Chitsauko 7

1 Iye akati kune mukuru wewaprisita; Zvino izvi ndizvo? 2 Iye akati: Hama wababa, inzwai: Mwari anobwenya akauya kuna baba wedu Abrahama, iye arikuMesopotami, asati akugara ku Hara; 3 Iye akati: Ibva munyika mako, nepanyika panababa wako, enda kunyika yandichakuratidza. 4 Nokudaro Iye akabuda munyika yeKaradhea, akagara paHara. Kubva ipapo, baba wenyu pawakafa, akaenda kunyika yake, yamunogara imi. 5 Mwari haana kupa nhaka maari, kunyangwe kubata kumobho; asi akamuwimbisa kuti achamupa pfuma, iye nezvizvarwa zvake, asati anekwana. 6 Mwari akati: Zvizvarwa zvako zvichawa watorwa, uye wachaitwa waranda wachatambudzika makore anokwana mazana mana. 7 Uye nyika yawachachandira ini ndichawatonga, (Mwari achitaura). kubva ipapo iwo wachabuda kuti waenda kunondichandira patsvimbo iyi. 8 Ipapo akana sugano yekutchetcheudzwa; akavhaabereka Isaka, akamutchetcheudzwa nezuwa resere; Isaka akabereka Jakobho, uye Jakobho wanegumi nawawiri. 9 Nekuti madziteteguru, wakaitera godo Josefa, wakamutegesa kuigipita; asi Mwari wakanga wanaye. 10 Mubhu rematabudziko yese, wakamupa nyasha neuchenjeri pamberi paFaro; wakamuita mutongi weigipita ose, nemuzinda kwake ose. 11 Kwakauya nzara kunyika yese yeigipita neKenani, kukawa nekutambudzika kukuru; wababa wedu wakanga wasisina chikafu. 12 Asi Jakobho, paakanzwa kuti kuigipita kune zviyo, akatuma wanababa wedu pakutanga. 13 pechipiri, Josefa akasikanwa nehama dzake, Josefa aizikanwa na Faro. 14 Uye Josefa anodaidzisa baba wake, nehama dzake dzose, wanhu wanomwana makumi manomwe. 15 Uye Jakobho akaenda kuigipita, iye akafa, nana baba wedu; 16 wakatorwa kuenda kuSikemu, wakamuendesa pakawigwa Abrahama, pamare, akanga akatenga wana wairi Amuri na Sikemu. 17 Asi paakasvika nguwa yechisimbiso Mwari wakanga wakasimba Abrahama, wanhu wakawanda wakasara muigipita ose. 18 Pakasima wamwe mambo, wasina kuziya Josefa. 19 Akatanga kuchandisa wanateteguru wedu, wachitambudza wana baba wedu, kusvikira pakuramba wana kuti wasararame. 20 Mazuwa acho kwakaberekwa mozisi, akanga akanaka kuna Mwari, akachegetwa mwedzi dzinokwana dzitatu muemba yababa wake. 21 Uye paakasiwa, wana waFaro akamutora, akamucheteta semwana wake. 22 Uye mozisi akadzidziswa ruziwo rwose rewaigipita; akanga akasimba pabasa nepamashoko. 23 Paakakwana makore makumi mana yekumberekwa, wabatwa momoyo make chido chikuenda kunochanyira hama dzake newana waisraeri. 24 Paakawona umwe achitambudzwa zvisina kufanira, akamubatsira, akauya muigipita. 25 Uye iye aifunga kuti hama dzake dzichazwisisa kuti Mwari achamusunugura nekuda kwemawoko ake; asi iwo awana kuzvinzwisisa. 26 Awa mangwana, umwe airwa, akawonekwa naye, akaenda kunohananisa kuti imi muriwanhu amwechete munoitiranei zvakaipa? 27 Asi uya aitabudza umwe wake akamusukumidza, akati; urikuzviita mukuru kana mutongi kwatiri neiko? 28 Imwe urikuda kundiworaya, sezvo zuro wakauraya muigipita? 29 Nemashoko aya mozisi akatiza, akaenda kunogara kunyika inozvi Midhiani, akabereka wana wairi. 30 Pakaita magore makumi mana, imwe gerosi yakauya kwaari mugomo reZioni, mugwenzi raipfuta. 31 Mozisi, achiona izvi, akachamiswa nechiratidzo; achienda kuti anoona, inzwi raIshe rakauya kwaari, 32 Ini ndiri Mwari wana baba wako, Mwari waAbrahama, Mwari waIsaka, Mwari waJakobho. Uye mozisi akatya, aina kunyatso tarisisa. 