Chitsauko 1
1
Uko ndokutanga kwevagere ra Jesu Kristu, Mwanakomana waMwari.
2
Se zvakanyorwa mubhuku remuporofita Isaya: ''Ndirikutuma mutumwa Wangu pamberi Pako, kuti agadzire gwanzi rako.
3
Izvi remunhu renodanidzira kubomo: `Gadzirirai gwanzi raShe, ruramisai gwanza rake''';
4
Johani wouya, achibabatidza mubomo achidanidzira rubabatidzo rekuzvidemba kwe zvitadzo.
5
Guta rose rejudhea newagari wose wejerusarema waiuya kwaari. Wose wakababatidzwa naye murwenzi reJorodani waireurura zvitadzo zwawo.
6
Johani wakapfeka basha dzemambvere ekamera, anga anebande reganda muchiuno make wairya magwiza uchi wemusango.
7
Iye aidanidzira, achiti: ''Munhu arikutewera masure mangu ane simba kupfura rangu, uye andina kufanira kupfugama kusunungura shango Dzake.
8
Ini ndakakubabatidzai ne mbvura, asi Iye achakubabatidzai ne Mweya mutswene''.
9
ZVakaitika mazua ayo, Jesu akauya nekunazareta kwe garirea, akababatidzwa na Johani murwinzi reJorodani.
10
Jesu achibuda mubvura,iye akaona denga richivurika Mweya Mutswene wakadzika kwaari kugue njiwa.
11
Izvi rakambuda kundega : '' Uwo ndeye mwana wandinoda. Ndinerudo naye.''
12
Ipapo Mweya wakamutora ndokumoendesa kubomo.
13
Iye akawa kubomo mazua makumi mana, akaedzwa na Satani. Iye anga arinemuka dzesango, newatumwa waimuchadira.
14
Johani paaka sugwa,Jesu akaswika muGarerea, waindanizira vangere raMwari,
15
achiti: ''Nguva yodzadziswa, umambo waMwari wakuswika. Zvindepei mutende kuvangeri''.
16
aifamba pedyo negugwa reGarerea, akatarira Simoni na Andrea hama ya Simoni, wakakanda mambure mugungwa, nokuti wangari waedzi.
17
Jesu akawati: ''Uyai mwandiri ndikuitei waedzi wewanhu''.
18
Ipapo vasiya mambure wakamutewera.
19
Jesu, wakafamba zvishoma, akawona Jakobo, mwana we Zhebedeu, uye Johani hama yake; wanga wari muchekepe wachigadzira mambure.
20
Uye ipapo akawadana, uye iwo wakasiya baba wawo, Zhebedeu, newachandi muchekepe uye Wakamutewera.
21
Wakapinda muCapernaume, uye musuwe Sabhata Jesu wakapinda musinagogue akatanga kudzidzisa.
22
Iwo wakachamiswa ne kufundisa kwake, nekuti Iye aiwafundisa se munhu anga anesimba uye kwete sewanyore.
23
Imomo musinagogue, manga mune mumwe murume akanga anemweya wetswina akadanidzira akati:
24
''Tineiko newe, Jesu wenazareta? Wauya kuzotiparadza? Ndinokusiya kuti urianiko. Uri Mutswene waMwari!''.
25
Jesu akaraira dimoni racho akati: ''Nyarara budha paari!
26
Ipapo mweya wetswena wakawa pasi wakabuda uchindanizira ne inzvi guru.
27
Wanhu wese wakachamiswa uye waibvundzana wese: ''Tchii ichi? Dzidziso itsa nesimba here? iye anoraira mweya yetswina, inomuzua''.
28
Ipapo nau dzake dzakaswika kutsvimbo yese yegarerea.
29
Paaka buda musinagogui, wakaenda kuimba yaSimoni na Andrea,na Jakobo na Johani.
30
mai wemudzimai waSimoni wanga wanga wakawata nekuwadziwa. Ipapo wakaudza Jesu nenyaya yake.
31
iye akauya, akamubuda muoko akamusimudza: worwere wakamusiya, akatanga kumuchadira.
32
wawa mandekwani,kupota kwezuwa,waka muwodzisira wawere wose wamwe wanga wane mweya yetswina.
33
Wagari wose wakaswika pamusuwo.
34
wakapora wese wairwara uye wakadziga mweya wetswina ijinji. aga asigabvumire kuti mweya wetswina itaure, nekuti waimuziya.
35
wakasimuka makuseni, kuchiri kwakaswiba; wakabuda,wakaenda kudzipo yake ipapo akanamata.
36
Simoni wanga wa naye asi waimutswaga.
37
wakamouna wakati: ''taikutsagai''.
38
Iye akati: '' gatiende kuimwe tsvimbo, kuguta rire pedyo, kuti ndi dzidzise ikoko. ndidzwo zwandakauya kuzoita''
39
iye akaenda kugarerea kuse, wachidzidzisa mumasinagogue uye wachidzinga ma dimoni.
40
Mumwe anga anemapere budzi wakauya paari akamutsanagurira akapfugama. iye akati kuna Jesu: kana uchida, munogona kunditchenesa''.
41
akabatwa netsitsi, akatambanudza muoko akamubata, akamuti: ''ini ndinoda kuchena''.
42
Ipapo mapere budzi akamusiya, iye akatchena.
43
Jesu akamuudza uye akati aende, achiti:
44
''wona, usaudze munhu, asi enda kune mu prisita opa zvipo nekutchena kwako zwamunorairwa na moses,se chipupure zwawo''.
45
Iye akabuda otanga kudanidzira kune wese nau dzakasvika kwese, zvakarepo Jesu anga asingachapinde mumakuguta wose.Iye aigara kutsvimbo zvakawanda, asi nukudaro wajinji waiuya wachibva tsvimbo dzakasiana siana.