Chitsauko 1
1
Pauro, muranda waMwari na Apostora waJesu Kristu nekuda kwetenda nekutsarwa na Mwari, uye nokuziwa chokwandi, chinotugamirira;
2
netariro weupenyu usinga pere, uye Mwari anga nyepe uye akawimbisa izwi nguwa isati yawepo, panguwa yake
3
akataurwa akasiwisa: shoko rake, nekuda kwekuparida, yandakatenderwa nekuda kwemitemo yaMwari muponese wedu.
4
Kuna Tito, mwana wangu pakutenda, nekuda kwekutenda kwedu; tzwirwa nyasha, ngoni ne rugare kuna Mwari Baba, uye Ishe Jesu Kristu muponesi wedu.
5
Ndiyo nyaya yacho yakaita kuti ndikusiye kuKreta, kuti urambe uchiisa mitemo panezwinhu zwirikushota, uye guta ne guta urambe uchiita mutungamirire, sezwandakakuraura.
6
Kana munhu akawa mururu, murume kana mukadzi, anewana wakatendeka, kuti asapomerwe moswa kana kusaterera.
7
Mutarise akapuwa basa raMwari, semukuru weumba raMwari, anozwida zwakanyanya, uye asingakurumidze kutsamwa, usamwe, usarwe, kana kuda mare zwakanyaya.
8
Asi ngafambire, anofanira kuda chinhu chakanaka, anozwidzora, akarurama, mutswene, anofanira kuzwibata;
9
kuramba wakachigaira pakutenda achiramba akatendeka; kuti iye akwanise, kuti atsure mumashoko, kuti aratidze kuti mashaisha zwamunotaura pamusoro pake.
10
Nekuti kune wajinji wanoita zwisina kururama, wanotaura zwinhu zwisina maturo, wanonyegera,kunyanyanya waya wakadziguiswa;
11
Ndiwo wanofanira kunyanyarara, wanotsasisa umba wose, wachidzidzi zwisina kufanira, nekuda kuzwisa pambere pewamwe.
12
Muporofita wawo akati: Wasingatende iwo wanonyepa, muka dzakaipa, wanobva mudubu wewonyope.
13
Kupupura nekweshokwandi; saka ndichiwatsura ndisingamire,kuti wawe wasina mukutenda.
14
Usape ndziwe kunyepa kwewajuda, nemitemo yewanhu, wanotsauka pashokwadi.
15
Zwinhu zwese zwakarurama kune wakarurama; asi kune wanetswina ne wasingatende, apana chakarurama; kunyagwe kutzwisisa ne pfugwa dzawo dzine tswina.
16
Iwo wanote tinoziwa Mwari, asi ne mabasa wanomuramba, nekuti awaterere, uye wanofera pamabasa ose akanaka.