Chitsauko 2

1 Uye ichizadziswa zuwa rePendekosti, wakanga wakaungana wese pamzvimbo imwe chete. 2 Uye pakarepo pakatinhira sekwemhepo inovhuvhuta nesimba kwakabva kudenga kukazadza umba wose yawakanga wegere. 3 Wakaona zvakanga zvaitika sendimi dzemoto dzakaparadzana uye dzakamhara pamusosoro pemumwe na mumwe wawo. 4 Uye wese wakazadzwa neMweya Mutswene, uye wakatanga kutaura nendimi, sekupowa kwawaitwa neMweya. 5 Uye kwakanga kune wajuda waigara muJerusarema, wauya netsitsi, uye tsvimbo yese pasi pedenga. 6 Uye wakati wanzwa kutinhira, wajinji wakaogana; uye wachamiswa, nekuti umwe ne umwe aizwa zvichitairwa muririmi rake. 7 Uye wese wakachamiswa, wakafara, wachiti umwe na umwe: wona awa warikutaura, awasi wese magarirea? 8 Isu tanzwa umwe na umwe achitaura muririme rwudu,ratakaberekwa naro? 9 Wapatio, Wedhia, Eramiras, wagare weMesopotamia, kuJudea, Kapadhokia, Pondasi, neEzhia, 10 Firigia, pamufiria, Igipita uye nezvimbo reRibhia, Waroma wasiri wemu, newajuda na prozerato, 11 na Kerete na Arabhu, uye tanzwa mumitauro yedu iwo wataura ukuru waMwari. 12 Uye wese wachamisswa nekukaganisika, achiti umwe na umwe: Zvinorewei? 13 Uye amwe, kunyage zvakadaro, wakati: Iwo wamwa waini inotapira. 14 Asi Petro, akamira pambere pewane gumi nomumwe, akasimudzira imzwi rake, akati: Warume majuda, wese wagare weJerusarema, izvi gazvisikanwe, uye izwai shoko rangu: 15 Nekuti awa awana kuraradza, semafugiro yenyu, dzichiri pfumbamwe magwanani kudai. 16 Asi izvi ndizvo zvakataurwa namuporofita Joere: 17 Zvichaitika kuti mazuwa yekupedzisira, Mwari anoti: Ndichadurura Mweya wangu kunyama yose, wana sikana newana kumana wachaporofita, uye majaya wachaona zviratidzo, uye wakuru wenyu wacharota hope; 18 Uyezve kune waranda rume newaranda kadzi, nezuwa iroro ndichadurora Mweya wangu, uye wachaporofita. 19 Uye ndichapa munana unodarika denga, nezviratidzo pasi penyika; ropa, moto, nekuboila kwewotsi; 20 Uye zuwa richawa rima, mwedzi seropa, risati rauya zuwa raIshe. 21 Uye suwa here kuti wese wachadanidzira zita raIshe wachaponeswa. 22 Warume waIsraeri, izwai mashoko aya: Jesu wenazareta, murume akabvumirwa na Mwari kwatiri, nezviratidzo, nemunana, nezviratidzo, Mwari yakaita pamberi pawo, kuti imi muziwo; 23 murume uwo akaiswa mumawoko enyu neurogwa uye nekuziya zvirimbiri kwaMwari, uye imi makamurowerera pamujijigwa muchibatsirwa nawanhu wakaipa uye makamuraya; 24 Naiye Mwari akamumutsa, achimubvisa mumarwadzo yerufu; zvakanga zvisigaite kuti abviswa naye; 25 Nekuti Dhavhidhi akati pamusoro pake: Ini mazuwa ose ndaiona Ishe pamberi pangu, nekuti iye arikurudye kwangu, kuti ini ndisabatwe. 26 Naizwozwo moyo wangu urikufara, uye rurimi rwangu ririkufara, uye mwiri wangu unozorora netariro. 27 Nekuti imi amusiye mweya wangu munyika yewakafa, amupe kune watswene wenyu, kuti usawore. 28 Imi ndimi makaita kuti ndiziwa dzira dzeupenyu; Imi munondizadza nemufaro pamberi pechiso chenyu. 29 Hama dzangu, ndingakudzei ndine chokwandikuti teteguru wedu Dhavhidhi akafa, akawigwa, uye nguwa rake richiri nesu kusvikira zuwa ranhasi. 30 Naizwozwo, kunyangwe arimuporopita, achiziwa kuti Mwari akamuwimbisa kuti aigadza umwe wezvizvrwa zvake zvizogara pachigaro chouse; 31 Achiona zviri mberi, akataura nezvikumuka kwakristu, kuti Mweya wake awona kusiwa kunyika yewakafa, kunyangwe nyika yake aina kuwona kuwora. 32 Jesu uwo Mwari akamumutsa; isu tese terezvapupu. 33 Naizwozwo, akasimudzirwa kurudye yaMwari, uye akagamuchira kuna Baba chipikirwa cheMweya Mutswene, akadurura izvi warikuwona warikuzwa. 34 Nekuti Dhavhidhi haana kukwira kudenga; asi, iye akati: Ishe wakati kuna Ishe wangu: Ngara kurudye kwangu, 35 Kusvira ndaisa wawengwi wangu pasi petsoka dzangu. 36 Ziwai nechokwandi umba yese yeIsraerai, Mmwri akaita Ishe Kristu iyewowo Jesu, wamakakumerera. 37 Uye iwo, wachizwa izvi, wakapatikana mumoyo mawo, uye wakati kuna Petro, amwe mawapostora: Tichaitei, hama? 38 Uye Petro akawati: zvindembei, babatidzai umwe na umwe muzita raJesu Kristu, kuti muregererwe zviwi zvenyu; uye muchagamuchira zvipo zveMweya Mutswene. 39 Nekuti chipikirwa ndechedu, newana wenyu newa wese warikure, kana kuti kunaMwari, Ishe wedu, wakadana. 40 Nemashoko majinji iye anopa zvapupu, wachikutsiurai, wachiti: Zviponesei parudzi rakaoma! 41 Nokudaro wagamuchira shoko nekuda kwakanaka wakababatidzwa; uye wakaponeswa muzuwa racho mweya unokwana zviuru zvitatu wakawedzirwa. 42 Uye iwo wakaramba warimudzidziso yewapostora, mukudzwanana, mukudya chigwa, nemuminamato. 43 Wanhu wese wakabatwa nekutya; minana mujinji nezviratidzo zvakatwa newapostora. 44 Uye wese waitenda wakanga wariwese, waita zvinhu zvese wakabatana. 45 Iwo waitegesa pfuma yawo yese, uye waigowana wese, nezvakanga zvene umwe ne umwe. 46 Uye wakaramba wakachinga nekubatana mukereke, wachipanana zvigwa umba ne umba, wariya wese nemufaro nechokwandi chemoyo. 47 Wachirumbidza Mwari, wachipa nyasha kwaari, wanhu wese wachitenda. Uye zuwa ne zuwa Mwari aiwedzera kereke kune waya waiponeswa.