Ndima 9

1 2 Jeso ukati atshiyenda,akavhona bofu kubva kubehwa kuke. Vhatevheri vhavhe vhakawubuzwa,"Rabhi,ndiani ukakhakha,ndiye kana vhabhebhi vhavhe,uka bhehwa ali bofu?" 3 Jeso ukapindula,"uyu haana kukhakha,kana vhabhebhi vhavhe,asi izwa zwakayetegwa kuti mabasa amwali avhoneke. 4 Ndofanira kabatabasa lavhandituma atshambovha masikati,vhusiku hunovhuya unhu usingakoni kubata basa lavho. 5 Kana nditshambovha panyika,ndiri tshiyeja tshenyika." 6 Jeso wakati alevha izwo,ukapfira mate pasi,akasuka mavu nemate,akazoja matope avho kumeso kuke. 7 Ukati kaali,"Endayi, undongula mugwizi gwe Siloyami"( ndokuti kana zwitshishandugwa"kutumwa"). Iyapo ukayenda,akandongula,akajoka atshivhona. 8 Vhanga vhakagala naye ne vhanga vhatshiwuvhona kale kuti ndiye waikumbira vhakati," Uya ndiye waigala atshikumbira naa?" 9 Vhamwe vhakati," Ndiye" vhamwe vhakati,"hasiye, waaka talana naye akati "ndimi." 10 Vhakati kaali,"Meso awo akaswinujiwa seni? 11 Akapindula akati," unhu unohwe Jeso ukasuka matope akazoja meso angu akati kandiri,'endai kugungwa la Siloyami undo ngula.'nayezwo ndikayenda ndikandongula,ndikavhona." 12 Vhakati kaali,"Iye ulipi?" Akati,"handizivhi." 13 Vhakawuyesa kuvha Farise iye anga ali bofu kale. 14 Zwno langa liri Savhatha zuvha iyero Jeso pakasuka matope nalo akaswinuja meso awe. Zwino vhaFarise vhakabuzwa futi kuti wapijiwa seni. 15 Ukati kavhali,"ndayesiwa matope pameso angu,ndikamangula,ndika vhona." 16 Zwino vhamwe vhevhaFarise vhakati,"Hoyu unhu hahwi Mwali nokuthi hatshengeti Savhata." Asi vhamwe vhakati,"kati unhu ukavhipa ungayeta seni sumbija iyejo?" 17 Iyapo pakamuka kupesana kavhali. Zwino vhakabuzwa futi," iwe unoti tshini panezulu pape,sezwo aswenula meso awe?" 18 Nayezwo vhaJudha havhana kutenda panezulu pape kuti anga ali bofu akahovhona kuswika adana vhabhebhi vhavhe vhovhonesiwa. 19 Vhakabuzwa vhabhebhi vhavhe," Vhakati uyu ndiye mwana wenu woutukana wamunoti ukabhehwa asingaboni? Zwino unoho vhona seni?" 20 Vhabhebhi vhavhe vhakapindula vhakati," tinozivha kuti haya mwana tukana wedu ukabhehwa at bofu. 21 Zwino hatizivhi kuti ovhona seni,neaka swenhuja meso awe,hatiwuzivhi,mubhuzweni zwenhu,Asi wakula. Utshazwirevhera izwe." 22 Vhabhebhi vhavhe vhakati,nokuti vhayitya vhaJudha. Nokuti vhaJudha vhanga vhafungana, kuti kana ngeno unhu unotenda kuti ndiye Kristu abudisiwe musinagoge. 23 Nokuda kayezwo,vhabhebi vhavhe vhakati,"uwubhuzweni wakula." 24 Iyezwino toudana futi gwetshi vhiri unhu anga alibofu vhakati kaali," Lambayi utshinga tenda Mwali. Isu tinozivha kuti hoyu unhu ukhakhi." 25 Iyapo iye ukapindula," Kana uliukhakha imi handizivhi. Iyezwino ndovhona" 26 Iyapo vhakati kaali,"ukakhuleteni? ukakhu swinhuja meso awo seni?" 27 Ukapindula,akati " ndotomuvhuja,musinga ingiri! Moda kuzwiwa futi nemhka yeni? Nemi munodavho kuvha vhatevheri vhavhe naa?" 28 Vhakawutuka vhatshiti," iwe ndiwe utevhere wahone,asi isu tiri vhatevheri vhaMosesi. 29 Tinozivha kuti mwali ukalevhereka na Mosesi,asi hatizivhi kuti ukabvapi." 30 Ukapindula akati kavhali,"Izwi zwino shamisa,kuti hamuzivhi kwa anobva,akavula meso angu.

31 Ndinozwizivha kuti Mwali hahwe vhakavhipa,asi kana umwe akashumira Mwali,utsha yeta kuda kuke. 32 Kubva pakutanga hakuna kumbohwika kuti umwe wakaswinhija meso oumwe wakabehwa ali bofu. 33 Hoyu unhu anga asiwa Mwali,panga pasina tshaanokona." 34 Ukapindula akati." iwe ukabehwa zwavhudi muzwivhi,zwino iwe watifundijavho?" Vhakawu tatamijira kuze. 35 Jeso ukuhwa kuti vhawutatira kuze.Vhakati vhawuwana vhakati," Iwe unorabira mumwana tukana waMwali?" 36 Ukapindula akati,"iye ndiyani,Ishe, kuti nditende kaali?" 37 Jeso ukati kaali,"wawuvhona,ende ndiye unolevhereka newe." 38 Iyapo ukati, Ndotenda,Ishe" ukawurabira. 39 Jeso akasti," Kutonga ndiko kandika vhuyira munyika ino kuti asigavhoni avhone navhano vhona vhavhe mabofu." 40 Vhamwe vhaFarise vhavha naye vhakazwihwa vhakati,"nesuvho tiri mabofu naa?" 41 Jeso akati," deni mukayeka mabofu, manga musingayiti zwivhi,asi zwino munoti,'tenovhona' zwivhi zwenhu zwinolamba zwiripo."