Chitsauko 4

1 Zwakale Jesu akatanga kudzidzisa pajo pe gungwa, banhu bazhinji bakauya kwaali. Akakwila mu whato waiba pa gungwa, akagala imomo. Banhu bose banga bali pajo pe gungwa. 2 Akabadzidzisa zwinhu zwizhinji mu mufananidzo, mukudzidzisa kwake akati kwabali izwi ndezwakataula kwabali. 3 Inzwai, mulimi umwe wakayenda kwajala mbeu. 4 Paijala mbeu, mbeu dzimwe dzakawila mu nzila, shili dzakadya mbeu idzi. 5 Dzimwe mbeu dzakawila paluwale, apa paiba pasina dagalizhinji. Dzakakulumbidza kumele, musaka nekuti paiba pasina daga lizhinji. 6 Asi zuba palikabudha, mbeu idzi dzakaoma musaka wekuti dzangadzisina mudzi, dzakaoma. 7 Mbeu dzimwe dzakawila pa minzwa. Zwimiti zwe minzwa zwakakula zwakabhayabhaya mbeu idzi, mbeu idzi adzina kumela 8 Mbeu dzimwe dzakajaliwa pa daga litswene dzikabheleka mushe- mushe kungidzila kuswika pa makumi matatu, kana kuingidza kuswika pa makumi mashanu ne ibhodzi, kana kuingidza kuswika kuzana." 9 Jesu kristu akati, "iye anenzebe dzekunzwa mulegeyi anzwa!" 10 Jesu kristuali ega, abo baiba pafupi naye pamwechete neba dzidzisi bake gumi ne babili bakamuvunja pane zwe mufananidzo. 11 Iye akati kwabali , "kune iwe kwapasiwa zwishamisozwe zwe umambo wa mwali we kudhenga. Asi kune iwo bali kunzwe zwose zwili mumufananidzo, 12 kuleba kuti pabanotalisa baneona,asi ibo basingaone, kana kuti banenzwa, asi ibo ba singanzwe, kana kuti bakatendeuka mwali achabalegelela zwitadzo zwao." 13 Jesu Kristu akazoti, "Ndiye kuti amunzwe mafananidzo uyu? ko mifananidzo imwe musaitetekelaseyi? 14 mulimi anejala mbeu munhu munhu anepalidza shoko. 15 Idzi ndidzo mbeu dzakawila munzila, asi shoko palikapalidziwa, nekulinzwa, nekukulumbidza diabulosi anenga kuzebisa shoko mabali ilo la kajaliwa mabali. 16 Mbeu dzakajaliwa pamatombo, ndiyani; kana anzwa shoko, ane kulumbidza kulitaula nelufalo. 17 Mabali amuna midzi, bane simbilila nguba idiki. Kana yanya matambudziko pamusaka pe shoko, la Mwali aulewa. 18 Bamwe banhu ndiwo mbeu dzakajaliwa pa minzwa. Bano tetekela shoko, 19 asi iwo banotedza zwe nyika, kuda ufumi, nekukungwila zwinhu zwakawanda munyika, izwi azwingabeleke mbeu. 20 Zwakale mbeu dzakajaliwa pa daga lakanaka ndiwo banhu bano tetekela shoko nekulitambila, banebeleka mbeu dzakawanda kuswika makumi matatu, kana makumi mashanu neli bhodzi, kana kufu lilapo ne zana." 21 Jesu akati kwabali, "Ko mungalete hele lambi mumba nekuisa pasi pe basiketi , kana kuisa munhala mwe mubeda? musaleta lambi nekuisa pachigakiko. 22 Hapana chinhu chakaigiwa chingalege kuzibika, hapana chinhu chakaigiwa chisilega kubuda pa chena. 23 Kana munhu ali ne nzebe nzekudza, legeyi anzwe!" 24 Akati kwabali, "Tetekelesayi, kune zwaunenzwa, mpimo waneitila babiyako zwimwechete usaitiwa kwauli zwakale bachakuingidzila neiwo. 25 Musaka wekuti anazwo, kuneiye asamuigidza zwimwe, kune iye asina chilichose, kana zwose zwali nazyo achamutolela. 26 Akataula kuti, "Umambo wa Mwali uneita seyi munhu anejala mbeu mudaga. 27 Anoyedzela usiku anezemaka masikati, mbeu dzake dzino budha nekukula, iye asingazibe kuti zwinoitika seyi. 28 Pa chayo nyika inemelesa mbeu: Chinotanga ka shizya, chinozotebela inzebe, chekupedzesela kukula kwe nzebe ye mbeu. 29 Kana mbeu dzaswika, mulimi anotuma banhu nemajeko kwa pesha." 30 Zwakale akataula, "Umambo wekudhenga tingaufananidze nechini, kana kuti mufananidzi weludziyi watingeshandise kuti tibataulile? 31 Zwino fanana ne mbeu ye tilisu kana, yajaliwa, ineoneka ka dhiki pa mbeu dzose dzepa nyika. 32 Asi, mbeu iyi kana ya jaliwa, inokula kupinda mbeu dzose, mbeu inozoita, mapazi, makulu, shili dzekudhenga dzinozopanga masakila mumubvuli." 33 Kunemufananidzo iyi akataula shoko kwabali, seyi zwabaikwanisila kuti banganzwe, 34 anga singakwanise kutaula kusina mafananidzo kwabali. Pa nguba yanga ali yega akabataulila neku ba tsanangulila zwose ba dzidzi bake. 35 Pa zuba liye, madheko yaswika, akati kwabali, "Tiyendeyi kunzwimbo imwe." 36 Bakasiya banhu bose, bakayenda pamwe na Jesu chete, iye ali muwhato. Panga pali ne mawhato yamwe yakayenda pamwechete naye. 37 Pakalepapo dhutu likulu kuloba zwekuti bvula yakatanga kuzala mu whato. 38 Pa nguba iyi Jesu aba alibo muwhato, anga alele.Bakamumutsa, bakati, "Mudzdidzisi amuna basa nazwo pamunotilega muchiona kuti tili kufa?" 39 Akasumuka, akapopotela mhepo, akazeudza gungwa kuti, "Lugale! ngalubepo!" Dhutu lika nyalala, lugale lakezebapo. 40 Akati kwabali, "Chiyi chamunocha? hamuna chichetekelo hele?" 41 Banga baka zaliwha nekucha kukulu baketi, kune umwe ne umwe,"ndiyaniko uyu, saka kuti dhuru kana gungwa zwosezwine munzwa?