Chitsauko 1

1 Pauro, Sivano, na Timotio, kukereke yewatesaronika, kuna Mwari Baba, uye na Jesu Kristu; nyasha nerugare gazviwe nemi. 2 Tinopa nyasha kuna Mwari kune imi mose, tichikuragarirai patinonamata. 3 Pamberi pa Baba Mwari wedu, tinoragarira tisinganete pabasa renyu rekutenda, pabasa rerudo, uye kuchinga patariro kwaIshe Jesu Kristu. 4 Tinoziwa, hama dzadiwa na Mwari, kuti naye wakatsarwa, 5 nekuti vangeri yedu aina kusvika kwamuri iri shoko bedzi, asi nesimba, ne Mweya Mutswene, uye nechokwadi; munoziwa takanga tiripakati penyu kuti mukabatsirika. 6 Uye makawa watedziri wedu na Ishe wedu. kunyagwe pakati pematambudziko, makagamuchira shoko remufaro raMweya mutswene. 7 Makatugamirira watende wese wekuMacedonia neku akaia. 8 Nekuti shoko raMwari rakanzwika, kwete kuMacedonia neku akaia chete, asi kutenda kwenyu kuna Mwari kwasvika kwese, aticha taure chinhu. 9 Nekuti iwo wanotaura magamuchiriro awakatiita, uye kuti imi makatendeuka sei, muchisiya zvifananidzo, kuti mushandire Mwari mupenyu ne wechokwadi; 10 uye kuti amiririre Mwana wake kudenga, waakamutsa kuwakafa: Jesu, tisunugurei kune kutsamwa kurikuya.