Chikamu 4

1 Pakerepo akatanga kudzidzisa arimu mbari mbari megungwa,Gurususu rakamukomba akanguna muchikepe changa chari mugungwa akagara pasi. Gurususu revanhu rangariri kumbari mbari kwegungwa. 2 Akadzidzisa zvinhu zvizhinji nemifananidzo akati kwavari pakudzidzisa kwake. 3 Teyeredzeni ! Murimi akaburukira kuno mwaya mbeu dzakawira kunze kwenzira,shiri dzakawuya dzikaja. 4 Pakumwaya ,dzimwe mbeu dzakawira kunze kwenzira,shiri dzakauya dzikaja. 5 Dzimwe mbeu dzakawira paruware pakanga pasina ivhu rakakwana.Pakerepo dzakatanga kutsva nokuti pakanga pasina ivhu rakakwana. 6 asi rakati rabuda zuva, mbeu dzaoma nekuti dza dzikanga dzisina mudzi dzakavha dzaoma. 7 Dzimwe dzakawira pamunzva.Munzva wakakura ukavhurika mbeu,dzikatadza kubereka. 8 Dzimwe mbeu dzakawira pavhu dzvene dzikaberka dzika kura ,dzisiwedzera mukoho,zvakapetwa,zvimwe makumi matatu zvimwe matanhatu kusvikira kuzana. 9 Zvino wakati''Chero ani ane nzeve dzekunzva ngaanzve.'' 10 Apo Jeso akati ari woga,avo vakanga vakamupoteredza nevadzidzi vakamuvhunza nezvemifananidzo. 11 Akati kwavari,'' imi makapsiwa zvakahwanda zvehumambo hwaMwari.Asi kune vari kunze zvese zviri mumifanidzo. 12 Kuti pavanonangara, vanangare, asi varege kunangarisisa.nepavanonzva vanzve asi verege kunzvisisa,nokuti Mwari anga varegerere pakungasisa kwavo. 13 Zvino akati kwavari hamunzvisisi here mufananidzo uyu,musanzvisisa seiko yose mifananidzo iyi? 14 ''Mukushi anekusha mashoko. 15 Ava ndive kunze kwenzira, kune mwaiwa shoko.Pavanonzva shoko, satani pakerepo anewuya nekutora shoko rakanga ramwaiwa maari. 16 Zvakare iyi ndiyo mbeu yakawira paruware;ndivo ,vanoti vanzva shoko pakerepo vanoritambura nemufaro. 17 Asi venenge vasina mudzi maviri,ndovaya vechinguva chidiki.vanoti vakasangan nematambudziko kana kutambudziwa nekuda kweshoko,vanovha vasiya pakarepo. 18 Chiko ndodzimwe dzine mwaiwa pakati pemunzva.ndovaye vanonzva shoko, 19 asi zvido zvemunyika nehunyengeri hwefuma yemunyika nekukungurira zvezvimwe zvinhu zvichipinda nekuuraya shoko, uye hazvina zvibereko. 20 Kune idzo dzine pavhu rakanaka ndevaye vanenzva shoko, verigamuchira robereka zvibereko, zvakapetewa makumi matatu makumi matanhatu kana zana. 21 Jeso akati kwavari,'' unnga ngune nemwenje mukati menyumba woyisa pasi padengu kana pasi pewuriri here?Unetora woyisa pachigadziko chemwenje 22 .Hapana chakavanzika chisingazozivikaniwe,zva kare hapana chakavanzika chisinga zobude pachena 23 .Kana pane anezneve dzekunzva ,ngaanzve!'' 24 Akadaro kwavari, '' Teeredzeni pane zvamunonzva ,mapimiro aunoita navo vamwe usayerewawo nacho,uye zvizhinji zvicha wedzerewa kwauri. 25 Nekuti uyo anacho,kwaari zvichawedzerewa,uyu asina ,kunyangwe nezvaanazvo zvichatorewa.'' 26 Wakati ''Humambo hwekudenga hwakafananidziwa nemurume anejara mbeu pavhu. 27 Akarara husiku akamuka masikati,nembeu dzine mera dzokura,kunyangwe asinga zvizive kuti zvirikuitika kudini. 28 Nyika inebereka zvibereko pachayo; shizha rekutanga, kotevera chikwapa ndekuzeyivha. 29 Zvino mbeu dzakazeti dzayivha. Vakurumbidza kutumira jeko nokuti kukohwa kwakanga kwasvika. 30 Zvakare akazeti tinga hufananidze neyiko humambo hwaMwari kana kuti munanidzo upi watingashandise kuti munzvisise. 31 Zvakaita sembeu yemasitadhi ine ita mbeu diki diki pambeu dzose dziri panyika. 32 Asi uneti ukajariwa unekura kudarika mbeu dzose dzemubindu, uye uneita mamhazi makuru,kuti shiri dzedenga dzinozovaka zvisakirira zvadzo pamirimvuri yawo.''' 33 Nemifananidzo mizhinji seyakadai akataura shoko kwavari,mizhinji sekunzvisisa kwavaigona kuita, 34 hapana zvaaigona kutaura navo pasina mifananidzo. Asi paakazeva wogani akavatsanangurira kuvadzidzi vake zvose. 35 Pazuva rakarero, panguva dzema deko deko, akati kwavari ,'' Ngatiendeni kune imwe mhiri'''. 36 Vakasiya gurususu, vakaenda naJeso ,sezvaanga angori,muchikepe.Paiva nezvimwe zvikepe zvaenda pamwe chete naye. 37 Pakerepo duta rakasimuka, mahape akatanga kupinda muchikepe zvekuti chikepe chakanga chava padhuze nekuzara mvura. 38 Asi jeso akanga ari kumashure kwechikepe ,akaenzera patsago.Vakamumutsa vakati ,''Mudzidzisi, hamuna hanya nesu takuda kufa?'' 39 Akamuka, akatsiuura mhepo,akati kugungwa,''Rugare! rambawakadaro!''Ipapo Bepo rakanyarara,pakava nekudzikama kukuru. 40 Akati kwavari ,'' Seiko muchicha? Hamusati mave nekutenda nazvino? 41 Vakazara nekucha kukuru vakati kune mumwe nemumwe,Zvino uyu ndianiko,nekuti kunyangwe mhepo kana gungwa zvino mutetekera.