1 Jesu achisimudza meso akawona wapfumi wachiisa zwipo zwawo muchiwigiro chemari. 2 Uye akaona imwe chirikadzi ichiisa tumari tuiri tudoko. 3 Zwino akati: ''Ino ndinoti kwamuri chirikadzi iyi wapa kupfura mese apa. 4 Nekuti wese wakapa zwipo wachitora pazwijinji. Asi chrikadzi uyo, neurombo wake, akapa zwese zwaanga anazwo''. 5 Uye wamwe waitaura pamusoro petembere, yanga yakanaka ne mabwe akanaka nezwipo. 6 Zwino Jsu akati: ''Pane zwinhu izvi zwamuri kuwona, pachauya mazuwa yekuti buwe aigare pamusoro peimwe buwe''. 7 Iwo wakamubvudza: ''Mudzidzi, Zwichaitika rini zwinhu izvi? Ndeipi chiratidzo kana zwinhu izvi zwakuitika?'' 8 Jesu akapidura: ''muchenjere musanyegedzwe, wajinji wachauya muzita Rangu, achiti: 'Ini ndini iye' uye 'nguwa wapedyu'. Musawatewere. 9 Makazwa zwokurwa kusawirirana, musavunduke, nekuti zwinhu izvi zwinofanira kutanga kuitika, asi kumagumo akuswike nekukasina''. 10 Zwino Iye akati: ''Rudzi richamukira rimwe rudzi, umambo uchasimukira umwe umambo. 11 Kuchawa nekundekenyeka kutswimbo dzose, ndzara ne zverwere. kuchaitika zwakawada zwimwe chiratidzo chichibva kudenga. 12 Asi, zwisati zwaitika zwese, washaisa mawoko pamusoro penyu uye wachakutewerai, uye muchaiswa mumasinagoge uye muchasugwa muchaisa pamberi pewatongi ne madzimambo nekuda kuzita rangu. 13 Izvi zwichapa mukana kupupura kwenyu. 14 Nokudaro Simbai moyo dzenyu kuti murege kuzwifunga zwamuchada kupidura, 15 uye Ini ndichakuapai shoko neruziwo, wawengi wenyu wachakukundai wamunorewa. 16 Muchaiswa muwotongi nana baba, nawanun'una, neshamwari, wachauraya wamwe wenyu. 17 Uye muchawegwa newese nekuda kwezita rangu. 18 Asi akuna kana mvudzi remusoro menyu uchaparara. 19 Mukashinga, muchawa newupenyu wenyu. 20 Mukawona masoja akomberedza Jerusarema, siwai kuti kuparadzwa kwapedyo. 21 Zwino wari kuJudea tizirai kumagomo, uye wanenge waripakati peguta budai, uye wanenge warikumunda musande mairi. 22 Nekuti mazuwa aya achawa mazuwa okutsiwa, kuti zwese zwakanyorwa zwiitike. 23 Kune waya wanenge wainenubhu kune waya wane wachiyamwesa! kuchawa nekutabudzika kukuru kunyika yese nokutsamwa pamusoro pewanhu. 24 Uye muchaparadzwa nemuromo nemunondo uye muchatorwa senapwa wanhu wese, uye Jerusarema uchatsikwa newasingatende, kuswira nguwa yawo yaswika. 25 Uye kuchawa nechiratidzo kudenga, pazuwa, nepamwedzi nepanyeredzi. munyika, kuchawa nekusuwa pamberi perudzi, kutsamwa kwegungwa nemafungu. 26 Kuchawa newarume wanotya, nezwinhu zwichauya munyika. Nekuti simba rekudenga rechandegenyeka. 27 Zwino wachaona Mwanakomana wemunhu arimumakore, nesimba rekubwinya mukuru. 28 Asi, kana zwinhu izvi zwakuitika, simudzirai mutarese musoro wenyu, nekuti kusunugurwa kwenyu kwakusvedera''. 29 Uye Jesu akawadzidzi nemufananidzo: ''Tarirai muwonde ne miti yose. 30 kana otunga, makazwiona muziwa, kuti zhezha rawe pedyo. 31 Kana makuona zwinhu izvi zwawe kuitika muziwa kuti umambo waMwari wapedyo. 32 Zwirokwazvo ndinoti, rudzi uyu aufuri zwinhu izvi zwisati zwaitika. 33 Denga ne nyika zwichapfura, asi mashoko angu apfure. 34 Muchejere imi pachenyu, kuti moyo dzenyu dzisatakure kutya nokufunganya nekuda kweupenyu. kuti mazuwa awo asauye makawarairwa, kune chiteiwa. 35 nekuti ichawinga chisikwa chese chiripasi penyika. 36 Asi garai makajegera nguwa dzose, kuti munamate kuti muye nesimba kuti mutinze zwichada kuitika, uye Kuramba wakachinga pamberi peMwanakomana weMunhu''. 37 Uye, mazuwa apfura, aidzidzisa mutembere uye maneru aenda kumakomo aindzi 'wemuorivhi'. 38 Wanhu wese waiuya kwawe kuyedza kuti wamunzwe mutembere