Chitsauko 1

1 Pauro,maranda waJesu Kristu, akadainzwa kuti awe muapostora, vakatsaurirwa ku vangere yaMwari, 2 Iye akapikira pakati pekunyorwa pamagwaro matswene aMwari, 3 pamusoro peMwana wako, akauya kurudzi raDavid panyama, 4 nekumuswa kwewakafa, Iye akanzi wemasimba wose Mwanakomana waMwari neMweya mutswene, Jesu Kristu, Ishe wedu. 5 Nekuda kwake, isu takagamuchira nyasha neopostori kuti titerere pakutenda kwenyika yese, nekuda kwezita rake. 6 Kunyika ino, imiwo mudanwa kuti muwe Jesu Kristu. 7 Imi mose, Wadiwa Mwari warikuroma, uye makadanwakuti muwe watswene: nyasha nerugare, zwirikuna Mwari, Baba wedu, uye Ishe wedu Jesu Kristu. 8 Chikutanga, ndinotenda Mwari, pamberi paJesu Kristu, ne imi mose, nekuti kutenda kwenyu kunodanidzirwa kunyika yose. 9 Nekuti Mwari, wandinochadira mumweya revagenre reMwanakomana wake, ndiko kupupura mwadinoramba ndichikuragarerai 10 mukunamata kwangu, ndichikumbira kana kurikunda Mwari, ndichauya ndichukuwonai 11 Nekuti ndinoda kukuwonai, kuti ndigowane zwinhu zwemweya, kuti musimbiswe, 12 izvi ndizvo, kuti usimbiswe, pakutenda mwenyu, kwenyu ndokwangu. 13 Uye adinde, hama, kuti kagingi ndaida kwauya kwamuri (asi ndakazwiwiswa), kuti ndiwane muchero pakati penyu, kunge kune waendeni. 14 Ini ndirikukwereti kuwagiriki nekuwatorwa, kune wakachenjera newasina kuchenjera. 15 Nekuda kweizvi, kwandiri, ndakagadzirira kuparidza kunyagwe imi murikuroma. 16 Nekuti ini andinyare nekuparidza, nekuti isimba ramwari kweruponeso kune wese wanotenda, wekutanga kune waJuda wichiri wagiriki. 17 Nekuti ndiko kururama Mwari kuri kuratidzwa, mukutenda nemukutenda sezvakanyorwa: ''Munhu akarurama achararama nokutenda''. 18 Nekuti hasha dzaMwari dzicharatidzika kudenga newasina tsitsi newasina kururama waya wanoramba zwokwandi nepamberi pewasina kururama, 19 nekuti zwinosikanwa naMwari azwiwoneke kwaari, nekuti Mwari akazwiratidza. 20 Nekuti zwisingawonekwe, nekuda kwesimba nekugara kwake kusingapere, zwakaratidzwa kubva makusikwa kwenyika, nekuda kwezwinhu zwakasikwa. Izvi azviregerereke. 21 Kunyagwe, uchiziya zwaMwari, amuna kumuisa pachitswimbo chake saMwari, amuna kumupa nyasha. kunze kweizvi, Uchawa bhenzi munjere dzako, semoyo yawo isigasiwe wakasiba. 22 wakaswiiti tinoziwa, wakawa mapenzi. 23 Wakashadura kugwinya kwaMwari asigafe, wakaita mufananidzo wemunhu anofa, zwakanaka kufanana nechiri, nemuka dzenemukombo mana, nezwinokambaira. 24 Saka Mwari akaisa rudo rwake kune wanemoyo inetsina kuti wanyadzise miwiri pakati pawo, 25 wakashandura chokwadi chaMwari nekuda kwemanyepo, muchinamata chimufananidzo kunze kwemusiki, woya akaropafadzwa nekusingapere. Amem. 26 Nekuda kweizvi , Mwari akawapa kuchiwa kwekunyadziswa, nekuti, wakadzi wenyu wakachadura basa rawakasikirwa kuti kuiite basa rawasina kusikirwa, 27 newarume wakasiya zwawakasikirwa nemukadzi nekuchiwa pakati pawo umwe na umwe, muru e ne murume, kuita zwinonyadzisa, wachapuwa mubairo wakafanira. 28 Uye makachora ruziwo waMwari, kunyagwe Iye mwari akawapa pfugwa dzisina kubvumidzwa, kuti waite zwinyu zwisina kufanira. 29 Wakazadzwa nokusarurama, kose nokuipa, noruchiwa, novenga; wakazara negodo, nekuuraya, nokurawe, nokuchegera, nechinya; 30 wanhu wanoita zwakaipa, newachere newanowenga Mwari newanodada, newanozvikudza, newanozwirumbidza, newaite wezvakaipa, wasingarere wana baba, 31 nemapenzi, newanopotsa sungano, newasinarudo, newasinangoni 32 Iwo wanoziya chiero zwamwari, awo wanoita izvi wanofanira kufa; kune waye wanoita, Asi wanotendera kune wanozwita.