Chitsauko 2
1
Naizwozwo, iwe, taura dzidzso yakarurama;
2
kune chembere, wafanire kukudzwa, kuremekedzwa, nekukwarisa warimukutenda, nerudo uye ne tsitsi.
3
Wakadzi wakuru, iwai nemagariro akanaka, nekururama; kwete wanochera amwe, wanoda waini jinji, asi ngawe nedzidziso rakanaka;
4
kuti wadzidzisi wasika waye wakagwara, kuti wade warume wawo uye kuti wade wana wawo;
5
kuti wawe wanozwidzora, wakatsena, wakadzi weumba dzakanaka, remekedzai warume wenyu, kuti shoko raMwari risatukwe.
6
Tsuraiwo sema jaya, kuti wawe wanozwidzora.
7
Kune zwese zwawanoita ngawaite de mufananidzo wakanaka; udzidzisa zwakakwana, uchirewesa;
8
nekutaura kwakarurama kusinga kushorwa, apanha zwakaipa zwawanotaura nemi.
9
Kuti waranda waremekedze wana Ishe wawo, zwifadzwe wese, usinga taura nezwawo.
10
Kuti urege kuwabira, asi uchiwaratidza kuti wakandeka; kuti uite zwese nedzidziso raMwari Ishe wedu
11
Nekuti nyasha dzaMwari muponese dzakazwiratidza kune munhu ose.
12
Unotidzidzisa, kuti tisiye kuchiwa kwese kwemunyika, ngatiraramei munguwa ino uchizwidzora, utswene.
13
Muchegetedza wakaropafadzwa netariro nekuya kokubwenya kukuru kwaMwari Ishe wedu Jesu Kristu;
14
Akazwipa kwatiri, kuti atidzikinure kusarurama kwese, uye kuti aruramise wanhu pamwechete, wanochigaira kuita basa rakanaka.
15
Taurai zwenyu Izwi, tsurai, uye warairei nesimba rose, Apana anokushora.