwakadlalo asi Mwali waka udana kuti muvhe nolugalo. 16 Unozivha seni ukaji kuti utshathusa ulume uwo? Kana kuti unozivha seni ulume kuti utshathusa ukaji uwe? 17 Asi umwe noumwe sezwaakakovhegwa na ishe umwe noumwe sezwaakadanwa na Mwali ngayende sayiyezwo. Ndizwo zwandilanoyijira pagereke jose. akapfu. 18 Kana umwe atshinge akadanwa akapfumbisiwa ngaalege kuyehwa usina kupfumbisiwa kana atshinge adamwa asingapfumbisiwi ngaalege kupfumba. 19 Kupfumba hasi tshinhu nokusapfumba haasi tshinhu asi kutshengeta milayo ya Mwali. 20 Umwe noumwe ngaagale pakudanwa paakadanwa nako. 21 Wakadanwa uliulanda na? Usangozwidla moyo asi kana ungasunungugwa zwiri khwine kuti udlalo izwo. 22 Nokuti wakadanwa munashe ali ulanda wavha usunungugwa washe . sayiyezwo vho wakadanwa akasununguka wavha ulanda wa khiristu. 23 Wakatengwa neutengo legni kuvha vhalanda vha vhanhu. 24 Hama jangu umwe neumwe ngaagale panda pa Mwali iyapo paakadanwaq napo. 25 Zwino panyezulu pavhasikana , handina ulayo watsho asi ndinolevha sounhu wakapiwa kuhwira vhusiwana kuti avhe wokalulama. 26 Nayiyezwo , ndinoti nokuda ke nhamo ino zwakanaka kuti unhu agale akadlalo. 27 Wakabatanijiwa noukaji nah? Usatswaka kusunungugwa waka sunungugwa paukaji na? usatswaka ukaji. 28 Zwino kana wawana hauna kukhakha kana khomba ikawanika hana kukhakha . Asi vhakadlalo vhatshavha nokutambujika panyama. 29 Zwino ndinozwilevha hama jangu nokuti tshikathi tshifupi. kuti kubva zwino vhanavhakaji vhavha sevhasina. 30 Navhanolira vhavhe savhasingaliri navhanofala savhasingafali navhanotenga savhasina tshinhu. 31 Navhanobata nesango savhasingabatisisi . Nokuti ugaliro wesango lino unopinda 32 Ndinoda kuti mulege kuvha nokufunganya . Usina kuwana unofunga zwashe kuti angaufaja seni uwe. 33 Asi wakawana unofunga zwesango kuti angafaja seni ukaji uwe- 34 Pausiyano pakati poukaji nekhomba usina kuwanika unofunga zwashe kuti uvhe utswene paumbiri napamwiya . Asi wakawanika unofunga zwenyika kuti ungafaja ulume uwe seni. 35 Hezwi ndinozwilevha kuti muthusiwe imwi. Ndisingadi kumusunga nousungo asi nokuda kezwakafanira kuti murabhirire ishe musingakhakhisi. 36 Asi kana umwe atshifunga kuti hayeteri khomba iye zwakafanira kana ali pazera loku wanika ngazwiyete sayiyezwo- unofanira kuyeta zwaanoda . hayeti zvhivhi. Vhanofanira kuwana. 37 Asi uyo unomira akakwata pamoyo pape asingakombetshejiwi netshinhu asi une nungo zezulu pokuda kuke akatema mumoyo tshinhu itshi kuti utshatsheta khomba iye unoyeta zwakanaka. 38 Nayiyezwo unowana khomba iye unoyeta zwakanaka nousingauwanisi unoyeta zwinopinda nokunaka. 39 Ukaji wakasungwa noulayo ulume uwe atshambopira .Mara ulume uwe akapa wasununguka kuti awanike noulume waanoda , ngazwiyehwe muna she. 40 Asi unganyanya kufala kana atshigala akadlalo pakufunga kangu imi zwino ndinoti nemivho ndine Mwiya wa Mwali.