Johane 1

1 Mukulu pana gaio, anodikana, wandidha natchokwadi. 2 andhikana dinomudha padzulu pazvinhu zvese, kuti akwirire, awe wakatsimba na dzimu wako utchikwirira. 3 pakuti ndanaquidziwa maningue abhale watchisvika utsatimunha tchaivo kuti ninbufanba tini tchaivo 4 ndilimbe kunaquidziwa zvikulu unopinda iwoyu, kuti diziwe wana wangu wakufanba mutchokwadi. 5 anodhiwa,unochanda basa labwino pa zvinhu zvese zvadhoyitiriwa na abhale nawa kunze wavo. 6 utsatimunha kudha kwako pamberi pa tchetche, uyita bwino ungagare utchiwaperequedza namodha wakuthemera kwa Dhedza. 7 thanguera wakabula na kudha kwa zita latche, vatchireka kutola tchinhu kuna vanhu hanamate. 8 panazvozvi isipano tindikana kutanbira zvidhonaka ndikaita mundhayo, kuti tinbatsirane pazvabwino. 9 ndakanembera greja,asi diotrefes, kumutora kugara mukulu, atchitiramba isipano. 10 naipopa kana ndasvika nditchamudzungayidza dzeru kumabasa wanboita, atchiti nhaira mafala yadhoipa, futi azvienderane na zvozvo, hatambire abhale,uye alambidza kuna wale adha kuwatambira, uye kunze kwa greja. 11 Hama dhinodikana napodhi kutewera tchidhoyipa, so tchabwino. Ule an ita tchabwino ndiye wa Dhedza, ule ainta Tchidhoipa alibhe kuwona Dhedza. 12 Dimetrio anlevelelewa na vanhu vese, mutchakwadhitcho isupano tinlewelelewawo iwepa unziwa kuti kulevelela kwedhu nkwatchakwadhi 13 Ndikhana zvijinji zvandhikhana, kukunemberai,tsono nidhalini kukunemberai napendi natchakunembesa. 14 panazvozvi nikumbukira kuti ninkulumidza kukuwona kuti tidzonyairirana namuromo. Ufulu ngaigale naaiwepo. hama dzinokumonisa. Ndimonisire hama, bhodzi nabhodzi na zita latche.