Chitsauko 10

1 Kwakanga kune umwe murume kuKesaria, ainzi Koniriasi, mukuru wezana, nehondo yaItaria; 2 Waitya Mwari Iye neMhuri yake; waipa wanhu wakanga wasina, airamba achinamata Mwari. 3 Iye akawona muchiratidzo, panguwa ichitatu masikati, kunge ngirozi yaMwariaiwa mahari, uye aite: Koniriasi! 4 Akatarisa kwaari achtya, akati: Chinyiko, Ishe? Akawati: Munamato nekupa kwenyu zvakakwira pamberi paMwari. 5 Akatumira murume ku Jopa, anodaidza Simoni, anezita rinonzi Petro. 6 akachanya kuimba yaSimoni wamatehwe, paumba pake paduze nengugwa. 7 Ngirozi yataura na Koniriasi yakaenda, Iye akadana waranda wake wairi, nemumwe murwi akatendeka wavachegetei wake. 8 Akawa tsanangurira zvose zvaitika, kuJopa. 9 zuwa remagwana, pawaende nenzira, wachisvika pedyo kuguta, Petro akakwira pamusoro peumba kuti anamate, panguwa dzemasika. 10 Iye akanga anenzara, aida kudya; zvokudya zvakati zvechigadzirwa akawona chiratidzo. 11 Iye akawona denga rechivhurika, chimwe chinhu chakaita sejira guru chichiburuswa pasi chakansugwa makona mana inyika; 12 Chakanga chine mhando dzose dzimuka, dzine makombo mana. pamwechete nezvinokabayira zvenyika neshiri dzedenga. 13 Kwakauya imwe inzwi, richiti: Petro, uraya nzara. 14 Asi Petro akati: andisate ndakadya chikafu chakadai chisina kunaka chinetswina. 15 Inzwi yakati zvekare, pechipiri Mwari zvaakachenesa, usaite iwe kunge chinhu chakanatswa. 16 Izvi zvakaitika katatu; jira ricadzoserwa kudenga. 17 Petro achiri kuchamiswa nezvarewa chiratidzo murume akanga atuma na Koriasi, Achibvudza umba waSimoni, wakamisa musuwo. 18 Uye wachimudana, wakamubvudza Simoni, akanga anezita rinonzi Petro, Aishanya ipapo. 19 Petro achirikufunga pamusoro pechiratidzo, Mweya wakati: Pane warume watatu warikukutsaka. 20 Saka simuka, udzike, enda nawo, usatya; nekuti ndini ndinokutuma. 21 Petro, akadzika nawo warume waya, akati: Ndini wamurikutsaka; Mawingeiko? 22 Iwo wakati: Koniriasi, mukuru wezana, Murume akarurama uye anotya Mwari, anekupupura kwanaka kunyika yose yewajuda, Akapuwa chiratidzo nengerozi itswene kuti akudane kumba kwake, kuti anzwe mashoko anobva kwamuri. 23 Nokudaro akawadana mumba, akawagamuchira mumba. Asi zuwa ramagwana, Petro akaenda naye; uye akaende nedzimwe hama dzeJopa. 24 Uye zuwa ramangwana wakasvika kuKesaria. Koniriasi akanga akamumirira, akadana hama nechamwari dzepedyo. 25 Zvakaitika Petro achipinda, Koniriasi akapinda naye, akadona patsoka dzake, akamunamata. 26 Asi Petro akamusimudza, Akati: Simuka; iniwo nditori munhu. 27 Paaka taura naye, akapinda; Akawona wazhinji wakanga wakaungana. 28 Akati: Imi munozviziwa kuti azvibvumirwi Nemurayiro wedu wemajuda atidyidzane nemuhedheni, achisvika pedyo kwawari; asi Mwari akandiratidza kuti akanaka kana kuti anetsvina. 29 Nokudaro ini, pandakadanwa, ndakabva ndauya ndisinga rambi. Regai ndichibvudza zvangu kwamuri: Mandidanereiko? 30 Koniriasi akati: Mazuwa mana apfura, kusvikira nguwa ino ini ndaitsanya, ndainyegetera nenguwa ichitatu masikati kumba kwangu. 31 Pamberi pangu pakauya umwe murume akanga akapfeka nguo dzaipenya, akati: Koniriasi, Munamato wako wanzwika, zvipo zvako zvasvika pamberi paMwari. 32 Tuma wanhu kuJopa kune munhu anonzi Simoni, rimwe anonzi Petro; akashanya muimba yaSimoni musuke wamatehwe, pedyo nengugwa. 33 Saka ndakabvadatumira wanhu kwamuri: waita zvakanaka kuya kuno; tese tiripo panhu pamberi paMwari, kuti tinzwi zvose Mwari zvakakurayira. 34 Petro achivhura muromo, akati: Zvino Mwari zvirokwazvo haazi mutsauri wewanhu. 35 Asi wanogamuchira wanhu wanobva kudundzi dzose, uya anomutya, anoita zvakaruruma, izvi zvakanaka. 36 Shoko Mwari yandituma kuwana waIsraeri, paridza shoko rerugare pakati paJesu Kristu; uwo ndiye Ishe wawese. 37 Imi ziwai shoko rakauya kune wese kuJudea, richitanga kuGarerea, shure kwerubhabhatidzo raJohani rakaparidza. 38 Nekuda kwaJesu weNazareta; sezvo Mwari akamuzodza neMweya Mutswene, nesimba; tsvimbo dzose akaita zvakanaka, achiporesa wese waishungurudzwa nadiaborosi; nekuti Mwari akanga arimaari. 39 Isu tirizvapupu zvezvinhu zvose zvakaita; kunge kuwajuda, nekuJerusarema; iko wakamuuraya, wakamuisa pamuchijikwa. 40 Uye Mwari akamumutsa nezuwa retatu, akaita kuti awonekwe; 41 Kwete kune wanhu wose, asi kune wapupuri wakatsarwa na Mwari, isu takadya naye tikanwa naye, iye paakamutswa kuwakafa. 42 Iye akatituma kuenda kunoparidza kuwanhu, tichipa zvapupu kuna uya akarayirwa na Mwari kuti awe mutongi yewapenyu newakafa. 43 Kwaari maporofita ose anopa zvapupu, kuti wese wanomugamuchira wachagamuchira ruregerero rezviwi nekuda kwezita rake. 44 Petro akaramba achitaura mashoko ayaMweya Mutswene wakadona kune wase wainzwa shoko iro. 45 Waitenda ndewaiya wakanga wakachecheudzwa, kunyabge wakauya na Petro wakachamiswa naye kuti kuwahedeni wakapuwawo chipo cheMweya Mutswene. 46 Nekuti wakawanzwa wachitaura nendimi wachirumbidza Mwari. Ipapo Petro akapidura: 47 Pane munhu angadziwisi wanhu awa kuti wabhabhatidzwe nmvura here wakagamuchira Mweya Mutswene? 48 Akawati wabhabhatidzwe muzita raIshe. wakakumbira kuti warambe wabaye mazuwa mashomanana.