Chitsauko 12

1 Namazuwa iwawo mambo Herodi akaisa rwoko rwake kuti atambudze makereke. 2 Uye akauraya Jakobho, mukoma waJohani, nemunondo 3 Wawona kuti waifadza majuda, wakapfurira kumberi, wachikusunga, waida kusunga Petro ( zvakaitika panguwa yezvingwa chisina Mbiriso). 4 Mashure mokumusunga wakaisa mutorongo, akaita kuti arindwerwe na mapoka mana awarwi; waimirira kumuratidza kuwanhu pasika yapfura. 5 Saka Petro aichegetwa mutorongo; asi Kereke yaimuchegeterera zvikuru kuna Mwari kwaari. 6 Herodi aida kumubvisa kuti amumise pamberi pewanhu, usiku Petro akanga akawata pane masoja mawiri, akasungwa nengetani mbiri; uye warindi wakanga wakaridira pamukowa mutorongo. 7 Pakarepo ngerozi yaIshe, Chiedza chakapenya mutorongo; Akabata Petro muroboswe, akamuka, achiti; simuka, nekukasika! uye ngetani dzakawa pamawoko aPetro. 8 Uye ngirozi yakati: zvigadziri sunga shangu dzako. Iye akaita sokudaro. uye akati: Akapfeka nguo yako, uye nditewere> 9 Achibuda, akamutewera; asi akanga asingazviziwe kuti zwaiitwa nengirozi zvakanga zvichitoitika, aifunga kuti chiratidzo. 10 Achipfura musuwo wekutanga newechipiri, wakasvika pamusuwo resimbi, yaimutora richimuendesa kuguta, yakavhurwa naye; abuda, `akabudira murimwe nzira, ipapo ngirozi yakamusiya. 11 Ipapo Petro akapengenuka, akagi: Zvino ndakuziwe chokwandi kuIshe atumira ngirozi yawo, uye yandibvisa mumowoko waHerodi, nezvisi zvakanga zvakatarisirwa newajuda. 12 Zvakati zvajeka kwaari, akaenda kumba kwaMaria maiwaJohani akanga anezita rekuti Mako, wazhinji wainamata ikona. 13 Petro, achigogodza musuwo wekupinda akaona umwe mujaya ainzi Rodha, akauya kuzonzwa. 14 Iye akaziya inzwi raPetro, nemufaro aina kuvhura musuwo yekuti apinde, kunzi kweizvi akanga arikunze, akawaudza kuti Petro aripamusuwo wekupinda. 15 Akawati: Wawa kupenga. Asi iye achitaura izvona. iwo waite igironzi yake. 16 Asi Petro akaramba achigogodza; wachivhura wakamuwona, wakachamisika. 17 Asi iye akaita zvino zvekuti iwo wanyarare, akawatsanagurira kuti Ishe wakamubvisa mutorongo, akati: Enda kunoudza zvino izvi kuna Jakobho mukoma waJohani. achibuda, akaenda kuimwe zvimbo. 18 Wachiona zuwa, kwakawa nebope guru pakati pawawiri wachida kuziwa kuti chi chakanga chaitika na Petro. 19 Herodi akamutsakisisa, asi aina kumuona, akatsakisisa kunamasoja, akati watorwe kuti waende kunourayiwa. Achibva kuJuda achienda kuKesaria, akagara ipapo. 20 Herodi akatsamwa na Tire neSidhoni; ndokubva wabatana pamwechete wakauya kwaari kuti wataure naye, wakati wawana rutsigiro, muranda akatendeka wamambo, wakakumbira rugare, nekuti nyika yake yaikumbira chikafu kuna Herodi. 21 Zuwa rakanga ratarwa, Herodi akapfeka nguo dzake dzoushe, pachigaro chake chouse, akataura kuwanhu. 22 Wanhu waidanidzira: Iri inzwi ramwari, kwete munhu! 23 panguwa iyoyo ngirozi yaIshe yakawakwadza, nekuti iye aina kukudza Mwari; akadyiwa nehonye, uye akafa. 24 Shoko raMwari yaikura, richipararira. 25 Bharabhasi na Sauro, waita basa rawo, wakadzokera kuJerusarema, wakatorawo nawo Johani, akanga anezita rinonzi Mako.