Ndima 15

1 Sule kayezwo mhungo la Yahweh lakaswika kuna Abhurahama pane zwaakasumbijiwa, litshiti, "Usahla, Abhurahama!Imi ndiri nhovho iyo no ubayiro uwo ukugwane kugwane." 2 Abram akati, "Ishe Yahweh, mutshandipeni, kubva zwangu ndisina mwana, utshavha udli wenhaka yengumba yangu ndi Eriezer we Dhamasiko kanhi?" 3 Abram akati, "Kubva hamuna kundipa, vhonani, hoyu ukabehwegwa mungumba yangu ndiye utshavha udli wenhaka yangu!" 4 Zwino, talirayi, bungo la Yahweh lakaswika kaali, litshiti, "Hoyu hangavhi udli wenhaka iyo; asi hoyo utshabuda paumbiri uwo ndiye utshavha udli wenhaka iyo." 5 Zwino ukaubudisa paze, akati, "Talirayi kumakole, uvhale nyereji, kana utshikona kujivhala."Zwino iye akati kaali, "Ndizwo zwitshayeta vhana vhavho." 6 Iye ukatenda Yahweh, akati ndiko kululama kuke. 7 Iye akati kaali, "Ndimi Yahweh, wakamubudisa panyika ye Uri yavha Karadhea, kuti ndikupe nyika heyi ivhe nhaka iyo." 8 Iye akati, "Ishe Yahweh nditshazivha seni kuti itshavha nhaka yangu?" 9 Zwino akati kaali,"Munditolereni tokazi inamakole matatu, ne mbuji yemhambala inamakole matatu, negondohwe lina makole matatu, ne njivha, nemwana wenjivha." 10 Ukandotolera iyezwo zwose, ukazwipemula akazwiyeta zwivhiri, akagajika lumwe lutivhi gukatalana nolumwe, asi zwinyoni haana kuzwi pemula. 11 Iyapo magola akajikita kunyama, Abram ukaatatira kule. 12 Zwino zuva likati lavhira,Abram nokubatigwa ne hope futi, talira, akawigwa nokuhla kukabva paswiswi gugwane. 13 Zwino Yahweh ukati kuna Abram, "Uzivhe tshayiko kuti vhana vhatshavha vhatongwa munyika isi iyo, vhatshavha vhalanda vhavho vhatshatambujiwa makole anamazana mavhiri. 14 Imi nditsha tonga luji hogo gwavhatsha shumira, kubva iyapo vhatsha budapo nefuma yakawanda. 15 Asi iwe utshayenda kuna bhabha vhavho nolugale, utshavhigwa watshembera tshayiko. 16 Paluji gwetshina gutshajokera futi, nokuti kusalulama kavha Amon hakanhu kazala." 17 Zwino zuvha likati lavhira kaswiba, talirayi, moto unopfungayira nevhivhi lemotho zwakavhoneka zwitshipinda napakati penhindi iyejo jenyama. 18 Nezuvha yero Yahweh ukayeta sungano na Abram, atshiti, "Kuvhana vhavho ndakavhapa nyika yeyi, kubva pagwizi gwa Ejipita kuswika kugwizi lukugwane, gunohwi Euphrates 19 vha Kenites, navha Kenzzites, navha Kadmonites, 20 navha Hittites, navha Perzzites, navha Rephaites, 21 navha Amoni, navha Canaanites, navha Girgashites navha Jebusites."