Matewu 9
1
Iye adhopinda mumwadhia, adhoenda mhiri inango, idhouya nhungwe yatche wesse. Adhomuwissira tchirema,
2
tchikadhogona moada unango. Padhoona Djesu kutenda kwatche, adhoti kuna tchirema; ulimuche, mwana; zvakuipa zvako zvalekelereya.
3
Adho, ita dhenzi vanhakunembera vale adho sara nachakumoyo kuti vanyu vo anhoze mulungu
4
tsono ndipo djesu vadhoziak kuti vzovzi vadho sogarai ei mais ndidholewa,.
5
muvauzwe vzakuponha vzao vzalekweleva``muuvze sumuka famba
6
unamate tsukuvzece ukhazivakuti mhana va waxinyulume anate mutemo wakulekwelera vzitazo{ie,adholeva patome} sumukaulewe chakwadhi chako ienda kumucha kwako
7
Wakamuka andoenda kumusha kwatche
8
Wanhu vazhinji wakati wachizvivona wakadabwa vakakudza ndedza vakapereka nmazvu radepoyo
9
jeso vadoti atchibuda adovona munhu wainzi mateo agere panotereswa akuti kwaiye nditevere ipopo adomuka vadomutevere
10
Pano wadoti agere pakudja mumba vona vateresi vazhinji navakaipa vadovuya vadogara pakudya na jeso navakupfunzira vatche
11
pano vafarise vatchivona vakati vakupfunza vatche mupfunzisi wenyu unodyireiko navateresi navakuponha
12
jeso vadozvidzva adoti ure anavutano vabwino havafanire mediko ndipo ure varikuvara diye vanoda mediko
13
ndipo endai mupfunzise kuti zviborevei kuti ndiboda tsinsi nibondarini chibayiro pakuti ndilibe kuvuya kudzodaidza vakanaka asi vakaipa kuti vatendevuke
14
tsono vapfunzi vajohane vadovuya kwagere adoti isu navafarissi thagwerei isipano titchizvinhima zvakudja kawiri kawiri asi vapfunzi wenyu havazvinhime
15
jeso vadoti kwaiyo chamwari dzetchivure dzingarire tini tchivure tchigere navo asi tsiku itchaswika vatchambiritsiriwa tchivure adoti kwagere tsiku iyo vatchazvinhima zvekudja
16
kulimbe munhu anoikha tchigamba tchinhowani pa nbiza ridossakala tchinokeruka nbiza ukurwanzira
17
Napodi kuyikha vinhu hinhowani muhombondo hidala htangue kuti hombodo dzigapaluka waini ikatevuka nehombodo dzikafavo asi vambodira waini hinhuwani zviviri zvose zvichengeteke
18
vakati achivavudza izvozvo munango mubati akasvikapo akamunamata akati mukunda vangu wafa apozvino asi vuyai muikhe djadja renhu passoro pake ararame
19
ipopo jeso akamuka akamutevera navapfunzi vatche
20
Pano munango nkadzi vakhavarra kwakubura gazi magore anegumi namaviri wakavuya kusure kwatche akabata mupendero wanguvo yatche
21
Pakuti wakati mumoyo mwatche kana ndikadobata biza ratche basi ndichaporeseva
22
Asi jeso vakazungunuka akamuyona akati mukunda tsunga moyo kutenda kwako vakuporesa kubva patsiku iyo
23
Pano jeso wakasvika mumba vapfunzi vakavona anikatchiro venyere navanhu azjinji vatchiita mhere mhere
24
Akati kwaiyo ibvai pakuti tsikana alibe kupfa asi uvete vakamuseka
25
Asi vanhu azinji akati vabvitsiwa akapinda akabata njanja ratche tsikana adomuka
26
Mukurunbira wazvo akabundira kudziko iyo yose
27
Pano jeso akati achibvapo mapofu maviri akamutevera akandanidzira achiti mwanamunhurume wa davide tinvirei tsisi
28
Akati vapinda munmba mapofu akavuya kwaiyo jeso vakati kwaiyo munotenda kuti ndikwanisa kuita izvozvo nayi akati kwaiyo hongu mambo
29
Zvino akabata meso vavo akati muitiriwe pamakadaidza napo
30
Meso vavo akasvinudwa jeso vakavatumizira zvikuru akati chenjerai kuti zvireke kuziwiva ne munhu
31
Asi akabuda vakanhaira pasoro patche padziko iyo rose
32
Akati atchibura hona akavuva kwaiyo na munhu akhari mbeveve akhava na dzimu vakuipa
33
Mweya vakuipa akuti vabvitsiva mbeveve akanhaira vanhu vazinji akadabuwa akati kuribe kubovoneva modavovu pakati pava isiraeri
34
Asi vafarisi akati unobvisa zimu vadoipa nomukuru wa dzimu vadoipa
35
Pano jeso vakapota namaguta vese namusha atchipfunzisa mumasinagogui vayo atchiparidza evangeri vamambo nakuporesa kuhwara kwese na kutchisa hwese kwavanhu
36
Asi vadoti achivona vanhu azinji akavabvira tsisi nakuti akhari vakuneta vakabararika ninga mabira varibe makabusa
37
Pano akuti kunavapfudzisi vatche tchaizvo izvo kutcheka kukuru asi apfunzi bashoma
38
Naipopo kumbirai kuna mambo vakutcheka kuti atuminze vapfunzi pakutcheka kwatche