Ndima 3

1 Zvino uzive chinhu ichi, kuti namazuva okupedzisira nguva dzokutambudzika dzichasvika. 2 Nokuti vanhu vachava vanozvida, vanoda mari, vanozvirumbidza, vanozvikudza, vanotuka, vasingateereri vabereki, vasingavongi, vasati vari vatsvene. 3 Vasinorudo chairwo, vasingadi kuyanana, vanochera vamwe, vasingazvidzori, vanehasha, vasingadi zvinhu zvakanaka. 4 Vanonyengera, vasingarangariri, vanoita manyawi, vanoda zvinofadza zvenyika kupfuvura Mwari. 3 Ngokudaro itusuvo, tinochaichavo zvichinachwiro nokutama kuzwira; techitikinywa nokutambudjwa ngozvido zvakasiyana siyana zvonyama; itusu taipona mukuchata nondurumwa techinyenyana nokunyenyana umwe kunoumweni. 4 Asi kunaka kwaMwari, muPonese wedu, norudo hwake kuchivandhu hwakavonekepo, 5 Iyena waponesa, kuchiripi ngomuchando yakaita itusu, asi ngonyacha Djake, ngokusambidjwa ngokumwa yokubahwazve nokumusihwa ngoaMweya Wakachena. 5 Vanomufananidzo bedzi wokunamata Mwari, asi vakarasha simba rako; ufuratire vanhu ivava vo. 6 Nokuti pakati pavo varipo vanopinda mudzimba vachiverevedza, vachitapa zvikadzi zvakaremedzwa nezvivi, zvinokwebwa nokuchiva kuzhinji. 7 Zvinongogara zvichidzidza, asi hazvitongogoni kusvika pakuziva zvokwadi. 6 Wiya wakadururihwa panyezuru pedu wakawanda ndiJesu Kristu, muPonesi wedu, 7 kuti itusu techipembedjwa ngonyacha Djake, tiite inga vanogara utaka inga ngogonda rokupona kuchinga. 8 Jane naJambre sezvavakadzivisa Mosesi, saizvozvo ivo vanodzivisa zvokwadi, vari vanhu vanendangariro dzakavodzwa, vakarashika pakutenda. 9 Asi havachapfuvuriri mberi, nokuti vupenzi bwavo bwuchavonekwa navose, sezvakazoita bwavo. 9 Ngokudaro tiza muvunzo youpenji nokuverengedjwa komazina omadjibaba, hachanokuphikizana ngondava yomuPango. Ngoti izvi azvibeseri azina chwiro. 10 Siyananyi nawiyahake unoda kumupaura pakati penyu, sure kokumupangira chigirira kutanga namwekanakaviri, 11 unozvizivazve mundhu enthowo wakaswedjeka mugwanja rokadi echichaichaechidjisuanga ega. 10 Asi iwe wakatevera kudzidzisa kwangu, nomufambire, nokufunga, nokutenda, nomoyo murefu, norudo, nokutsungirira, 11 namadambudziko, nenhamo, izvo zvakandiwira paAntiokia, napaIkonio, napaRistra; madambudziko makuru sei andakanzwa pazvinhu izvozvo zvose Ishe wakandisunungura. 12 Zvino, navose vanoda kunamata Mwari munaKristu Jesu vachatambudzwa. 13 Asi vanhu vakaipa navanyengeri va chanyanyisa pakuipa, vachitsausa vamwe nokutsauswa ivo. 12 Inini ndingakutuma Atemas kana Thichikusi, kasikirai, uviye kwandiri muNikopolisi, kwiya kondaka tema kuti ndigareyo, panguva yochirimo. 13 Kasikirai tumira Zenasi, gweta, naAporosi, nozviro zvese zvavanoda. 14 Asi iwe, rambira panezvawakadzidza zvikasimbiswa kwauri, uzive kuti wakazvidzidza kunani. 15 Kuti kubvira pavucheche bwako wakaziva Manyoro Matsvene anogona kukupa vuchenjeri bwunoisa kukuponeswa nokutenda kuri munaKristu Jesu. 15 Vese vaiya vanaini vanoku chungamidja. Chongamidjai iwewe vaiya vanotida mukugonda. Nyacha ngadjigare nemwi. 16 Rugwaro rwose rwakafuridzirwa naMwari, runobatsira pakudzidzisa, nokuraira, nokururamisa, nokuranga kuri mukururama; 17 kuti munhu waMwari akwane, agadzirirwa kwazvo mabasa ose akanaka.