Ndima 5

1 Sule kayezwo ,utambo wavh Juda wayivhapo ,Jeso wakakwira 2 Jerusalema. Iyezwi me Jerusalema pa gede yamakwayi, pane njivha, iri kuAramaic kune lulevho ngunohwi Bethesada,nema pfiligwa mashanu. 3 Mbalo hugwane ye vhanhu vhanga vhatshigwala, vhasingavhoni,nevhakalemala vhanga vhavhetepo. 4 Unwe unhulume anga alipo akagwala kamakole makumi matatu neshanu nenhatu. 5 Unwe unhulume anga alipo akagwala kemakole makumi matatu neshanu nenhatu. 6 Jeso paakuona avhete iyapo, sule kokunge azwifunga kuti wavhapa zwetshikhathitshilufu,ukati kaali , "Unhudokuvha utano na?" 7 Ugwere wakapindula,"Ishe, ndinokomwa unhu unondisira munjivha ,kana vula yobvongojiwa;asi ndinoti kana ndoenda, Mumwe anonditomera kupinda." 8 Jeso wakati kaali,"Mulukayi,tola ubete, uyende." 9 Tshilipolipo ulume uya ukapolesiwa,akatola nhovho iye akaenda.Zwino zuvha helo hanga liri zuvha le Savhata. 10 Zwino vha Juda vhakati unewapolesiwa,"nasi iSavhata hathendegwi kuxhwala nhovho jijo." 11 Ukapindula akati,"Iye wakandiyeta kuti ndipole wati kandiri ,'Xhwalayi nhovho uyende." 12 Vhayubuzwa kuti, "Ndiyani ulume wadlalo kauli, [wajuliya uyende'?" 13 Zwineni, iye uka posesiwa hana kuzivha kuti angaaliani nokuti Jeso akangoenda tshinyalalire, nokuti panga pane vhanhu vhakawanda pabhulege. 14 Sule kaizwo,Jeso akauwana mugereke akatikaali,"Vhona,wavha utano!Usongoeta zwivhi futi,kuyetera kuti kumwe kuyipa kakanyanya kusayetaka pawuli." 15 Ulema wakayenda kuma Juda akandovhavhuja kuti anga ali Jeso akayeta kuti apole. 16 Zwino nokuda kayezwo na Juda vhakawutambuja Jeso,wakazwiyeta hezwi nezuvha leSabvhata. 17 Jeso wakavhapindula ,"Akati Bhabha vhangu avhalikushuma tshero nayiyezwe,Nemi futi,ndinoshuma." 18 Nokuda kayiyezwi,vha Juda vhakatswaka zwakanyanya kuti vhaulaye ,nokuti wanga asingaputshi ulayo wa Savhata,asi wati Mwali ndi Bhabha vhavhe,atshizwiyezanisa na Mwali. 19 Jeso wakavhapindula,"Shuwa,shuwa,mwanakomana angayeti tshimwe ne tshimwe kuyetera iye mwene wazwo, kuze kokuyeta zwavhona Bhabha vhavhe vhatshiyets,tshero Bhabha vhakayeta zwipiyo ,mwana unoyetavho nezira iyeyo. 20 Nokuti Bhabha vhanoda mwanakomana,vhawusumbija mabasa makulu kuti mumangajiwe nawo. 21 Sabhabha vhatshimusa vhakafa vhatshivhapa vhupenyu,nemwanavho unopa vhupenyu huunhu wose unoda. 22 Sa Bhabha havhatongi tshero unhu,ukapa vhutongi hwose kuMwanakomana. 23 Kuti vhose vhakuje Mwanakomana sezwaanokuja Bhabha.Usingakuji Mwanakomana,haakuji naBhabha,vhakautuma. 24 Shuwa,shuwa,iye unohwa ihwi langa akalitenda iyo wakandituma unevhupenyu husingaperi nokudlalo hanga togwi,asi wabva mulufu.Wayenda muvhupenyu. 25 Shuwa,shuwa, Ndomuvhuja tshikati tshinoswika apo vhakafa vhatshihohwa ihwi le Mwanakomana wa Mwali,Avho vhatshahwa vhatshapira. 26 SaBhabha vhane vhupenyu mavhali ivhovhane ,vhakapavho Mwanakomana kuti maali avhene avhupenyu iye mwene, 27 Vhakupa simba likutonga , zwaali Mwanakomana wo Unhu. 28 Musa kahlamala nahezwi,tshitshaswika tshikati tshokuti wose ulikuvhafu utshahwa ihwi lire 29 vhatshabuda:avho vhakayeta zwakanaka,kukumuka kwowupenyu avho vhakayeta zwakayipa kumuka nokulasiwa. 30 "Ndokwanisa kuyeta tshimwe ne tshimwe imi mwene wazwo.Nditshihwa ,Ndinotonga,kutonga kangu ndikavhudi nokuti handitswiki kuda kangu asi kuda kewakandituma. 31 Kana nditshizwipupulira ,kupupula kangu 32 hasikeshuwa.Pane umwe unopupulu nezwangu,Ndinozivha vhutshapupuhwaanopa nezwangu ndihwe shuwa. 33 Makatuma kuna Jowani,akapupula shuwa. 34 Asi kupupula kandino sangamija imi akubvi kuunhu.Ndino levha hezwi kuti musunungugwe 35 Joni anga alitshilayiti tshino dhuga nokuvenekera,Imwi maida kufala mutshiyeja tshitshe ketshikathi. 36 Imi ndine tshapupu tshikungwane kunetsha Jowana, mabasa andakapiwa na Bhabha kuti ndizajise ,mabasa iyawo andino yeta,anondipupulira kuti Bhabha vhakandituma. 37 Bhabha vhakandituma vhakapupula ne zwangu.Hamuna kutongohwa ihwi lavho,kana kuvhona ufananijo wavho tshiro tshikati tshipiyo. 38 Ihwi lavho halisisimo mukati menu ,nokuti humutendi kune waaka tuma. 39 Munotalisisa magwalo,nokuti munoti vhupenyu husingaperi munahwo maali, magwalo iyawo ndiwo anondipupulira, 40 asi hamudi kuvhuya kandiri ,kuti muvhe novhupenyu. 41 Handisangamiji kukujiwa kunobva kuvhanhu, 42 asi ndinozivha kuti hamuna ludo gwaMwali mamuli. 43 Ndakavhuya muzina la Bhabha vhangu ,asi hamuna kundisangsmija.Asi umwe akavhuya muzina lire,munosangamija. 44 Mungatenda seni imwi ,mousangamija kukujiwa umwe kunoumwe ,asi kukujiwa kunobva kuna Mwali ogahamukutswaki? 45 Musafunga kuti nditshamupomera mhaka,pandda ka Bhabha vhangu.Iye unomu pomera milandu ndi Mozisi,wamakatalisira maali. 46 Kana mutshitenda Mozisi mungadleni mayitenda imi,nokuti iye wakanyola zwangu. 47 Kana musingatendimumamwaloawe,mutshatenda seni mahwi?"