Chitsauko 3

1 Uye petro na Johani wakakwira wese wachieda kutembere nguwa dzekunamata (panguwa dzepfumbamwe); 2 Zvino umwe murume akanga aberekwa arichirema kubva mudubu ramai wake, mazuwa ose waimuisa pamusowo wetembere, rainzi musowo wakanaka, kuti akumbire mare kune waya waipinda mutembere. 3 Iye paakaona Petro na Johani wachipinda mutembere, iye akawakumbira mare. 4 Uye Petro, akaramba akamutarira kwaari, wese na Johani, wakati: Titarire. 5 Uye chirema chakawatarira kwawari, achimirira kugamuchira chinhu kwawari. 6 Ipapo Petro akati: sirivha nendarama atina; asi chandiri nacho, ndinokupa: muzita raJesu Kristu, wenazareta, simuka, ufambe! 7 Uye, wakamuba nerwoko rerwodye, wakamusimudza; ipona mukumbo ake akapora. 8 Uye iye wakajamba, akamira, akatanga kufamba, uye wakapida wese mutembere, achifamba, nekutamba, uye achikudza kwaMwari. 9 Uye munhu wese wakamuwona achifamba, achirumbidza Mwari. 10 Iwo wakamuziwa, uwo ndiye aigara pamusowo rakanaka retembere achikumbira mare; uye wakachamisika nezvakanga zvaitika. 11 Uye chirema chakanga chaporeswa, akasvibata pana Petro na Johani, wanhu wese wakaenda kwaari wachifara kutsvimbo rainzi Birawera, raSoromoni. 12 Petro paakaona izvi, akapidura kune wanhu: ''Warume waIsraeri, munofarireiko izvi? kana kuti munotitarisereiko zvakanyanya kwatiri, kunge isimba redu raita kuti afambe? 13 Mwari waAbrahama, na Izake, na Jokobho, Mwari wababa wedu, wanokudza mwanakomana wake Jesu, uya wamakapa, pambere pechiso chaPirato uye makamuramba, kunyangwe wakatonga kuti amusiye. 14 Asi imi maramba kune Mutswene akatendeka, mukakumbira kuti mhundhi isiwe. 15 Imi pakauraya Mambo weupenyu, asi Mwari akamumutsa kubva kuwafi, uye isu tenozvipupura. 16 Nekuda kwekutenda muzita rake, zita rake rinotipa rusimbiso, uya kuti mumuziwe; uye kutenda kuripakati pake wakatipa utano wakanaka urimukati menyu mese. 17 Yezvino, hama, ini ndinozviziwa kuti makaita izvi nekusaterera, kunge wakuru wenyu. 18 Asi Mwari akazadzisa zviya zvakataurwa nemuromo wewaporofita, kuti Kristu afanira kutambudzika. 19 Zvindebei, uye tendeukai, kuti zviwi zvenyu zvidzimiswe, ikauya nguwa ikuwaduswa kweushe waIshe. 20 Iye anotuma Jesu Kristu, uya akagadza nekuda kwenyu. 21 Anofanira kuramba arikudenga kusvikira nguwa yekuti Mwari awanduzve zvino zvose, zvaakataura pamusoro pewaporofita wake watswene, kubva pakutanga. 22 Nekuti Musise akati nababa wedu: Ishe, Mwari wenyu, pachasimuka pakati penyu umwe muporofita akaita kunge ini; iye munzwei zvaachataura. 23 Munhu wese asikanzwe achabviswa pakati pawanhu. 24 Uye newaporofita wese, kubva kuna Samuere zvichienda mberi, wese wakataura, kunyangwe waya warikutaura nguwa ino. 25 Imi muriwanakomana wemaporofita ne sugano yaMwari yakaita nababa wedu, achiti kuna Abrahama: Uye zvimbereko zvako zvicharopafadza rerudzi rwese repanyika. 26 Mwari, akamutsa mwanakomana wake Jesu, chikutanga akatuma mwamuri, kuti iye akoropafadzei: achikubvisai ummwe na umwe muzvakaipa''.