Chitsauko 3
1
Muragaridze wanhu kuti waremekedze watongi wawo, uye waterere, uye iwai makagadzirira pamabasa ose akanaka.
2
Musatuke anhu, musanetsane, asi iwai netsitsi, muchiratidza unyoro ose newarume wese.
3
Tikuti isuwo tangaga tiri mapenzi, tisinga terere, tichishandira kuchiwa kwese kwenyama, tirarama ne ruwengo ne godo, tichiwenga nekuwengana ne amwe.
4
Asi rudo rukuru raMwari muPonesi wedu payakauya munyika,
5
Kwete nebasa rekururama yatakanga taita, asi nekuda kwengoni dzake, iye akatiponesa nekugeza kwekuberekwa patswa, kuwandudzwa kweMweya Mutswene;
6
Iye akadurura pamusoro pedu kuburukidza kwaJesu Kristu Muponesi wedu;
7
kuti tiruramiswe ne nyasha, kuti titwe aryi wenhaka kuburikidza netariro yeupenyu usingapere.
8
Shoko iri rakatendeka, izwi ndinoda kuti muzwinvume, kuti kune waya wanotenda kuna Mwari watsake kuita mabasa akanaka; zwinhu izwi zwakanaka kune wanhu.
9
Asi ibvai pamubvudzo dzekupenga, kwazwakabva zwekunetsana, kunetsa nekuda kwemutemo, nekuti izwi azwina maturo.
10
Wanhu wanotsausa, kunetsana kwekutanga nekwechipiri, ibva pawari.
11
Ichiziwa kuti awa wakarasika, kuti chiwi ichi, chiri kutogwa pauri.
12
Ndikatumira Artema kwauri, kana kuti Tikiko, tsaga kuya kwandiri kuNicoporis, ndatsaga kupfura neko kutonora kusati kwauya.
13
Akisira na Zena, nekuda kwemitemo, uye na Aporo, kuti kufamba kwake asachaiwe chinhu.
14
Uyezwe wedu wanodzidza nekuita zwino zwakanaka kuti wachandise zwakanaka, kuti usararame upenyu usina zwebereko.
15
Wese waneni ndinokumuresa. Muresa waya wanotida mukutenda. Nyasha ngadziwe nemi. Ameni!