1
Mumwe nomumwe, unotenda kuti Jesu ndiye Kristu, iye wakaberekwa naMwari;
mumwe nomumwe, unoda iye wakabereka, unodavo wakaberekwa naye.
nazvo kuti tinoda vana vaMwari, kana tichida Mwari, tichiita mirairo yake.
rwaMwari ndirwo, kuti tichengete mirairo yake; mirairo yake hairem
kunokunda nyika, ndiko kutenda kwedu. 5
Jesu Kristu; ndiye mwanakomana waMwari here?
Kristu; haana kuvuya nemvura bedzi, asi nemvura neropa. Mweya ndiye unopupura nokuti
mweya ichokwadi
vanotenderana pachinhu chimwe.
kwaMwari kukuru; nokuti kupupura kwaMwari ndiko, kuti wakapupura pamusoro
poMwanakomana wake.
Mwari, wakamuita murevi wenhema; nokuti haana kutenda kupupura kwakapupurirwa naMwari
pamusoro poMwanakomana wake.
bwusingaperi; zvino vupenyu ubwu bwuri muMwanakomana wake.
munotenda kuzita romwanakomana waMwari.
tichikumbira chinhu nokuda kwake, unotinzwa;
zvatinokumbira, tinoziva kuti tapiwa mikumbiro yatakakumbira kwaari.
agomupa vupenyu bwunopiwa vasingaiti chivi chorufu. Chiripo chivi chorufu; handiti akumbire
pamusoro pechichi.
Tinoziva kuti mumwe nomumwe wakaberekwa naMwari haaiti zvivi; asi wakaberekwa naMwari
unochengetwa naye, wakaipa haangamubati.
mwanakomana waMwari wakavuya, akatipa kuziva, kuti tizive iye wechokwadi; nesu tiri munaiye
wechokwadi, mumwanakomana wake Jesu Kristu. Ndiye Mwari wechokwadi, novupenyu
bwusingaperi.