Chitsauko 23

1 Nokudaro, wese wakuru we Judeya wakamupandukira wakamendesa kuna Pirato. 2 wakatanga kumupomera wachiti: ''Taswikira murume uyo achitsausa wedu, achirambidza mitero ya Sezar, achizwiti Kristu, mambo''. 3 Pirato wakamubvudza kuti: '' iwe ndiwe Mambo wemaJuda?'' Iye Jesu akamupidura akati: ''Ndozwawataura''. 4 Pirato ndokuti kuwatungamiriri kwe maprisita uyo kune wajinji: Adisi kuona chipomerwa pane murume uwo''. 5 Asi iwo wairamba wachiti: ''Iye anovirigwidza wanhu, achidzidzisa Judeya yese, kutanga ku Garirea kuswika kuno''. 6 Nokudaro Pirato akazwa izwi ndokubvunza kuti murume uyu waiwe weku Garirea here. 7 Pakazoona kuti murume uyu anga ari pakutokwa kwa Herode, akamutumira kwaari, anga ariku Jesrusarema mazua iwawo. 8 Herode paaka wona Jesu, wakafara zwikuro, neiko, paiwe ne nguva jinji, ainda kumuona. Iye wainzwa ne zwa Jesu uye waida kumuona achita munana. 9 Herode waipa mubvudzo ndzakawanda kuna Jesu, uye Iye anga asigapinduri. 10 Wakuru wemaprisitine wanyori wakasimuka, wachimupomera. 11 Herode, nemasodja aki wakamuchorupodza uye wachimutuka, wachimupfekedza mbacha dzakanaka, pakupedzera wakamutumira zwekare kuna Pirato. 12 Piranto na Herode wakawa machamwari kubva ipapo. risate razwika suwa iri waiwengana. 13 Ipapo, Pirato, wakadana watungamirire wemaprisita, newatungamirire na wanhu wajinji, 14 iye akati: ''Imi mauya ne murume uyu se munhu arikuita kuti wanhu wapanduke, asi wonai: ini ndakamubvudza pamberi penyo, hadina kuwana muswa pamurume uyu ne zwino zvamakamupomera. 15 kunyangwe Herode, sei amudzosa zvekare. apana zwakaita kuti afe. 16 Ini chete, ndichamurowa wakusiya''. 17 [Piratoa waimanikidzwa kunsunugura musungwa mumitambo yemaJuda]. 18 Asi wese wakaramba wachidanidzira, wachit: ''ibvai pano naye murume uyu mutisunugurira Barrabas!. 19 Barrabas anga ari murume anga akasugwa nekuda kwekusaterera muguta uye ne kuworaya. 20 zwekare akataura Pirato, ndirikunda kumusungura Jesu. 21 Asi iye waidanidzira, wachiti: ''Mukhomererei mukhomererei''. 22 Uye akataura zve kechitatu: ''Neiko? ndezwipi zwakaipa zwaita murume uyu? Ini adina kuwona chanhu chikuti Iye angauraiwe. ndozwandati, tapedza kumorowa ini ndikusonungurei''. 23 Asi iye wakadanidzira zwikuru kuti, wachikumbira kuti wamukhomerera. Uye izwi rewajinji kwakakunda Pirato. 24 Nokudaro, Pirato wakazvipira zvaitaura wanhu. 25 Iye wakasunungura uya waindiwa, uya anga akasugwa nekuda kwekuworaya. Uye akaisa Jesu mukunda kwawo. 26 Ipapo paimutora, wakabata Simono, we guta re Cirene, waibva kumunda, wakaisa mujinjigwa pamusoro pake kuti akakure, achitera Jesu. 27 Wanhu wajinji ne wakadzika wakasimuka wakamurewera Iye. 28 Asi achimutarira Jesu akati: wana weJerusarema, musachenma Ini; chemai imi ne wana wenyu. 29 Nokuti kushauya mazuwa amuchati: 'Wakaropafadza waya wasingabereke uye rakaropafadzwa dhumbu risate rambereka, ne mazamu asati ayamwisa'. 30 Ipapo wachatanga kuudza makumo: 'Donai kwatiri', uye nezvemakomo: 'Zvinotifukidza'. 31 Nokuti,kana izwo zwichitka ku muti munyoro, chi chinoitika kana ukaoma?''. 32 Wamwe warume, wawiri dzanga dziri mhondi, wakatorwa wese na Jesu kuti waworaiwe. 33 Pawakaswika pazwimbo painze: ''Dehenya'', ipapo wakamukhomerera, pamwepo ne mhondi, muwe kurodye mumwe kuroboshwe. 34 Jesu akati: ''Baba, warengererei, iwo awaziwi zvawarikuita''. Wakakanda mujinya pamusoro pembacha dzake. 35 Wanhu wanga wakatarisa wakuru wachimutuka, wachiti: ''Iye waiponesa wamwe, musei azviponese, kana ari Kristu, uya wakasarudza na Mwari''. 36 37 38 Uye masodja waimutuka, waimupa vhinega, achiti: ''kana uri Mambo wamajuda, zveponese''. Panga pane chinyorwa pamusoro pake: ''UYU NDIYE MAMBO WAMAJUDA''. 39 Mumwe we mundi anga akakhomererwa, akamutuka achite: Asi here iwe Kristu? Zveponese wega nesuwo''. 40 Asi mumwe akamudaira uye, akamuraira, achiti: ''Autyi Mwari, iwe uri pakafanana naye? 41 Isu, tiripano tiri kugamuchere zwatakaita. asi murume uyu apana zwakaita''. 42 Uye akawedzera: ''Jesu, mundiragarerewo, kana wawe Mu Umambo wenyu''. 43 Jesu akati: '' zwechokwandi ndinokuti, nhasi chaiye ndichawa newe kuparadiso''. 44 Yanga iri nguwa yechitandatu, uye kwakawa ne rima ikafukedza nyika yese panguwa yechipfebamwe, 45 nokuti zuwa rakarega kupenya uye djira retembereraka mweswa ne pakati. 46 Iye, akadanidzira ne izwi guru, Jesu akati: ''Baba, mumawoko ndinoisa mweya wangu''. paaka pedza kutaura, Iye akafa. 47 Mukuru paakaona zwakaitika, wakapa rumbidzo kuna Mwari, achiti: '' zwechokwandi murume uyu wanga akatendeka''. 48 Manhu wajinji pawakauya kuzowona zwanga zvaitika, wakazviona wadzokera wachiro chifuwa. 49 Asi wese waisekanwa ka Jesu, uye wakadzi waimutewera kubva ku Garirea wakaraba warikure,wachiona zwiotiko izvi 50 Yonai paiwe ne ndengo imwe ye warangui wemajuda waizi Josefa, murume akanaka akarurama, 51 weku Arimateia, imwe guta rejudeya. Iye aimirira Umambo wa Mwari (iye anga asina kubvumirana ne mabasa yekuranga). 52 Murume uyu, wakaenda kuna Pirato, akakumbira mwiri wa Jesu. 53 Iye akamufukedza, akamuputiridzapadzira ritete akaisa murimwe muwiro rekacherwa rikaiswa bpuwe, musati maiswa munhu. 54 Raiwe zuwa rekugadzirara, uye Sabata yanga yakutanga. 55 Wakadzi wese waifamba naye ku Garirea wakaona pakaiswa mwiri wake. 56 Iwo wakadzokera kunogadzirira zwinonhuwira. musuwe Sabata wakazorora sezvinorewa murairo