Chitsauko 11

1 Wapostora nehama dzakanga dziri muJudea wakanzwa kuti wahedhini wakagamuchira shoko raMwari. 2 Petro paakakwira kuJerusarema, watende wakanga wakachecheudzwa wakamushoropodza; 3 Wachiti: Iwe wapinda muimba yewanhu wasina kuchecheudzwa, uye wakadya naye. 4 Asi Petro akatanga kuwatsanagurira zvose zvichitewedzanasokuitika zvakanga zvakaitika akati: 5 Ini ndainamata muguta reJopa, uye ndakawona chiratidzo: Chinhu chakaita sejira guru chichibhuruka kubva kudenga namakona acho mana, uye chaburuka chikasvika pandaiwa. 6 Pandakaramba ndakatarira, ndikaona mhuka dzenyika dzine makumbo mana, zvekara zvesango, nezvinokambaira, neshiri dzedenga. 7 Ini ndakanzwa imwe inzwi raiti: Simuka Petro uraya urye. 8 Asi ini ndakati: andirye ichi, Ishe; Adisati ndakamudya zvinhu izvi zvisina kunaka, kana chine tsvina chandakambuisa mumuromo mangu. 9 Uye inzwi zvakandipidura zvekare richibva kudenga kechipiri: Mwari zvakaakachenesa, iwe auzvite zvisina kunaka. 10 Izvi zvakaitika katatu: Akatora zvose zvakadzoserwa kudenga. 11 Ipapo warume watatu, wakatumwa na Kesaria wakamira paumba yadankanga ndiri. 12 Uye Mweya wakanditi ini ndinde nawo, ndisikatye; uyezve idzi hama nhanhatu dzakaendawo neni, takapinda muimba yemurume uwo. 13 Iye akandiweregera kuti akawona ngirozi wakauya paumba pake, yakamuti: Tumira amwe arume kuJopa, udane Simoni, anonzi Petro; 14 Achakuudza mashoko, kuti iwe uponeswe, neumba yake yose. 15 Pandakatanga kutaura Mweya Mutswene wakadona pamusoro pawo, kunge pakutanga yakanga yadona pamusoro pawo. 16 Ini ndakaragarira mashoko Ishe, akatiudza kuti: Zverokwazvo Johani akabhabhatidza nemvura, asi imi muchabhabhatidzwa neMweya Mutswene. 17 Nokudaro, Mwari akawapawo zvipo zvakafanana nesu, takatenda kuna Ishe Jesu Kristu; Ini dakandiri aniko, kuti Ndirambidze Mwari? 18 Pawakanzwa zvinhu izvi, wakadzikama, wakakudza Mwari, wachiti: Nokudaro Mwari apawo wahedhini kuzvidenma kuupenyu. 19 Wakapesena nekuda kwekuterwa kwakaitina na Stefani, wakapfura nekuFonisia, Saipura, neAndiokia; asika taurire munhu shoko kunze kwemajuda chete. 20 Pawari pakanga pane amwe arume wejuSaipurasi neKukuruni, wakaenda kuAndiokia, akatura nemagiriki wakataura shoko raIshe Jesu. 21 Uye rwoko raIshe raifamba nawo, wazhinji wakatenda, wakatendeuka kunaIshe. 22 Shoko rakasvika kunendziwe dzekereke yakanga iri kuJerusarema; wakatuma Bharabhasi kuti aende kuAndioki. 23 Achisvika ikona akaona nyasha dzaMwari, akafara; akawakurudzira wese, nekuda kwemunamato warambi warimunaIshe. 24 Nekuti Iye akanga arimunhu akanaka, akazadzwa neMweya Mutswene, nekutenda, wanhu wazhinji wakawedzerwa kunaIshe. 25 Bharabhasi akaenda kuTarisi, kuti aende kunotora Sauro; akamuona, akauna naye kuAndiokia. 26 Wakanamata gore rimwe pakereke iwona, wadzidzisa wanhu wazhinji; kuAndiokia wadzidzi wakadanwa pekutanga kunzi wakristu. 27 Nezuwa iro amwe wakadzika kuJerusarema neamwe maporofita kuAndiokia. 28 Umwe wawo akasimuka, ainzi Agabhusi, akaraira neMweya Mutswene, kuti kuchawe nendzara kunyika yose; yakazoitika panguwa yekutonga kwaKiraudhio Kesar. 29 Wadzidzi wakasvipira umwe na umwe nepaigona napo, kuti ape rubhatsiro kune hama dzaigara kuJudea. 30 Zvawakaita, wakatumira zvipo zvawo na Bharabhasi na Sauro.