Chitsauko 12
1
Zvino Jesu akatanga kubadzidzisa mumu fananidzo. akati, "Munhu akalima munda we muzambilinga, akabaka mupanda, akachela gomba lekuswinila. Akabaka dala akapasa balimi be muzambilinga. akayenda pa musuma.
2
Nguba payakakwana, yemichelo akatuma munhu wake we basa kubalimi,kuti apasiwe michelo yemumunda we muzambilinga.
3
asi," Bakamubata, nekumuloba, bakamudzola asina.
4
Akatuma webasa umwe zyakale, bakamutema matombo kumusola bakamunyadza.
5
Akatuma zvakale umwe, bakamubaya. nebamwewo bazhinji bakaloba neku baya bamwe.
6
zwino aiba neumwe mwana mukomana, wa aida. akamutuma kwabali. asiti banemupa ulemu nekuti mwana wangu."
7
Asi balimi bakataulilina; uyu ndiye ndiye mulidzi we nhaka. timubaye, nhaka ibe yedu;
8
Bakamubata, kumu ulaya, nekumutanga kunze kwemunda.
9
Zwino, mulidzi wemunda anayiat chiyi? anauya nekubaya balimi nekupasa munda kunebamwe.
10
Amuna kubelenga? Zwakayolewa?' Dombo lakatayiwa nebanebaka, ndilo lakaba musolo wekona.
11
Izwi zwakava kunaishe, zwakale zwine shamisa kuzwiona nemeso ed."
12
Bayida kumusunga Jesu, asibakatya banhu bazhinji, nekuti bakaziba kuti zwa akataula mumufananidzo zwayibaguma. saka bakamusiya bakayenda .
13
zwino bakatuma kuna Jesu ba falisi neba Herodi kuti bamutape mukamwa pakataula.
14
Pabakauya kwaali, bakati,"mudzidzisi, tineziba kuti amunangala fungwe dze munhu, zwakale amusaludze banhu. chokwadi munedzidzisa nzila ya mwali. zwakanaka hele kupa kaisala mutelo kana kuti ayiwa? tipe metelo kana kuzi ayiwa?"
15
Asi Jesu akaziba fungwa dzabo," Munendiyedzela chiyi, ndipeyi dinali ndione,"
16
Bakamupasa Jesu, akati kwabali, "mufananidzo nezwidenyolewa nde zwani?" bakati ndezwa ndezwa "kaisala"
17
Jesu akati, "ipai kaisala zwa kaisala. zwakale kuna mwali zwa mwali,"
18
Zwino ba sadusi, baneti akuna kumuka kwe bakafa, bakauya kwaali. bakamuvunza, basiti,
19
Mudzidzisi, Moses wakati nyolela,' kana mukoma afa akasiya mukadzi, kusina mwana, muningina anetola mukadzi, kuti abelekele mukoma bana."
20
Kwaiba bakomana be munhu; bashanu neba bili, wekutanga alola mukadzi iye aka zefa akasiya mukadzi kusina mwana.
21
zwino nechipili akatola mukadzi naiye akafa kusina mwana, newechitatu.
22
Bashanu ne babili abana kusiya bana. pakupedzesela, mukadzi akafawo.
23
Pakumuka kwebakafa, kana bakamuka zwakale, aneba mukadzi wani? Nekuti bose bashanu nebabili bakamulola."
24
Jesu akati, " izwi azwis izwo zwinkukanganisei, nekuti amuzibe zwakanyolewa kana simba la mwali.
25
kana bakazemuka kuba kafa, abalole kana kulolewa, asi banenga batumwa kudenga.
26
Asi panebakafa banemutswa, Amuna kubelenga mu buku la Moses, pa nyanga ye bundu, mwali zwaakataula kwaali achiti, 'Ndini Mwali wa abulahamu ne Mwali wa Isaki ne Mwali wa Jakobu,?
27
Haasi mwali webakafa, asi webapenyu. mudetaika."
28
Umwe weba nyoli akauya akanzwa zwabaitaulilana; akaona kuti Jesu akaba daila zwakanaka. Akamu vunza, "mulailo upi ukulu pamilailo yose?"
29
Jesu akadaila." Chinhu chikulu deichi.Inzwai, Isiraeli, Ishe mwali wedu, ishe mubondzi.
30
Ida Ishe Mwali wako nemoyo wako wose, ne mweya wako wose, nefunga ndzako dzose, ne simba lako lose.
31
Mulailo wechipili unezi, 'Ida mubakidzani wako se zwauli.' Akumumwe mulailo mukulu kupinda iyi.
32
Munyoli akazi,"Mudzidzisi wakanaka! mataula chokwadi kuli mwali mubodzi, zvakale akuna omwe kunze kwake.
33
Kumunda ne moyo wose ne nzwisisa ne simba lose, ne kuda mubakidzani wako se zwauli, zwinefuula zwinepiswa ne zwibailo."
34
Jesu pa akaona kuti adaila zwakanaka, akati kwaali, "Ausi kulefu neu mambo wa Mwali." Akuna akazeda kuvunza Jesu mivunzo imwe.
35
Jesu paidzidzisa mutembeli, akati, " Banyoli baneti seiko kristu mwana wa davidi?
36
Davidi pachake, mumweya mutswene, akati. "Ishe akataula kuna ishe wangu," gala ku lujile gwanja langu, kutswikila ndaisa babengi bako chitsiko chako."
37
Davidi chaiye anemudana 'Ishe', ko Kristu angabe seiko mwana wa davidi?' banhu bazhinji bakamutetekela.
38
Mukudzidzisa kwa Jesu, akati "chenjelei neba nyoli, baneda kuyeda kudefeka nehembe dzilefu, basidawo wani wabene pasiwa munzwimbo dzekuteufesela.
39
Zwakale basida zwingalo zwikulu muma sinagogo ne Nzvimbo dzikulu pamitambo.
40
Banepinda mudzimba dzechilikadzi, nekupeleka mapemhelo malefu kuti banhu baone. aba banhu bana wana kushola kukulu.
41
Zwino Jesu akagala pafupi ne bokisi yezwipo pa nzwimbo yetembele; ainangala banhu nzwabaikanda mali mu bokisi. Bafumi baikanda mali dzizhinji.
42
Zvivo chilikadzi yakauya, yakakanda tumali tu bili, twaikwana penny.
43
Akadana badzidzi bake akabaudza."Chokwadi ndinetaula kwamuli, iyi chilikadzi aisa kupinda bose bakanda mu bokisi.
44
Bose bapa kuyenzana neufumi wawo asi chilikadzi yapa kuva mu ulombo wa mali yose."