33 Mwari akamuti: Bvisa changu dzako nekuti tsvimbo yauri itswene. 34 Ini ndaona kutambudzika kwewanhu wangu warikuigipita, ndazwa kuchema kwawo, ini ndadzika kuti ndiwasunugure; zvino iwe uya, ndichakutuma kuigipita. 35 Mozisi uwo, akaramba achiti: Ndiani akakuisa semukuru kana kuti semutongi, Mwari uwo ndiye akamutuma semukuru nemudzikinuri, namawoko yegirozi yakauya pagwenzi. 36 Iye akamutora akaenda naye kunze, akaita munana nezviratidzo munyika yeigipita, nemumugugwa dzvuku, nemurenje, nemakore makumi mana. 37 Uwo ndiye Muzisi akati kuwana waIsraeri: Ishe, Mwari wedu, wachakusimudzirai muporofita pakati pehama dzenyu, kunge ini; iye mutererei. 38 Akanga arimuungano yaiwa murenje pamwechete ne ngirozi akataura naye pagomo reSinai, nana baba wedu; akagamuchira mashoko mapenyu, kuti ape isu; 39 Uye wana baba wedu hawana kuda kuterera; asi wakaramba uye moyo yawo yakadzokera kuijipita; 40 Wakati kuna Aroni: Tiitirei wamwari, wachauya pamberi pedu; nekuti muzisi uyo akatibvisa kuijipita atiziwe zvamuwira. 41 Uye na mazuwa awo wakaita chimufananidzo chakaita semhuru, wakauya nechibayiro kwachiri wakachimberera, wachikudza chinhu chakaitwa na mawoko awo. 42 Asi Mwari akawafuratira, akawa kuti wanamate hondo yekudenga sezvakanyorwa mubhuku remuporofita: Wana waIsraeri, makadipa mubayiro yemuka dzakafa, uye mukabayira murenje nemakore anokwana makumi mana? 43 Makatakura matabhenakeri yaMorekiNyeredzi yaMwari wenyu Refani, chifananidzo chamaita kuti muchinamate; Naizvozvo ndichakuendesaiKuutapwa mberi kweBabhironi. 44 Wana baba wedu wakanga wane tabhenakeri yechipupuro murenje, sezvakataurwa, na Muzisi, maererano nomufananidzo waakanga wawona. 45 Wana baba wedu wakagamuchirawo, iwo wakatora na Josua pawakatora nyika kubvakundudxi dzakanga dzandzigwa pamberi pake Mwari pamberi pana baba wedu, kusvikira mazuwa aDhavhidhi; 46 Uyo akaitirwa zvakanaka na Mwari uye akakumbira kuti awakire Mwari tabhenakeri yaMwari waJakobho. 47 Uye Soromuni akawawakira imba. 48 Asi Wokumusoro aagari aagare tembere inoitwa na mawoko yemunhu, sezvinorewa muporofita achiti: 49 Kudenga chigaro changu, uye nyika ndicho chitsiko chetsoka dzangu; Umba ipiko yamunondiwakira?, Ndizvo zvenorewa Ishe; Ndipi tsvimbo yandinozororera? 50 Nekuti aasi muwoko angu akaita zvinhu zvose? 51 Imi, wanhu wemitsipa mikukuto wane moyo ne nzewe dzisina kuchecheudza! Rambai makachigaira paMweya Mutswene! kunge zvakaita ana baba wenyu, ndozvamuri imi! 52 Ndiupi muporofita asina kuterwa nana baba wenyu? Iwo waiuraya wese aiparidza kuuya kwewakatendeka, uye zvino makampandukira mukamuuraya; 53 Akagamuchira murairo kubva kune ngirozi, uye amuna kuchegeta. 54 Iwo wakadzwa zvino izvi, wakazadzwa nehasha mumoyo dzawo, wakasimudza mazino kwaari. 55 Asi Iye akazadzwa neMweya Mutswene, akatarira kudenga neuchingi, uye akawona kubwinya kwaMwari, uye akawona Jesu akagara kurudye kwaMwari. 56 Uye akati: Ndirikuwona denga richivhurika, uye Mwanakomana wemunhu, akagara kurudye kwaMwari! 57 Asi iwo, wakadanidzira neinzwi guru, wakavara nzewe dzawo, uye wakamanya kwaari; 58 Wakamubvisa kunze kweguta, wakamutema; uye wapupuri wakaisa nguwo pemumwe mukomana ainzi Sauro. 59 Uye wakamutema na mapowe Stefani, aidanidzira achiti: Ishe Jesu, gamuchirai mweya wangu. 60 Uye akapfugama, akadanidzira neinzwi guru: Ishe, musawa range nechiwi ichi. uye apedza kutaura izvi akafa.